MT TINO NOVELS🥳
January 27, 2025 at 05:44 PM
*MT TINO* BOOK 1️⃣6️⃣
https://whatsapp.com/channel/0029VaN09W3GJP8NewVPqi2Z
*👆👆👆👆Handipi munhu book ku inbox munhu tevera Channel* wese arikuda kubva pa1. 👇👇👇👇 WhatsApp Grp
https://chat.whatsapp.com/BrDHDMNCuIR6aqyCdvICWG
https://whatsapp.com/channel/0029VaN09W3GJP8NewVPqi2Z
Please follow my Facebook page group and like my books.
https://www.facebook.com/groups/939921260772355/?ref=share
*💫 PRIDE and PREJUDICE🌹*
*🌧️ROMANTIC💓 NOVEL*
Written by: *MT TINO*
Call only
To778592426
WhatsApp
To775665363
*Please READ and SHARE*
*Love Story💓*
Chapter 24
Narrator.
Akabuda zvake Pride kwakuyenda kuchikoro. Ipapo mukomana akangaakuzvinzwaka akuzvirova dundundu kuti ndawa nebaby. Pese apa ayisawa nemusikana wekutoti ayingoita ma hit and run ndizvo zvayiwa zvake. One musikana waakaita kwakumubaya nerakagomarara zvake musikana iyeye apa akanga akatoperera kutonyura chayiko zvekuti paakarwadziswa pacho akatonomukira kuchipatara musikana uyu. Inyaya zvayo yekuti musikana uyu ayifunga kuti Pride anomida but Pride ayisatomboda musikana uyu zvachose asi musikana ndiye anga akaperera pamukomana zvino jaya rayitoda zvaro zvema hit and run. Asi pana Tamia mukomana ayiwa anga anyatsozvipira kuita kuzvinyudza nenzara nenzara zvekuti ayisada chinomuvhiringidza iye naTamia. Zvekuti ipapa akatoti better kudzosera watch ndega kuna Vic nekuti ikazoyenda na Tamia haayizoziva zvinoitika. Akasvika pachikoro akasarudza kudzikama akazviudza kuti Vic ayizomuwana time yekuyenda kumba. Akati wabva pa lunch time akaona Vic apinda muclass mavo. Akatoshamisika nekuti yayiwa first time yaVic kupinda muclass umu. Akafamba zvake Vic vasikana wachiita kusvetuka kwakusvikogara pamberi paPride zvakatoshamisa Pride kuti avingeyi kwaari sezvo pese apa Pride ayisanetsana naye kana kutaura naye kubva day riya rakaraswa machips nedrink. Akamira zvaayiita Pride kwakutarisa kwayiwa naVic.
"Ndirikuyedza kufona foni yaTamia hayisi kupinda and haana kuuya kuchikoro wamuita seyi this time?"
"Ndamuita seyi?"
Akadaro zvake Pride achitoshamisika achibvunzawo Vic mubvunzo.
"Usazvambarare pamusoro pemubvunzo my friend ndati wayita seyi Tamia nekuti ndikazoziva kuti une zvawamuita pafair ndinokuremadza"
"Oh god honayiwo. Inga ndirikuyedza wani kuku avoider Victor but eysh anyway zvayitika kumba kwedu hauneyi nazvo so please siyana neni"
"Pride, Pride, Pride"
Akaratidza kusvotwa Vic kwakudayidza Pride katatu kakasimba zvekuti vanhu muclass wakatovhunduka nekuda nyaya kwakutomhanya kuungana kutarisa zvagara vanhu wacho wayingoriraka ndokusaka vanhu wayingoungana pese pese.
"Anyway sezvo urikuda kuziva stereki Victor please ndokumbirawo nemweya wamwari usauye uchindivhundutsira muno ndinotya ah ah. Anyway I have your present here it is."
Akadaro achibuditsa watch yaVic kwakuisa patable.
"My watch wayiwana kupi Yaa I know wayiwana kuna Tamia wayitorereyi"
"Ndayitora kuti ndikudzosere watch yako and please let me warn you. Stay away pana Tamia please stay away kungokuona uri around Tamia or pedyo naye hauzodi kundiona zvakare "
"What? Urikureveyi kana uchidaro"
"Now she is my girl and stay away from her"
"Prideeeeeee"
Akadaro achivharira class yese zvekuti vanhu wakatobata nzeve kuri kuvhara nekuda kwa Vic. Akasimuka zvehasha zviya kwakubuda muclass umu achifambisa akabata watch yake mumaoko. Ipapo Melisa akanga akavhurawo ziso akatarisa kwayiwa naPride zvakanga zvatomirwadzawo zvayiwa zvataurwa naPride kana vanhu wazhinji wakashamisika nekuda kwehutsinye hwaayiitira Tamia so wozongonzwa kuti now she's my girl wakatovhunduka. Akafamba kwakunogara payiwa naPride uyo ayiwa busy kuita zvemabook ake. Akagara kwakunyatsotarisa kwayiwa naPride asi Pride haana kucheuka. Iye pese paayirarwa naPride ayifunga kuti kudiwa asina kuziva kuti ayingoitwa bean achisiiwa zvake. Akanyatsonotarisa Pride kumeso chayiko uyo asina kutombobvira acheuka zvake.
