
LORRAINE STORIES🤍🤍🤍🤍
February 3, 2025 at 05:06 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaDxdcsICVffB0UwJl19
My choice ☂ ☂ ☂ ☂ ☂ ☂ ☂ ☂ ☂ ☂ ☂ ☂
read and share
By Lorrain
Chapter 12.
Leah.
"Urikunyatsowona here zvandirikuita?"
Akandidaro akanyatsonditarisa kumeso chaiko apa he was looking good, smelling good,ndakabva ndanzwa turopa twangu kumhanya-mhanya, munguva yaitondibata nemaoko ake ari soft ndikachitanga ku imaginer tamurudo,ndakazonzwa onditi..
"Heyi !" Urikufungei ndichitaura newe."
Ndakatoita kakuvhundukira ipapo ndichibva ndamuti..
"Watii?"
"Asi wakupenga here ndikuyendese kwa doctor unowonekwa brain dzako."
"Nekuti ndaitasei."
"Ndikutaura newe asi urikuramba wakanyarara."
"Hoo pane zvandanga ndichitofunga,saka watii?"
"Ndati wazvibata here zvandakudzidzisa?"
Ndakabva ndazungusa musoro wangu ndichiti handina kuzvibata."akati" musoro wako wakazara mvura ,saka urikundiudza kuti zvese zvandanga ndichiita wanga usingawone zvako".
"Wani ndakuudza kuti pane zvandanga ndichifunga."
"Chii chawanga uchifunga?"
"Mbuya vangu na sekuru"
",ummm hayas,nguva dzatofamba, Mira nditore chair, ndikuchekere nyama yacho."
Akadaro achitobva kumashure kwangu ndokuyenda kunotora chair inova yakauya nayo achigara pa side pangu achibva atora plate iya ye chikafu ndokutanga kundichekera nyama yacho,aiva akuda kundidyisa ne folk ndikaramba ndakavhara muromo wangu ,ndaisada zvekudyiswa naye akabva anditi...
"Shama ka nhai ?"
"Handichanzwe kuda kudya ini,handei kumba."
Ndakadaro ndichitodzikisa maoko ake kuti ayise folk mu plate,achibva anditi...
"Dumbu nderako urikutoda kundiyemerera zvako."
"Kuyema unokuziva."
"Ndiko kwaurikutoda ka kundiitira."
Akataura achitotora water glass raiva ne drink ndokubva atanga kunwa ne straw, ndikawona se drink racho rainaka, ndichibva ndatorawo rangu ndokutanga kunwa ne straw, ndichitedzera zvaita,ndichiti ndakawona abata cup yake,ndobva ndabatawo yangu, ndikawona azembera pa chair,ndobva ndazemberawo yangu, Time yakakosora ndakabva ndakosorawo achibva azviwona kuti ndaitomutedzera akanditii..
"Urikuitei ?"
akabvunza ne surious face ndichibva ndamuti....
"Hapana."akati..
"Hapana kudii kwacho iwe uchitedzera zvandirikuita ."
"Hayas Usandinyepere zvinhu zvandisina kuita."
"Saka urikusekei?"
"saka handichabvumudzwa kuseka here?"
"Unofunga ndanga ndisingakuwone zvawanga uchiita chisimuka tine tiyende kumba..'
."asi tatopedza nezvemuno mu town."
"Eh,asi unezvawanga uchida kani?"
Ndakabva ndagutsurira musoro akati......
"urikudei?"ndikati..
"Ma bescuits ne yoghurt."
Nguva iyoyo ndakawona oramba akanditararisa ndakagumisira ndatarisa pasi ndikanzwa onditi..
"Asi ndiri kukupfimba here zvaurikutarisa pasi?
"Kundipfimba kweiko ngatichibude muno.' "
"Dai pasina kuti une nhumbu yangu ndanga ndisingambokutengere zvinhu zvawataura, urikusa kutodya zvinonaka kunge une mari."
