Lorraine SHONA NOVLES🇿🇼
Lorraine SHONA NOVLES🇿🇼
February 5, 2025 at 11:52 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaDxdcsICVffB0UwJl19 My choice ☂ ☂ ☂ ☂ by Lorraine Chapter 14 Leah. "Ndanga ndakusuwa Michael? Ndakadaro ndichitobvisa musoro wangu pama shoulders ake akati.. "Mashura chaiwo,nhasi kutondisuwa wo." "Apa nezuro manheru handina kumbodzirara hope ndichingofunga kuti urikuitei ku bedroom kwako na Diana?' Ipapo ndakawona akundinyemwerera nemazino ake aiva akaita white white zvekuti ndakatombozvibvunza kuti saka Michael anotodawo munhu akaitaseni,achisiya Diana aiva akanaka nekutsvuka kwacho. ndipo pandikawona kuti moyo muti unomera paunoda sure,iye michael wacho akabva andibata ruoko rwangu ndokutanga kutaura akandibata achinditi... "mazwano hauchina kundivenga leah,asi paye chii chaimboitika beb kuti undivenge kudaro?"He said akatonditarisa but kunyara ndokwaiva kwakundikurira,asi iniwo wacho kubva pakangouya Diana nezuro,moyo wangu hauna kuzombobvira wadzikama ndaiva ndakutowona sekuti ndirikuda kutorerwa munhu wangu,coz ndaiva ndajaira kuita zvandinoda kuna mike sezvo ndaiziva kuti hapana anotivhiringika. zvino kuuya kwanga kwaita Diana kwanga kwakundishaisa mufaro"anyway ndakazopindura mubvunzo wa mike ndichimuti... "Handitozive kuti chii chaitika pandiri " Ndakatomutaurira nhema,asi chinhu chaita kuti ndimuvenge ndechekuti akandiroora zvandisingazive.akabva anditi... "Taura sure beb waiva wakandimakire?" "Michael zvambouya sei izvozvo,past is past."ngatitotaure dzimwe nyaya... "Ndakutoda kuyenda mumba,ndine ma documents angu andirikuda kunotsvaga?" "Ukayenda mumba handifunge ndichakuwona futi?" "Ndouya ndichikuwona ku room kwako?" "Nguvai?" "Uchangowona ndauya. chisimuka tiyende mumba." "Ngatimbogare pano panze coz ukayenda mumba unenge usisiri wangu...." Akabva aseka achinditi... "Unopenga here Leah." "Handisikupenga asi ndirikutaura sure." "Inga ndati ndichauya ndichikuwona wani ku room kwako." "Horyt." Ndakadaro ndichitosimuka patanga takagara,iye achibva asimukawo, ndikafunga pamwe achandipawo kiss or hug zvayo yekungoti kana asina kuuya ku room kwangu ndorara ndichifunga nezvayo, zvino haana kutoda kuzviita,akatondibata maoko angu ndokubva tatanga kufamba tese achitondiudza kuti mangwana arikuda kuyenda neni kubasa asi hatifane kuwonekwa na diana tichibuda tese, ndakatobva ndamuti okay,tichisvika pa door akabva andisiya ruoko rwangu achinditi nditange kupinda."iye achazopinda pati perei kanguva, ndikamuti "Michael promise is a credit, usaregedze kuzouya ku room kwangu?" "Ndouya beb." "Horyt". Ndakabva ndavhura door kwakupinda mukati uyu Michael achibva ayenda kwaive nemota yake,ndichingoti ndifambei ndakanzwa voice ra mai va Michael vachitaura na Diana mu dining, ndofunga vaiva vauya nguva dzatanga tiripanze,ndakatoyenda kunotsvaga pekuhwanda ndokunzwa vachitaura pamusoro pangu vachiti.... Mai Michael.......muroora wangu usambotye hako chandinoziva ndechekuti Michael ndewako haambofa akakusiya,apa urikungonyepedzera kuda Leah kuti asafunge zvakawanda zvekuti akangoita mwana achamuwona achiyenda kumba kwavo....... Diana........mungataure henyu kudaro asi Michael achinja maitiro ake,nezuro pandakauya pano haana kumboratidza kufara ,aiva akutondipopotera achiti handichambomupihwe mwana na leah achibva andirova mbama kana ndimiwo." "Akufarisa