MT TINO NOVELS🥳
MT TINO NOVELS🥳
January 21, 2025 at 08:04 PM
*MT TINO* BOOK 1️⃣6️⃣ https://whatsapp.com/channel/0029VaN09W3GJP8NewVPqi2Z *👆👆👆👆Handipi munhu book ku inbox munhu tevera Channel* wese arikuda kubva pa1. 👇👇👇👇 WhatsApp Grp https://chat.whatsapp.com/BrDHDMNCuIR6aqyCdvICWG https://whatsapp.com/channel/0029VaN09W3GJP8NewVPqi2Z Please follow my Facebook page group and like my books. https://www.facebook.com/groups/939921260772355/?ref=share *💫 PRIDE and PREJUDICE🌹* *🌧️ROMANTIC💓 NOVEL* Written by: *MT TINO* Call only To778592426 WhatsApp To775665363 *Please READ and SHARE* *Love Story💓* Chapter 21 Narrator Wakafamba baba Pride kwakuyenda payiwa pakamira mwana wavo wakamubata mapendekete. "Pride mwanangu" "Yes daddy" "Wachinja mwana wangu chii?" "Nothing daddy" Akadaro achitenderuka kuti awane kuyenda kuroom kwake. "Oh ok Pride ndagadzira chikafu chako mira ndikupe" "No mayita zvenyu ndakaguta" "Wakaguta wadyeyi?" "Ndadya kutown" "Kutown? Pride you need to tell me something. Pane akutadzira here pano" "No hapana" "Saka chii wachinja Pride?" "Hapana I'm fine" "Wakundityisa Pride" "Don't worry daddy musatya zvenyu I'm ok" Akadaro kwakutanga kufamba achiyenda kuroom kwake. Baba wake wakayedza kumudayidza asi haana kumira akawaudza kuti ayiwa nework yekuita yakawanda yayimuda panguva. Paayifamba kuyenda Tamia akateverawo achifambisa kuyenda kwaayiwa. Pakanga pakuda kuvhara Pride door Tamia akabva aripusha zvekuti Pride akatoshamisika kwakutarisa akaona ari Tamia achibva avhura door Tamia kwakupinda. Waviri wakafamba kunogara pasi pasina ataura neumwe. Pakatomboita nguva wachingonzwika kufema chete pasina abuditsa ake mashoko. Tamia ndiye akazosarudza kudzima runyararo. "Pride" "Chii Tamia" "Pane pandakakutadzira here because kubva zuva rawakarwa naVic hauna kuzomboda kundiona kana kubudikira zvachose pamba wakusvika husiku hauchadyi pamba chii?" "Tamia handina kutombokutsamwira but ndakangoti ndimbozvisudurudza pavanhu ndiite zvandirikuona zvirikundiitirapanguva" "Ummm zvinengeyi Pride topedzisira takutya kana kuchikoro hausisina kana hushamwari nemunhu kana kutaudzana nemunhu Pride urikurwara here? Chiii chirikunetsa?" "Ndiwe urikunetsa Tamia" "Ndini ndirikunetsa?" "Eh ndiwe urikunetsa mandiri" "Kunetsa mauri how?" "Tamia l, l , l love you" "What?" Akavhunduka Tamia sezvinhu zvaanga asina kutarisira kwakusimuka achimira. Pride akasimukawo kwakunomira pamberi paTamia. "Tamia please ndokumbirawo" "Pride you're my enemy hauna kumbobvira wandida pahupenyu hwako saka..." "Tamia ndakakuda kubva pahuduku hwangu" "Liar! You're lying Pride no" Akadaro Tamia achichema misodzi yeshungu . Pride akaswedera pedyo naye kwakumupukuta misodzi achibva amubata maoko ake ese. "Tamia I love you ndakatanga kukuda kubva ndichiri mudiki pese apa ndayigara ndakarwa newe ndayitedza kubvisa ma feelings angu kwauri but pawakatanga kundidzidzisa chinonzi hupenyu nekundivhurawo pfungwa ndakabva ndakuda nezvese zvangu Tamia please ndigamuchirewo muhupenyu hwako ndokuda nezvese zvangu now ndiri busy kutsanya kuti parege kuve neanopinda pakati pedu" "Pride" Akadaro Tamia achisimudza meso ake achiratidza kushamisika akatarisa Pride. "Tamia now ndakupinda muday five ndisingadyi chinhu ndinzwirewo tstsi ndirikuyedza chayizvo kuti ndiwewo munhu kwaye wani" "Pu, pu Pride" Akadaro Tamia akatarisa Pride mumaziso chayimo sezvo Pride akanga atojenga misodzi iyo yakanga yakutoda kudonha. Iye Pride wacho akaramba akatarisawo Tamia mumaziso chayimo kusvika pakusvitsa muromo wake pane waTamia. Tamia akanzwa muromo waPride wasvika pane wake akatomboyedza kuda kuvhika kudii but nezvayiita hana yake ipapo nemayitiro ayiita ropa rake akatadza kuzvidzikamisawo. Ropa rake rakanga romhanya kunzwa kunge arikunanayirwa nemasvosve. Pfungwa dzake dzakabva dzazara kiss yaayinge achipihwa naPride. Vaviri wakayenderera mberi nekiss wakasvika pakubvisana hembe. Wakabatana batana mumba imomo wakaneta. Awa wabereik wakanga wayenda kunorara saka hapana akaziva kuti kunze kuneyi. Apa pahuwiri hwawo rudo rwakanga rwakubvira moto. Vanhu wakanga wapindirana ivava wakudanana seyipapa wakanga watoita chihwande hwande kwakunokiirana zvavo muroom mama
❤️ 👍 😂 🙏 😢 😮 🔥 💔 🥰 462

Comments