Akadaro achitosimuka pa chair,ini ndokusimukawo ndichitosimudza paperbag yaiva nezvinhu zvangu tichibva tabuda mu shop muya. ndipi patakatanga kunzwa tumvura kudonha-donha . uyu Michael achibva anditi hatichayende kwa pick n pay tinogona kunaiwa ndikamuti okay"akanditi" hauna kutsamwa here, ndikamuti eh,tichibva tafamba kuenda kwaiva nemota yake,asi mvura yakabva yatanga kuchinyatsonaya zvekuti ndakasvika kumota kwacho ndatotota kwakupinda mumati,mota ichibva yatosimuka takuchiyenda kumba, ndakabva ndabatidzirwa heater, ndakatanga kunzwa kudziirwa, pakarepo ndakabva ndabatwa nehope kwakurara zvekuti pese pakafamba mota ndaiva ndakarara ndichingonzwa mvura ichinaya ichiita mabhanan'ana
ndakatozoshamisika !"ndichinzwa Michael achindimutsa achiti tasvika kumba. ndikangoti neche mumoyo tasvikireiko ,ndakabva ndaburuka mumota ndakabata zvinhu zvangu,asi chando chaiva chakufuridza sezvo kwanga kuchangobva mukunaya, ndakatomirira Michael kuti apedze ku locker mota yake ndokuchibva tafamba tese kuyenda mukati akandibatira zvimwe zvinhu, takatowona mumba matochinja maiswa zvims baloom netuma lights twaingobaka ma different colours, Apawo pa table papanga patosetwa ma plate e dhaka nema spoon acho, ndakatosweresa mai Michael vaive busy kugadzirisa zvinhu zve birthday revana vavo vachibatsirana na Mai Munya,ini ndikatoti kuna Michael ndakuyenda ku room kwangu, akanditi make sure urikuyenda ku room kwangu,zveku room kwako uko siyana nako,ndakamuti"horyt "ndichibva ndayenda ku room kwake, kwandakasvika ndichibururitsa ma dress angu mu plastic ndokutanga kumayedza one ine ndichimboita ndichinozviwona pa glass kuti rakandifita sei,ndakatombopfeka nema heels ndokutanga kudzidzira kufamba nawo asi ndaitonzwa kunge ndiri mudenga-denga ndichibva ndamabvisa ndokutanga kuwona foni yangu, ndichinzwa kufara kwakanyanyisa kuti ndaiva ndane foni ne hembe nyowani changa changosara kuti nditengerwe line....nguva dzakatofamba ndichingonakidzwa nekuwona zvinhu zvangu,ndipo pakazouya Mike akawona ndakapfeka rimwe dress rangu achibva anditi...
"Party irikuda kuitwa iyi haina kana zera newe, ndezve vana vechikoro izvi?"
"Ini handisi munhu mukuru ndaitofana kunge ndiri kuchikoro futi."
"Zvino wava nemimba. hakuna kwaunoyenda kunofara ne vana vechikoro,kana zvakuremera rara."
"Plus ndagara ndisirikutozvida zvema party yenyu."
Ndakadaro ndichitopeta-peta hembe dzangu akanditi....
"Kana newewe ungatode kuyenda kunomirizika pane vana vechikoro."
"Tirimu town hausiriwe wati urikuda kunditengera dress rekupfeka pa birthday rana Natasha."
"Hanty apa watoripfeka uri mu room muno"
"Eh ndaripfeka saka chii chirikukunetsa,,
Ini handisikutoda kuyenda ku birthday rana Natasha."
"Kana usirikuda kuyenda good coz pachange pachiitwa birthday racho mom vangu vachange vasipo futi."
Ndakatoramba ndichipeta hembe dzangu,handina kuzomboda kumudaira ne nhau yezvima birthday zvake, ndakatorongedza hembe dzangu mu plastic,ndinzwe radio yatanga kurira yakaiswa mazi volume ndofunga chi birthday chacho chaiva chatanga."
ndakawona Michael ayenda kunogara pamubhedha akatanga kuwona tv,iniwo ndaiva ndakagara pasofa ndakabata shaya, ndichitonzwa kunyaudzwa ne radio ,,ndakazopedzisira ndasimuka ndichinodongorera pa window ndokuwona kunze kwasviba ndaiva ndakutonzwa nzara,ndikati regai ndinotora chikafu ku kitchen ndobva ndapfuura nemu dining ndichiwona kuti zvirikufamba sei, Time yandikati ndivhure door ndakabva ndanzi na Michael...
"Urikuyenda kupi?"ndikamuti..
"Dakunotora chikafu ndane nzara."akati..
"Okay ukasire kudzoka ndingorikukupa 10 second chete."
"Ma seconds ma shoma coz ndichatombogara ndichidya."
"Unouya uchidyira muno."
