
PRECIOUS a.k.a MANYONI NOVELS 🇿🇼
February 4, 2025 at 06:43 PM
Hi admin hidey me ndakaroorwaw last year nemnh ane mwana wake ini handina kutt ane mwana ndaizviziya Hank pa that tym mwana uyu aigara namainn muni'ina wamai wake coz Mai vake wakafa then tane 2 months tichigara tese wakabva vaunza mwana wakangomuunza kunge auya kuholiday then hawana kuzomutora zvikoro panga zvakuvhurw takatozonzwa nemakuhwa kt waenda kubasa hawana kutiudza ndobva tangoti boe takugar heduu nemwan problem yazouya pakuti mwana uyu ane 9yrs izvozvi haasati apinda mumba kubva kunotamba apa baba vacho hawpo warikubasa panight ndaenda kunomutsvaga ndamuvana arikuroad akamira ndikuti huya kumba arikuramba ndada kumubata akutiza ndaenda kumudzingirira hama amhanya ndikasvika pakudonha ndasiyaw now handiskutoziva kut aripi ndodii hamaa ndibatsireiw nemazano
😢
😂
❤️
😮
🙏
👍
109