manji Michael, dai ndanga ndiripo ayisambomaita manyemwe iwayo ekukusimudzira ruoko?" "Mom kuwona kwangu Michael avekutoda Leah." "Anomudii Leah nekusakwana kwake,ngazviyedze zvekumutora ndopanowona kuti ndichinodya gaka mbishi,,asi kuuya kwawaita watogona......." "Munofunga kuti dai musirimi makandiudza ma direction ekuuya kuno kumba ndaimbokuuya?" "Iye ndichamutsiura hangu akabva ku basa,anofana kuziva zvakavinga leah pano,iwewe ndiwe mukadzi wake saka ndichati mike apagadzirise ipapo ." "Sure taura naye agadzirise hunhu hwake coz ndakazofonera baba vangu na mom vangu vakauya kuno hapabude chakanaka izvezvi ndakatovaudza kuti Michael arikundinetsa vakanditi ndisiye imba yacho asi ini handisikuda ndozvandikavaudza but vaiti akaramba achinetsa Michael wacho vachapedzisira vauya kuno?" "Usapinze ana mhama panyaya idzi unovapa stress,iye Michael anozviziva kuti akanetsa ndomurova zvake zvekuti akakurasei handizviverenge ipapa ndakataura naye akatadza kunzwisisa ndinenge ndakuita zveshamhu naye "Munomurova Michael nekukura kwakaita?" "Eh Ndomurova iye anozviziva ende hatomboite mistake yekundidzosera anotoziva kuti mai vane ngozi?" "Asi mhama dai mati leah ayende kunogara kumba kwavo,kana nhumbu yanayo yakuda kuzvarwa odzoka kuno coz akaramba achiwonana na mike vanopedzisira vakudanana ndakasara ndisina murume." "Umm handiwone sezvichiita kuti timuyendese kumba kwavo asati atipa muzukuru wedu, anogona kutiza leah uyu.?" "Hambokutizei mhama,munongomuti ayende kunogara na mai vake?" "Ndichazonzwa kana iye Michael auya kuti anotichii ne nyaya yacho,iye arikupi?" ndawona mota yake panze apo?" "Michael auya?" "Eh,ukatobuda panze unowona mota yake ?" "So ana leah ?"rega nditoyenda kunomu checker ?" Ndichingonzwa diana akufamba,ndakabva ndatanga kufambawo ndakatonanga ku dining ndichitobhoikana nezvese zvandanga ndanzwa zvichitaurwa pamusoro pangu, ndakatosanganidzana nayr diana wacho achibva asiya andiridzira tsamwa achitobuda mumba, Ndikangomuti ndichamubata hangu, ndichibva ndayenda kunogara mu dining kwaiva na mai Michael ndakarova serious ende ndanga ndakangomirira kuti vakangonditanga chetr ndobva ndavadira bomba chairo,vakabva vanditi.... "Iwe leah tisu tanga tisina kutokuudza kuti Michael ane mukadzi wake,taitoitira kuti usatinetse pano pamba ukaziva kuti Michael ane mukadzi wake, saka ndakutokumbirawo kuti Siyana nemurume we munhu,ukaita mwana wobva watsvaga wako?" "Handitombosiyane naye Michael,ndirikuda kudzidzisa diana lesson rekuti haatsvagire murume mukadzi plus zvamanga muchitaura ndazvinzwa Ndiyendesei kumba kwedu kwacho muwone kuti munozondiwana futi here....?" "Tsvaga wako murume kote kuda kutora mumwe,isu hatina kukuunzira pano kuti udanane na Michael tirikuda muzukuru chete kubva kwauri?" Handina kuzomboda kupindurana navo sezvo ndaiziva kuti mai munya vakandi promiser kuti musi wandoyenda ku labour ndikangoita mwana. vanobva vanditizisa vachinonditsvagira kumwe kwekugara,saka panga pasina chekuvhunduka ndakatosimuka ndokuyenda ku room kwangu,ndikanoburitsa hembe dzese mu wardrope ndokutanga kudzirongedza zvakanaka,dzimwe dzacho dzanga dziri ku room kwa Michael ndaitoda kunodzitora but ndaitoziva kuti Michael hambobvume kuti ndiyende kunogara kumba kwedu... Ndichitopedza kurongedza hembe dzangu,ndakayenda kunomira ku balcony ndakatanga kurohwa