Ndakavhura door racho ndichibva ndabuda,asi mu passage mese maiva makaita kuvharira ne radio.
ndakatopfuura nemu dining ndokuwona makazara vana vechikoro vachiita kutamba vakapfeka tuma short, ndakanyatsoti kupera kwe party iyi mumwe arikuyenda ne mimba kumba kwavo chete..Kana itwo tuvasikana twepano twaiva busy kutamba ne vakomana vacho vachinwa doro, Ndakanyatsoti mai Michael chirungu chavo chekusiya vana vachipenga mumba kudai chakadhakwa.
Kupera kwe party iyi ndaiva ndane version nako,ndakatopfurira kuyenda mu kitchen nd9kusvika Bidget achito toaster chingwa chake achitoda kunwa tea ndikamuti...
"Hezvo urimuno, vamwe vako varipa mafaro."'
"Handiite zvekupenga izvo Leah,zvirikuitwa nana Natasha ndezve chihure,ukada kuvaudza gwara rakanaka,vanobva vanditukirira kusaroorwa kwangu,i wish baba vangu varipo."
"Hamuvawone here ku cottage kwandikanzwa kuti ndokwavanogara."
Ndakazofunga ndataura,ndikazviti aya ndomakuhwa andakuda kuita manji iye Bridget achibva anditi....
"Hatibvumidzwe kuyenda kunovawona asi iwe wakanzwa nani kuti baba vangu ndokwavari?"
"Ndakavawona vachibudikira hanty ndivo vane mhanza so."
"Havana mhanza havo"
"Asi ndakavawona hangu ndiri nechekure."
"Hoo."
"Ko mai Munya vayenda kupiko.?"
"Vanenge vayenda ku room kwavo."
"Ini ndatouya kuzotsvaga chikafu muno."
"Ko murikuwirirana here na Michael coz mukoma vangu vaye ndovaziva kuti vanoshusha."
"Vanoshusha iwe !" vanongoda kuudzira vanhu zvekuita ini zvinobva zvandibhowa hangu."
"Kkkkkkkk kkk !"
"Ipapa andipa ma seconds ekudzoka ku room kwake."
"ende anopenga, unodya here toast bread?"
"Eh ndodya."
"Saka mira ndikuisire mundiro unodya."
"Okay,asi Bridget vana avo vechikoro zvandawona vachiita pandapfuura nemu dining ndati vakafa havana chavakawona sure,uyu mwana wenyu Tashia zvandamuwona achiitwa nerimwe zimukomana rakareba zvinonyadzisa ."
"Vasiye vakadaro,vachamitiswa plus mai vangu ndovatori wrong pakuvatendera kuti vaite birthday ravo vega ndosaka varikuita zvekupenga kudaro."
"Vanoda kutsiurwa party ichirikuitwa kudai vabve vaziva pekugumira tarisa ini ndakapinzwa mu marriage ne munhu wandanga ndisingade ezvino imimba yandatove nayo , kuratidza kuti hupenyu hauchina kwaauchayenda hauna ."
"Leah unozotaurisa."
"Zvinorwadza iwe Bridget,vana mai vedu ava vanoda mari zvakapfurikidza, ndaitofana ndirikuchikoro ini ndichitofara not kudzvinyirirwa kwandirikuitwa na Michael."
"Ndakambozvitaura izvi kuti waita mudiki nezvaurikuda kuitiswa asi hapana akamboda kunditerera even Michael ayitoti wakura."
"Chinopenga icho chinenge chingoda kubhesera zvemahara."
"Kkkkkk !"
Ndakazopihwa chingwa chiya na Bee, ne drink racho, ndokudzokera ku room kwa michael ndikanotanga kudya, Ndichimboita ndichitarisa ku tv asi zvinhu zvacho zvaiwonekwa na Michael zvaitonyadzisira pachibuda mumwe mukadzi nemurume vachito kisana vakarara pamubhedha asi iniwo ndakatoramba ndakavhura ziso ndichitoda kuwona kuti zvichaperera mukuitasei zvekuti ndakatombomira kudya, ndokuwona varungu vaye vakubvisana hembe zvekutoda kuita, ndipo pakabva pangodzimwa tv na Michael achinditi...
"Unoda zvinhu, watotadza kupedzisa kudya kuti uwone vanhu vasina kupfeka."
"Newe unoda zvinhu,wanga uchimboisirei movie racho rinonyadzisira "
"Ko kwandiri zvinyowani here?"
"Saka wadzimirei?"
"Unozoita bofu nenyaya yekuwona zvisina basa "
"Haiwawo."..
Ndakatozopedzisa kudya,kwakuisa plate ne cup pa couch,ndaiva ndakuchida kurara, Ndikati...
