MT TINO NOVELS🥳
January 25, 2025 at 05:31 AM
*MT TINO* BOOK 1️⃣6️⃣
https://whatsapp.com/channel/0029VaN09W3GJP8NewVPqi2Z
*👆👆👆👆Handipi munhu book ku inbox munhu tevera Channel* wese arikuda kubva pa1. 👇👇👇👇 WhatsApp Grp
https://chat.whatsapp.com/BrDHDMNCuIR6aqyCdvICWG
https://whatsapp.com/channel/0029VaN09W3GJP8NewVPqi2Z
Please follow my Facebook page group and like my books.
https://www.facebook.com/groups/939921260772355/?ref=share
*💫 PRIDE and PREJUDICE🌹*
*🌧️ROMANTIC💓 NOVEL*
Written by: *MT TINO*
Call only
To778592426
WhatsApp
To775665363
*Please READ and SHARE*
*Love Story💓*
Chapter. 23
Narrator.
Tamia akadederabakamira padoor kwakuramba akatarisa kwayiwa naProde worse paakanzwa amai wake wachitaura nezvake wachitoti angange ayenda kupi. Pride akazodayira paya atoona kuti munhu anooma uyu.
"Hello ndiyani?"
"Morning Pride" wakadaro baba wake.
"Morning daddy"
"I'm good did you see Tamia"
Akambomira Pride kwakutarisa kwayiwa naTamia asina chaataura kwaayibvunzwa.
"Pride ndati wamboona Tamia here"
"Daddy ndingawone Tamia muroom mangu here?"
"No ndirikutobvunzawo kuti wambomuona here?"
"Handina kumbobuda panze ini"
"Ok"
"Aripo panze apo murikuti ayenda kupi kufunga kwenyu haasisiri mwana mudiki Tamia"
Apa ayitaura akamira pamberi paTamia akanyatsotarisa zvake Tamia mumaziso chayimo
"Mai wacho ndiwo warikunetsa ndirikuyedza kuwaudza kuti hapana kwaanoyenda asi varikuti amboyendepi kuseni kuno"
"Anouya daddy"
Wakabva zvavo padoor kwakuyenda kwakusara waviri awa wakatarisana zvino. Tamia ndiye akangaakungokwenya musoro akamira panzvimbo imwe akanga akutya uye akufunga kuti saka zvino ndikabuda handioneki here.
"Baby relax handiti"
"It's all because of you Pride"
"Ok fine handina zvangu kuramba but chidzikama"
"Ndikaonekwa ndoti ndirikubva kupi?"
"Ok wait Rega ndibude panze nditarise kuti havapo here unongobuda panze"
"No ndirikuda kuyenda kuroom kwangu zvepanze kwete"
"Ok chira tione asi ukurumidze kugadzirira tiyende kuchikoro"
Tamia akaramba akatarisa kwayiwa naPride akaita kupererwa ayisazvibvuma kuti arara naPride. Mwana ayinzwa hana yake kurova zvakanyanya iyeye. Pride akayenda padoor kwakunovhura door kwakutarisa tarisa kana kwanga kuyine munhu asi ayisaweko. Akati Tamia abude, akakamhina Tamia kwakufamba achiyenda kuroom kwake uko akasvika nekupinda mumagumbezi kwakutanga kuchema arimo. Ayisazvibvuma kuti akange atorara naPride asi akanga atozviita. Pride akapedza kugadzirira kwakumirira Tami asi Tami haana kubuda. Akanobvunza Mai Tamia avo vayiwa kukitchen kana wazomuona wakati wakanga wasati. Akanyepera kudzungayira akawati wanotarisa kuroom kwake Tamia wacho. Wakayenda wakaona mwana wavo arimo mumagumbezi wakamudayidza panguva iyi Tamia haana kudayira sezvo iswi rake rakanga rizere nekuchema. Akapukuta misodzi akaita kuti adzikame for sure akadzikama zvishoma kwakudayira amai wake.
"Mama"
"Chii Tamia ndanga ndakutotya apa ugori mumagumbezi ko kuchikoro?"
"Handisikunzwa mushe mama ndirikurwara ini"
"Ko warwara neyi"
"Musoro plus ndayita jeko"
"Jeko rabvakupi?"
"Handizivi ini mama rangotangawo"
"Just like that"
"Eh saka handisikukwanisa kuyenda kuchikoro"
"Ok rega ndiudze Pride anga akatokumirira achikutsvagawo"
"Ah ngaayende zvake"
Wakabuda amai waTamia kwakuyendakwayinwira Pride tea uyo anga atozvidirira. Wakamuudza kuti Tamia ayiwe akarara arikuti haasi kuyenda kuchikoro ati arikurwara. Zvakamunetsa kana kudya akabva atotadza kwakutosiya. Akasimuka kwakuyenda kuroom kwaTamia uko akangoti achipinda kwakuvhara door"
"Tami"
Haana kudayira akaramba akanyarara.