neka mhepo ndichitofunga kuti Michael aripa chokwadii iyeyu kuti anondida or ndezvekungoda kundifadza ne nhema sezvo arikuziva kuti ndine nhumbu yake. kwaingova Kuzvitongesa ndakamira ndopandikanzwa mvura yakutangidza kunaya fiti ndipo pandikadzokera mu room mangu ndokusvika ndichipinda muma gumbezi,ndaiva ndichiri ndakaguta sadza ratanga tichangobva kudya na mai munya,ndakatobva ndarara ndichitogaya kuti mike hachambouya kunondiwona nekuda kwetunyaya twanga twakungotaurika-taurika."ndofunga nguva dzaiva dzakuyenda kuma 11pm ndopakauya Michael achindimutsa apa ndaiva ndakatofa ne hope,ndakabva ndamuka akanditi... "Sorry hako beb nekumutswa this time ?" "Ndanga ndichitofunga kuti hauchauye." Ndakadaro ndichitoshama n'ai ?" "Ndanga ndichida kumirira kuti diana atange arara." "Apa vanga vachironga zvekundiyendesa kumba kunogara mom vangu asi Michael uri serious here kuti unondida?" "I love you baby nemoyo wangu wese?" Ndirikutoshaya kuti ndoita plan yipi kuti diana adzokere ku America?" "Funga plan Michael or unombondiyendesa hako kumusha kuna mbuya vangu kana zvinhu zvako zvarongeka wozouya uchinditora coz handikwanise kunogarisana na mom vangu?" "Kumusha hakuite kuti udzokere unogona kungoyenda kunogara kumba kwakabva diana ndiko kwandinozopota ndichiuya ndichikuwona ?" "Michael chimbonditi ndiyende kumusha kunowona mbuya vangu na sekuru wozouya uchinditora.?" "Ndekupi kumusha kwenyu?" "Kuhurungwe kure hako asi ukandipa 25 us ndosvika?" "Unozoyenda leah ?" "Rinhi?" "Next months,pamwe toyenda tese?" "Okay?" "Wanga wageza here manheru ano." "Ndanga ndisina hangu." "Unogarirei usina kugeza leah ?".. He said akanditarisa ndichibva ndatanga kunyarara... "Chisimuka uyende unogeza ndakakumirira?" "Okay?" Ndakatozvifugunura gumbezi,ndichibva ndaburuka pamubhedha, ndopandikayenda na Michael mu bathroom mangu akasvika achindibatsira kubvisa hembe dzangu,achibva ayenda kunotsvaga pekugara,achindimirira kuti ndigeze ndopandikavhurira mvura pa shower ndokutanga kugeza ndichitotaura na Michael,ndichimuti mangwana achaburira kuyenda neni ku basa kwake here."akanditi Anoyenda neni kuswera mangwana."ndikamuti okay,ndopandikapedzisawo kugeza,ndichibva ndayenda kunokwesha mazino ndakamonera Drying towel, ndopandikanzwa Michael auya kunomira kumashure kwangu achibva andibata dumbu rangu ndokutanga kutaurira munzeve mangu achinditi... "I love you beb?" Ipapo ndakanzwa muviri wangu wese kumerera neiro izwi rekungoti l love you chete,akabva anditi.. "Say something beb ndakatomirira kunzwa mhinduro yako..." "I love you too Michael?" Akabva anditendeudza achinditarisa kumberi kwake,asi ini Ndakabva ndatarisa pasi achibva andisimudza chirebvu achinditi... "Ko urikunyarei asi watanga kundiwona nhasi?" Ndakabva ndazunguza musoro wangu... achibva anditi.. "Saka chinditarisa?" Ndakabva ndamutarisa, Ndakanyatsowona kuti mike i handsome chaiyo,zvese zvaiva paari zvaingova perfect, Akatobva andiswededza padhuze pake ndokunyatsonzwa kuti pano tagumana na zvinhu zvedu,akabva atanga kundikissa akandibata musana wangu ndichinyatsonzwa kutapirirwa nema lips ake,ndofunga takakisana zvema about 10 minutes ndopakazondisiya aachibva andisimudza ndokuyenda kunondirarisa pamubhedha apa ndanga ndakutya ka dhiri kangu,ndanga ndisina kugadzirisa kuzasi kwangu,time yakapedza kubvisa hembe dzake dzese