"Michael ndakuda kurara ndane hope?"..akati...
"Tanga wanogeza wozouya uchirara."
"Ndageza makuseni."
"enda unogeza futi,coz pamubhedha pangu hapararwe nemunhu anetsvina plus taswera tichitenderera mu town, ukapedzawo kugeza ndobva ndageza wo...
"Haa iwewe unonetsa."
" hakusi kunetsa asi ndirikuda kutokudzidzisa smart coz ukaita hutsvina hapana murume anombokuda, mazino aya anoda kuti kana wapedza kudya chikafu chemanheru womakwesha, ndizvo zvinotokurudzirwa."
Handina kuzombozviterera izvo. ndakatoyenda kunogeza mu bathroom asi musana wangu waiva wakuda kutanga kundirwadza, ndakatoti ndichipedza kugeza ndakangotanga kunzwa kuda kurutsa ndichibva ndamboramba ndakamira asi handina kuzorutsa angu, ndakabva ndakwesha mazino nemurwi we Colgate, ndokuzogeza mukanwa mangu, ndichibva ndatora mouth yandikadira mukanwe mangu ndokutanga kuyikuchukudza ndichibva ndasvipira mu sink,mukanwa mangu maiva makubuda ka fresh air..
Ndakatochinja hembe dzangu, ndokudzokera kuna Michael, ndikasvika ndichimuti ndapedza,ndopakati okay akati achitoburuka pamubhedha achibva ayenda kunogezawo ndikasara ndichipinda muma gumbezi asi ndaiva ndakutofunga vanhu vanga vachibvisana hembe pa tv,ndikati iye Michael wacho anemanyemwe wo,chazodzimira tv hacho chii,ndakabva ndatotanga kufunga those days pandaiva kumusha ndichiba zvipfuyo zvasekuru wangu zvekuti dai pasina mom vangu vakazonditora vachindiunza kuno ndingadai ndatova millionaire...ndaiva ndakutoda kubatwa netuhope ndopakauya Michael achindifugunura gumbezi." akanditi."nhasi hausikurara tisina kuita zvatinofanira kuita, tarisa zvakaita short rangu,ririkuto reporter kuti hazvina kundimirira mushe,zvirikutoda iwewe,saka muka ubvise hembe dzako or ndikubatsire hangu kubvisa..
"Handisikuda kubvisa hembe dzangu plus iwewe wakanditi kana ndane nhumbu yako unenge wakusarara neni saka apa urikudei kwandiri."
"Poto,asi haundidewo here Leah kutaura sure?"
"Unofunga ne hutsinye waunondiitira ndingakude sek?"
"Hunenge husiri hutsinye asi ndinenge ndichida kuti uyite zvinhu zvakanaka coz l love you ."
"Siyana neni Michael kana zvakunetsa enda unotsvaga musikana wekurara naye ku party uko."
"Ini ndine mukadzi ndodirei kunotsvaga mumwe munhu."
"Handisi mukadzi wako."
Ndakabva ndatodzokera mukurara,iye achibva auya kunorara kumashure kwangu akatanga kundibata-bata zvekuti ndingobatwa nema feelings asi ndichinonakidzwa ndaito pretender sekunge ndakarara ndichitinonakidzwa nezvaitondiita kusvika tazorara."
Following day Michael akufumira kuyenda kubasa, ndakasara ndakarara sezvo panga pasina chekumukira ndaiva ndakazorodzwa pakushanda ndakatozomuka mu dumbu makuti guuu zviye zvenzara ndokuyenda kunotsvaga chekudya ndichibva ndacheka cake ranezuro ndikanodya ndakagara panze..Pakazosvika weeekend mai Michael nevana vavo vakayenda ku weekend kwa sisi vacho,avawo mai munya vakayendawo kumba kwavo kunowona vana vavo,vaidzoka mangwana sunday."
ndakatoswera pamba ndiri ndega.