"Tami please usandidaro handizotombokwanisi kana kiyendawo kuchikoro kwacho"
Akangaachichema zvekuti ipapa akatoyedzera kupfikura zvakaita kuti Pride amufugure musoro waanga akafuga iwoyo haana kumira kuchema Tamia zvakaita kuti Pride apuse kwakutombopererwa chayiko.
Akaswedera payiwa naTamia.
"Baby chii umwe wangu"
"Pride unoda kuti ndikuti kudii watondiita mukadzi ndisati ndave mukadzi ini"
"Yes I know but zvatoyitika baby and watowe wangu handina wandingakirasira come rain come thunder ndinenge ndiinewe. Inga ndakakuudza wani kuti ndichawe newe kurapa mawanga andakaisa pauri"
"But"
"No but Tamia remember kurepwa kwawakaitwa rayitowe wanga rekuti kunyangwe wakaroorwa neumwe munhu ayigona kugara achikutukirira kuti uri hure yowe wakazorepwa so ndazvipira zvangu kubvisa wanga iroro nekuti rayizogara richikudzimbira zvehupenyu hwese.
"Usade kundinyengedza Pride urikufunga kuti ndiridofo here inini"
"Why"
"Because wangouya ku revenge "
"No hakudazvakadaro"
"Saka urikureva here iwewe kuti unogamuchira kurepwa kwandakaitwa?"
"Ndirikuda kuzvirambira ani ini ndirimo ndakakonzeresa?"
"Usandinyenhedze nekuti kunyangwe zvidii uchatozonditukawo nezvazvo"
"Never hakuna zvakadaro kunyangwe gomo ribve apa riyende apa"
Haana zvaakazotaura Tamia akarambaakajenga misodzi akatarisa kwayiwa naPride. Nguva iyoyo door rakabva rangovhurwa ayiwa Mai Tamia avo wakashamisika kuona Pride ari muroom maTamia.
"Ko uchiripano ndirikuti wayenda kuchikoro ini"
"No mama oh auntie ndiripano ndakuda kuyenda kuchikoro zvangu ndakutobuda"
"You call me mama? Well I don't mind zvangu ukanditi mama"
"Oh thank you mama"
Akadaro Pride akawatarisa achiratidza mufaro maari. Ivo kwayingowawo kuda kungonzi mama wayisaziva kuti pane yayiwapo apa ivo wayiitirawo side ravo. Wakawe nemufaro zvekuti wakawe so excited zvekuti wakabva watobuda muroom umu kwakumhanya kuroom kwemurume wavo (baba Pride) kuti vanowaudze good news dzayiwepo kuti wanzi mama naPride.
"Daddy Daddy wake up ndauya ne good news"
"Chiii baby"
"Pride kundidayidza kuti mama"
"Mama?"
Wakadaro wachiratidza kushamisika.
"Yes anditi mama"
"Well well well but wait why akuti mama"
"Handizive ini atongonditi mama"
"Kuti avakuziva kuti takudanana here?"
"Ummm handizozive zvangu"
"Apa arikupi?"
Muroom maTamia ndimo ndamuona ari ndamuudza kuti Tamia arikurwara kwakutosiya kudya nekuita zvaanga achiita kwakutonoona Tamia "
"Wakazotanga rini kuwirirana"
"Daddy zvirikutondinetsawo ini but atori muroom ma Tamia"
"Ko iye Tamia arikurwara neyi"
"Arikuti musoro"
"Eysh anopora anyway ndafara kana achiratidza kukugamuchira atokuti mama uye akuwirirana naTamia eysh ndafara wena."
"Kana neni baby"
Chasara kuwaudza zviripo hatidi kuramba toita kunge tirikuhwanda hazvibude saka tichatowaudza"
"Yaaa good idea"
Wawiri wakambundirana wachifara zvekuti wayitoona rudo rwavo rwasvika kure chayiko. Zvisineyi Pride paayiwa muroom maTamia wakataurirana wakawirirana
Akatooneka Pride achiti akuyenda kuchikoro ndipo akaona watch yayiwa patable. Akafamba kwakunobata watch iya. Pachezvake akatozivakuti hayisi watch yaTamia iyi uye akatoona ega kuti watch iyi inodhura kwakutarisa kwayiwa naTamia akarembedza watch iya.
"Tamia"
"Uh"
"Watch"
"Oh siya iri ipapo ndeya Vic"
"Vic"
"Yes"
"Why uyine watch yaVic"
"Ndakakanganwa kumupa"
"Ok fine Rega ndinomupa ndega"
"No ndozomutambidza"
"No baby Rega ndinomupa"
Tamia akabva apusa nekuti akatoona ega kuti arambe achiitisana nharo naPride zvayisabuda. Pride akayiisa muhomwe kwakunokissa Tamia pahuma kwakubuda zvake achiyenda.
End of chapter
❤️
🙏
😂
👍
😢
😮
🔥
🤣
👎
💚
510