akabva andibvisa tauro rangu ndokuuya pamusoro pangu akatanga nekundipa kiss asi ini ndaiva ndakutoda kumwe kwacho,asi ndakazonzwa amira kundikissa ndokundivhura makumbo angu akatanga kunditarisa kuzasi kwangu,achibva anditi."nei usina kushandisisa mushonga wandikakupa." ndakatoshaya zvekumupindura ndichibva ndaramba ndakanyarara, ndopakazonditi hazvina basa hazvo, ndakatofara hangu coz ndaitova ne hunhungo nekuita izvozvo,akabva atotanga kundikwira ndikanyatsonzwa turopa twangu tuchimhanya nemuviri wese,apa ndaiva ndakanyatsovhurwa makumbo zvinhu zvese zvichiyenda, ndakanyatsoshandirwa kusvika nyota yangu yese yapera, ndopakazondisiya achibva apfeka hembe dzake,achinditi akudzokera ku room kwake,handina chandikataura hangu ndaitoda kuti arare mu room mangu,akabva asiya andikissa padama,achibva atobuda,ndokusara ndichirara..... Zuva rinoteera racho,ndakatokasira kumuka,kuri kutopererwa kwe hope, Ndopandikamuka ndichiyenda kunotsvaga hembe yekupfeka mu wardrope ndokutora dress,ndokupfeka iroro ndichibva ndayenda kunozvigeza kuzasi kwangu ndaitonzwa kuti ka smell karikubuda pandiri hakana kuita mushe, Ndichipedza kuzvi cleaner,ndaiva ndakutofunga kuti Michael ndomuwona sei asati ayenda ku basa,ndakabva ndafunga zano rekuyenda kunomirira panze,kana akuyenda kubasa kwake ndobva ndamubhabhaisa." Ndakatoyenda kunopfeka zvima morning shoe zvangu ndokuyenda kunomirira ku swimming pool, Ndokwaiva ku dhuze ne car park yavo, ndakamira ndamira zve kusvika pakuneta Michael wacho anga asingauye ndaiva ndakutoda kuyenda mumba kunotsvaga zvekudya,hameno ndian akauya wo kumashure kwangu ndakazongonzwa ndasandudzirwa zvinesimba mumvura zvekuti ndakasvikonwirira ma cup e mvura apa ku swimmer kwacho ndaisakugona, ndaitozama kuburitsa musoro wangu mumvura ndichidedzera Michael, asi ndaibva ndanyura mukati." Ndakanyatoti apa ndatarisana nekuchemwa hameno munhu aiva andiitira hutsunye wekundisandudzira mumvura,ndakatonga kudzika pasi ndichizama kuda kuzvikwidza mudenga asi zvairamba ne nhau yekuti ndaisagona ku swimmer,ndakabva ndangoti ziii.......... Handizive kuti zvakafamba sei after ndanyura mumvura, ndakazomukira ndichiwona ndaku hospital,ende ndakabva ndatanga kukosora !" Ndopakazouya vamwe doctor vaina Michael... Iye mike achibva amhanya kunondibata achinditi... "Are you okay leah?" Ndakabva ndatsurira musoro wangu..... Ndichitokosora achibvaanditi.... "Ko wanga uchizodirei kupinda mu swimming pool usingagone ku swimmer,apa wanga wane ma hours wakarara usirikumuka ndanga ndakutotya?" "Handina kupinda ndichida mu swimming pool pane munhu andisandudzira handina kuwona kuti ndian.. Ndakabva ndatanga kukosora !"Michael achibva atanga kundibhabhadzira kumusana kwangu.... Achitotaura na doctor vacho kuti vandipe mu shonga wekuti ndisarambe ndichikosora, ndopavakati okay ndakuyenda kunotora ku office kwangu, ndopavakabva vatobuda.. "Leah chii chaitika tarisa wakungokosora?" "Pane munhu andisandudzira?" "Ndi diana here?" "Handina kumuwona munhu wacho?" Michael chimbondiyendesa kumusha tarisa ndanga ndakutoda kurayiwa... "Ukayenda kure neni hazvite leah,tarisa kuti une nhumbu yangu zvinenge zvichitoda uri padhuze pangu ndichikuwona?" "Ndongonoita one week ndobva ndadzoka?" "Kumusha hakuite leah?" End of this chapter 14
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 2.8K

Comments