MT TINO NOVELS🥳
January 28, 2025 at 12:53 PM
Mt Tino
https://chat.whatsapp.com/GXUexo4OlTS7eiBdOn1mva
Follow the MT TINO NOVELS channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VaN09W3GJP8NewVPqi2Z
*MT TINO's Channel please kubva pa1 follow that Channel 👆 and other books available there*
*Hot Collaboration*
*💓 UNLIMITED LOVE💓*
Written by
*MT TINO*
To778592426
To775665363
&
*Liliosa Chiwara aka Lillie's of the valley*
*Please Read and share*
Chapter 14
Ndakabatanga kufamba ndichidzokera kumashure iye Jekanyika achiuya kusvika ndanogumha kumadziro, uku hana yangu yairova zvine simba zvekuti dai yaikwanisa kubuda muhembe yaibuda ikadonha pasi chaipo.
" Ko uri kutyei relax handirume ini "
" Ah imi vaJekanyika swederai uko munoda chii pandiri "
Ndega ndakatoona kuti zuva randaitya riya razondisvikira ndakavarairwa , umwe mweya wakandibaga ukati rova bhutsu pakati pemakumbo utize asizve kwekutiza nako ndiko kwandaishaiwa nekuti makey aiva apotserwa panze nepawindow.
Paiva pasina imwe option kusara kwekutizira mubathroom asi pandakamhanyirako ndakawana pakakiiwa ndikatsukutsana nedoor ndichinamata nechemumoyo kuti Mwari ngaangoitawo minana yake rivhurike asi hazvina kuita sekudaro akauya Jekanyika akasvika akanditi dzvii nepadumbu apa ndokundihwengezura kunge munhu ari kusimudza kapepa kechingwa akandikandira pamubhedha akauya achinditsimbirira , akagoti aiva munhu mudhafu ndakaita kubitirirwa akanditsimbirira uku ndichizama kukikiritsa kuti ndimubvise pamusoro pangu asi ndaizvinyepera zvangu aiva akaita kundi pinner zviya zvekuti ndisapunyuke zvachose .
Ndakatoona kuti mwana asingachemi anofira mumbereko ndini uyo mhere yangu kwetsu.
Rume guru rairwisana nekundivhara muromo pamwe chete nekuda kuisa ruoko mupant mangu , ndikati ndamapfanhura makumbo kunge munhu aida kufa.
Go go go go
" Nhai Daddy kwakanaka here mumba umo "
Go go go
Aiva auya Trevor kuzondinunura mumaoko echikara Ichi asi Dhara rakafemereka riripo pamusoro pangu rikati
" Ibva padoor ipapo iwe Trevor muno tiri kuwirirana "
Ndakada kushama muromo kuti ndideedzere kuti hatisi kuwirirana asi ndaiva ndatonamwa nekiss imi woyee ndakaita kusadzwa mazimate kumeso kwangu because ndaihwandisa muromo wangu iro Dhara riya richingondinanzwa .
Ndakazobatwa zamhu kuitwa rekunzi dzvii haa imi zvaiva zvisiri zvetsitsi nekunyengererwa kaaa zvandaiitwa naKudzi apa ndakaita kubatwa kunge kashomwe kachaputika ndikati ndaikwetsura mhere nemisodzi nemisodzi ichiyerera.
Ndakambozama kukiririsa asi murume murume chero yaiva harahwa zvayo pasimba ndakakurirwa ndakazongonzwa ruoko rwavako kunduwe yangu and yakaita zvekubvarurwa nekuti ndairamba kuti ibviswe .
Hana yangu yaiita kubika mhanhanga kwaiva kuri kutya reaction yaJekanyika paachawanika zvakaendwa iye aifungira kuti ndichiri virgin , kumwe kwaiva kutya kuzadzwa zvirwere naiyo Dhara yairara nevakadzi vakawanda wanda kudaro .
Ndakangovhara kumeso nemaoko angu ndikanzwa nhengo yaBaba vaya ichindigumha kuyokera kwangu uku .
" Don't worry babe ndongoita zvishoma hanty , asi zvinorwadza chingoshinga kana kuruma pillow iyi "
Ndakavharwa nepillow kumeso ndikabitirirwa ndoshaya hangu chavaizvinetsera ini ndainge ndakatorwadziwa kare and pavakapushira blambi yavo mukati yakangosvika ichipinda easy easy ndikanzwa shasha yakuridza tsamwa iripo pamusoro pangu , vakazongopedzisawo zvemurau asi vainzikwa kuti hakuchazi kufemereka kweBonde kwava kufemereka kwekutsamwa manje .
Vakaita kuivhomora vasati vambo producer vakaita kunditarisa vakabata muchiuno ini ndaiva busy kunan'anidza kanduwe kangu kaiva kadambuka .
Vakaridza tsamwa kanokwana katatu vakanorova rova madziro vakati
" Demet mhani , saka wainyepereiko iwe kuti uri mhandara hee wainyepereiko ndiudze huh ! , Haa shem ipapa zvinhu zvangu zvese musango pfocho nekuda kwako "
Ndakaramba ndakanyarara ndichingoti uzoso hwai hwai ndichishaya chekupindura paya , asi nechemumoyo ndaingoti
" Wanzwa butter iwe imbwa iwe "
" Huya nemakey Mai Munya"
Rakaita kudaidzira richidzvova zirume ziguru pamuromo pachiita kupupa furo kunge chimbwa mupengo chadya mashinyira .