apa Michael anga ayenda kubasa ayigona kusatodzoka futi kumba kwacho manheru uku ndopandaitya kurara ndega zvaitoda kuti nditosimbe hana...Ndichitowona zuva ranyura ndakatokasira kubika sadza nederere rangu ndokuyenda kunodyira ku bedroom kwa mike ndichitamba game rekubika ndorandaiva ndakaisirwa mu foni naye achinditi achanditengera line kana ndadzikama, Tuma days twacho ndanga ndakuzama kumuitira zvakanaka asi pakundikwira apa ndopandanga ndisingade coz ayibva atanga kundipopotera nyaya yetunzeve twangu coz aiva akandipa mushonga asi handina kuwushandisa ndaitowunzwira husimbe, pakumbonoswera kubatana nekuzasi kwangu ndozoda kudya ndaibva ndanzwa kusema, Apa husimbe hwaiva wakundidherera kana kugeza ndakanga ndasisade ndichitongonzwa kuda kugara netsvina but pakudya ndaiva pamberi,ndaifarira kudya chikafu chekumusha se zvimufushwa ne derere,kana munyemba,sanike derere randaitodyisa sadza ndaiva ndane mazuva ndakaritsamwira kuna Michael kusvika pakazoritenga nezuro ndokuuya naro kumba?" zvineiwo nguva yandikangosunya musuwa we sadza ndakabva ndanzwa knock pa window zvekuti hana yangu yakarova ndikati pamwe ndakanganisa kunzwa,ndokunzwaknock iya futi yakune nerimwe window,ndakadzimara ndakasimuka pamubhedha ndokuyenda kunodongorera pa window pacho asi handina kuwona, ipapo ndakagumira ndakuchizvibvunza kuti angave ani,ndava munhu wese wepano pamba aiva asipo, Ndakabva ndanzwa ku knocker futi ndichibva ndatizira mu bathroom mandikasvika ndichi locker door ndokutanga kuchema,ndaiva ndakutya kubiwa..Asi hapana kupera ka nguva ndopandikanzwa Michael akundidedza ari bedroom,ndichibva ndabuda mu bathroom macho ndichitopukuta musodzi ndopakanditi....
"Zvaunenge urikuchema koindava?"
"Pane munhu anga achi knocker pa window handina kuwona kuti ndian?"
Akabva atanga aseka achibva anditi....
"Wanzwa chaizvo-chaizvo here or waita manzwira?"
"Ndatomunzwa munhu anga achi knocker pa door chinenge chipoko?"
"Apa ndirikuda kutobuda?"
"Kuyenda kupi uchindisiya ndega muzimba rese iri?"
"Hanty iwe ndakuti huya tirare tese haudi,saka ndirikuda kutoyenda kuno catcher baby ndobva ndayenda naro ku hotel?"
"Rara hako neni Michael nhasi coz ukangobva pano pamba uchindisiya ndega munhu uya anogona kudzoka achi knocker futi?"
"Saka iwewe ndiwe uchandipa zvandirikuda" "Eh?"
"Horyt handei tinogeza ?"
He said achitondibata ruoko rwangu tichibva tayenda kunopinda mu bathroom,akasvika achindibvisa dress randaiva ndakapfeka,iye achibva abvisa dzake ndokusarwa neka short, ndopakayenda neni kunomira pa shower coz mu bathroom macho manga mune zvese.akabva avhurira mvura yaitonhora apa ini kugeza kwaindibhowa..
Akatonditi ndibvise braa rangu Ndichibva ndamurambira akanditi.
"hapana chandisingambozive pauri apa leah, chingobvisa uye umire apa shower...ndakatoramba ndiri zii ,ndikawona akuvhara shower achibva auya kunondibvisa bra racho,ndokutanga kundibata mazamu angu ese akamira kumashure kwangu achinditi..
"Hameno kuti nei ndichikufarira beb, Asi iwe wakandimakirei?"
"Unondishungurudza."
"Ndinenge ndichitoda kuti uyite zvakanaka, Unoziva ndogara ndine stress yekurambwa newe."
"Mazamu angu aya awurikubata anozokurisa apa ini ndinenge ndisingade izvozvo ".
"Akatokurisa ndokuti anakidze kubata."
Akadaro achitomapfanya- pfanya zvainakidzira...Akati..
"Hanty urikuwona kuti mazwano watokura, wakutonakidzwa nezvandinenge ndichikuita plus zvekuti takasiyana nemakore akawandisa hazvina kana basa chakosha i love yedu, mukufamba kwenguva uchatopedzisira wandijaira...
Akadaro achitondikissa padama pangu.ndakatanga kunzwa kunyara,asi hameno munhu akabva apinda mu room medu achibva atanga kudedza Michael kusvika pakazouya ku door re bathroom ndokutanga kurirova-rova..
Ndikanzi Mike" usatombodaire zvako ."he said ne voice raiva pasi-pasi ndikamuti "Ndian?"
Akabva andivhara muromo wangu...
End of this chapter 12
❤️
👍
🙏
😂
😢
😮
3.1K