"Pride what did you say"
"Melisa uri sewe urikutondisemesa ibva pedyo neni"
"Heeeee ndasemesa nhasi manje?"
"Yaaa urikutondisemesa and zvawanzwa ndizvozvo futi"
"Pride"
Haana kudayira Pride akaramba anyerere zvake achiita zvaanga achiita. Shamwari dzake dzakatouyawo.
"Pride are you serious"
"Yaaa I'm serious"
"Munhu wawayisada kuona Pride munhu wawakarepesa"
"Maronda iwayo ndiwo ndakuvhara pamoyo pake for good"
"Be serious man uchatochama kurwa naVictor coz Victor arikutoratidzawo kuperera pana Tamia"
"Kana kuri kurwira Tamia I'm ready"
"Pride"
"Yes"
"Yaaa ma1"
"But T1 wakamboonawo here zvandakaonawo?"
"Kuoneyi?"
"Kuti Pride akada kufanana naVictor"
"Yaaa ndakazviona ndikatomboda kukuudza wani paya"
"But how?"
"Shaaa vanhu wanongofanana inga Pride akareba Kudarika Victor wani"
"Inzwa zvaurikutaura zviriku maker sense papi Apa"
"Enough nezvamurikutaura guys"
Akadaro Pride achitoratidza kusvitwa kwakusimuka achibuda panze ayitoda kufurwa nemhepo. Paakabudapanze Melissa kwakubudikirawo kwaayiwa nenguva yaanga atevera Pride akatoyishaya kwakungomutarisa.
"Ndokubatsira neyi?"
"Ichokwadi change chichitaurwa nana T1 wakaita kakufanana naVic vanhu pano pachikoro wanotozvitaura"
"Well good news and"
Akadaro Pride achiombera maoko akatarisa Melisa achiratidza kusvotwa naye zvisingayite.
"Pride listen iwewe haungamborambi uchirwa naVictor because of Tamia let her go ndiripo inini kutsiva nzvimbo yake"
"You can't qualified Melisa Tamia is my best woman so please usazvinetse zvako"
"Pride "
"Wandinzwa chiyenda zvako"
"Pride"
"Melisaaaa"
"Oh"
Akadaro Melisa uya achiratidza kuvhunduka kuita seachadonha kwakufambisa achibvapo. Akasara Pride kwakumborova rova madziro zvehasha zviya kwakunogara zvake ega ku ground achifunga kuti oyita seyi zvake nehupenyu sezvo akanga achifunga nezve business.
Akazotodzokera kuclass kwakutotora bag rake kwako sezvo nguva dzekuyenda kumba dzakanga dzakwana. Akaona mashamwari ake atobuda nebag rake kunyangwe ayiwa avoider wayingomiteverera chete. Akatambira bag asina kana umwe waataura naye kwakutanga kufambisa achiyenda kumota kwake wakafambisa kuti wamubate kunyangwe wakamubata haana kumira wakazongosvika nekupindawo mumota make sezvo wese wari two pakanga pasina kana neumwe anga auya nemota. Wakapinda mumota wachifunga kuti Pride achawaperekedza kana kumboyenda kumafaro zvawayifungira asi sandizvo zvakaitika ipapo akatobva akanga kumba kwavo sezvo pfungwa dzake dzakanga dzatowe kuchiponda moyo chake Tamia. Haana kusvika kumba akaona mota yamira mberi kwake. Akatoyiona akayiziva asi akawe nekushamisika kuti munhu uyu zvaamira mberi kwake ayideyi kwaari. Akaburuka pamwechete neshamwari dzake kwakusangana naVictor pakati. Vic ayiita kuwira nehasha zvekuti akaerekana apa Pride chibhakera zvakavhundutsa kunyangwe shamwari dzake. Pride haana chaakakwanisa kutaura asi kungokotama pasi kwakutanga kusvipa Ropa.
"You think, you win kudanana nemunhu wandanga ndatopererawo paari inini you think you win"
"Hezvo ndizvo ungatosvika uchimurovera izvozvo ko kana anga achitamba"
"Ndatozvi confirmer kuna Tamia wacho andiudza but let me tell you Pride. Handisi kuzodzokera kumashure inini kusvika zvàndakakawinga pauri ndazadzisa"
"Zvawakawinga paari?"
"Yes ndakatouya ku revenge oh hamuzvizive nhayi? Pride ndini hanzvadzi ya Abigail uchirikumuziva here"
Ipapo Pride akaratidza kuvhunduka nezvaayibvunzwa naVic kwakuvhura ziso akatarisa Vic asina chaataura. Pachokwadiwo iye akangopedzisira kunzwa kuti Aby ari muchipatara kubva ipapo haana kuzonzwa nezvake akanga anwa poison mushure mekunge awanikidza Pride akarara neumwe musikana mumota make. Ipapo Vic akakika Pride mudumbu kwakunowira kwakadaro uko. Akafambisa Vic kwakunopinda mumota make zvehasha zviya mupfungwa dzake ayinzwa kurwadziwa nekuti Tamia akanga amuda zvekurevesa chayizvo. Akamisa mota yake zvehasha zviya kwakuona Tamia ariye munhu anoita kushandisa pa revenge yake kuna Pride kwakusekerera zvehasha zviya kwakuzochimutsa mota yake achiyenda......
End of chapter
❤️
👍
🙏
😢
😂
😮
🔥
👌
💝
🤔
522