"Door rakavhurwa Dhara ikabuda neshort chete isina nehembe yekumusoro hanzi " fon yangu yaindepi haa maiwee ndoda kutofonera munhu wacho zvakatokosha it's emergency"
Vaiva vakungoita kunge pfungwa dzavhiringika hamenoo kuti vaimbovhundukei chaizvo .
" Fon yenyu iyi yamasiya muno " ndakadaro vakaita yekuuya vachibvuta mumaoko angu vakadzi hapana akamuka kusara kwamai Munya nemukadzi mukuru chete .
" Baba vako vanondiona chete mangwana , mombe dzangu ndinodzida pano kundipa mvana here ini , mvana mvana zvayo ine mugodhi wakadzika hee "
Vaitaura vachienda kune imwe room yemberi mberi ikoko kwaisavhurwa and yaingonzi iroom yaBaba makey acho ndivo vaigara navo Ivo Baba vacho pachezvavo .
Vakabaya baya fon yavo ndikanzwa
📞eh Hello sekuru
Asi shasha yaitaurira pasi nekutopinda muroom door rikavharwa hatina kuzonzwa nhaurirano yacho .
" Unonyadzisa "?
NdiMai Munya vakandidaro vakabva vanopinda muroom mavo ini ndikasarawo ndichiridza tsamwa ndokubva ndapindawo mangu muroom ndakamira kuti mangwana acho asvike ndigoona mutongo wangu wandaizopiwa dai ndikangonzi ndidzokere kumba kwedu kani ndingafara zvangu .
Ivo Baba vangu hamenoo zvavo vakatorerwa mombe idzodzo chete vanyatse kunzwa butter and vachanyara.
Ndakatotanga ndanogeza muviri wangu hope dzaiva dzaramba kuuya ndainzwa kuzvisema nekuti ndainge ndakanyiwa kanyiwa neDhara iroro.
Mangwana acho kuchiyedza ndakanonoka kumuka zvekuti , ndakazonockerwa ndikamuka ndikatarisa watch kumadziro mudining kwanga kwava kumapast 8 chaiko , apa vanhu vese vaingonditarisa vachiseka chero vana chaivo and ndakaziva kuti Mai Munya vanenge vanga vaspreader guhwa rezvakanga zvaitika manheru .
Jekanyika hamenoo kwaaiva aenda hake takamwa tea asipo asi akazodzoka aina Baba vangu achiita kuvakwekweredza akati
" Ndinoda kuti undiudze kuti wakandipireiko hure iri pamba pangu heee mwana wako aiva mvana uyu "
Baba vangu vakati
" Rutendo ! , Rutendo , Rutendo!"
" Baba "
Ndakadavira zvangu ndakatarisa pasi ndichitonzwa kuzvinyarira .
" Ndiani munhu akakubvisa humhandara , zvokwadi naMai vangu vaMandeya ndomugadza demo munhu iyeye ndiani taura "
Vaiita kunge vachandidya baba vangu ini ndaitoda kuseka zvangu ndaiona kurwadziwa pameso pavo ini nechemumoyo ndikati svatu waro magonekwa dai Jekanyika aita zvekuvarova chaiko kuvakwekweredza wasn't enough.
"Uri kutoramba wakanyarara hako hausati warohwa iwe kana demo chairo ndinokugadza ini kasira kutaura "
Vakadaro Baba vangu vachindijambira vakandipa mbama ndikayuwira vakada kundipa imwe vakabatwa naTrevor akati
" Nhai Dad enough of all this drama torai mwana wenyu munomurangira kumba kwenyu ko mukamuuraira pano hatizode zvekunodavira nyaya kumapurisa isu "
Baba vangu vakandibata nzeve uyu Jekanyika achiteverawo achifambisa achivava kwete zvekutamba .
" Ndinoda mombe dzangu first, then nechikafu changu cheese chamakadya ndinochida nhasi chaiye besides that hapasi kuzozororeka pamusha pako iwe Baba Rutendo"
Baba vangu vaiva vakandibata nzeve ini ndichitevera ndichiita kunzunzutira vakazoti tabuda gedhe raJekanyika kwakugwazura zijamhu ravo vakatanga kunditinha semombe , ini ndaingochema zvangu kurohwa asi deep down ndaifara ndaitoziva kuti marriage yangu naJekanyika ndipo payafira .
Dai paiva pasina kuti ndairikitwa neshamhu ndaitoda kuvati ko takangamwa kaa bag rangu rehembe nhai Baba .
Pfacha pfacha tasvika pamba pamai vangu avo vakaita kumhanya kusvika kundinunura vakatangawo kutorohwa naBaba vangu .
" Waizviziva iwe kuti mwana uyu ari kuita zvechipfambi ndiwe honzeri yazvo zvese "
Jekanyika akanga asara achitevera ndofunga aiva auya kutora mombe dzake.
Baba vangu vakabva vatora Kari karubber kutanga kuda kundirova nako uku Mama vaingoridza mhere kudeedza vanhu .
" Huyaiwo mundinunure mwana wangu ourawawo. "
" Ngaataure munhu akamubvisa umhandara kana achida kuti ndimurege "
Ndakada kumboti Kudzi asi ndakaona kuti ndinenge ndamuisa muchoto naBaba vangu nekusakwana kwavo vanogona kunotora mombe dzese dzekwana Kudzi saka ndakatodeedzera kuti
" NdiTrevor mwana wavaJekanyika kani ndiye akarara neni Baba vake vasipo chindiregai kani Baba munondiuraya"....
Stay tuned
In God Hatiperi
❤️
😂
👍
🙏
😮
😢
🔥
💐
📻
🫠
246