TaAe Novels
TaAe Novels
February 5, 2025 at 04:08 PM
*VATETE VHAIDHA* *STORY BY TATENDA MACHIRIDZA* +263 71 393 2626 Follow channel https://whatsapp.com/channel/0029VaNC1pj1yT25nIy6Lw06 Join group https://chat.whatsapp.com/HhPzjCNU5zL8IhEsCx6n6b *free book🔥💃* FINAL. *MAVIS* Ndakamhanya kwaiva naVictor ndokuona ave kutobuda furo.Ndakaridza mhere ndichimuzungunutsa asi haana kumuka.Ndakamuzunza zunza kasi haana kumuka.Furo raingopupuma.Ndakabata phone ndoda kufonera Brian asi yakaramba.Ndakaedza dzose dzevangandibatsire asi hpna yakaita.Ndakadzimara kuita zvekudeedzera chaiko.Ndakangoitawo mhanza kudavirwawo nambuya vepanext vakabva vatouya.Ndakavatsanangurira nemisodzi yoga.Pasina nguva number dzakazotangawo kupinda kwave kutoudza vanhu nezverufu.Vamwe ndovaifenda vamwe vachidirwa mvura.Ini ndainge ndakangonyarara ndichiyeredza musodzi.Yes i have been cheating but that is not how i wnted it to end...Ndaisada kuti Victor afe.. "Chinyarara uchengete mwana wawasiirwa uyu" vakadaro Sahwira wamai vangu Gwaivhi.I cried bitterly as i knew kuti mwana ndewaani.Vatete Vhaidha was known as that person who have a cold heart but parufu rwaVictor it was diffrent.She was so calm as wool and she was regretting every movement she had done.Victor akachemwa akavigwa but Brian was no where to be found.Zvinhu zvake zvose zvakagovewa musi waavigwa.Vivian naVannesa vaive vasina kana mufaro .Zuva rakatevera Pamusha pavaChoga pakauya vaporofita vaviri.Vainge vadeedzwa nanaSekuru hama dzamai... "Rugare...Ane zita remunhu akaparara anonzi Vhaidha ndiani?" "Ndini"vakadaro vatete. "Baba venyu varipi, Ndingavhunzewo?" Vakadaro zvekare. "Baba venyu vakapararira kupi?" "KuIndia" akadaro.Ndakaona munhu wese achivhura maziso.Vivian akada kuvhunza ndokubva amiswa.Muporofita uya akaenderera mberi ndokuti"Madzimai....Ndine hurombo..Ko chakaparadza amai munochizivawo?" "Ummm" akadaro Vhaidha .. "Taurai henyu zvose zvamakaita" . Tete Vhaidha vakatsanangura zvose mafiro amai , kutsipika zvose zvavakaita .Vamwe ndovaichema baba vakapararira kuIndia, Vamwe ndovaichema zvaitaurwa zvaityisa.Vamwe ndovaingodzungudza musoro. "Munotendwa madzimai".. Madzimai Vivian naVanessa, Ndimi manga muri panext asi nyasha dzakuwanai..Namatai munamatise.Hondo iripo asi tichagadzira musha uno, Hapana anofa nguva yake isati yakwana.. Vanhu vakazoparara asi Vhaidha aingochema.Aikumbira munhu wese ruregerero.Vivian naVannesa vakazoenda, ndikasara naVhaidha.Aingotaura zvisinganzwisisike, Hapana akada kutaura nezvangu kana kudii kusanganisira mai vangu vainge varapwa naVhaidha.Ndakazosimuka ndonanga kwaChoga kwandakasvika Brian agere zvake pasi pemuti.Ndaida kunotora hembe dzangu ndonotangidza life yangu somewhere.Ndakasvika ndokukwazisa vanhu vose ndokubva ndagara zvangu. "Baba namhamha ndinokutendai nekundichengeta pamwe nemurume wangu..Uye kubatsira kwose kwamakaita panhamo dza Victor" "Muchitendei vamankomo?" Vakadaira vose ndokubva ndati "Zvose zvamakandiitira..Ndave kuenda kumbonogara namai vangu kusvikira ndasununguka" ... Ndakaona baba namai Choga votarisana ndokubva vati" ko unogoenda sei wakatakura budzi redu..Brian is ready to marry and wed you as soon as you heal from the loss of Victor, " Ndakaramba ndakanyarara ndokubva ndaona Vhaidha achipinda smilling" i love you makhoti wangu..Marry Brian and you will all be happy, Am going to stay with Leon, Am also pregnant..Mwari vakandinzwa, Ndikatendeuka!! End of Vatete vhaidha. Lets meet panext book . Thank you!
❤️ 😮 🙏 👍 😂 😢 194

Comments