MAI YOLLAR SHONA  NOVELS🇿🇼
MAI YOLLAR SHONA NOVELS🇿🇼
February 6, 2025 at 05:53 PM
Wahanzwadzi Mwari akuitirei nyasha zhinji kwazvo. Ndokunonzi kufemerwa naMwari kwamakaita uye mukabvuma kumushandira nekunyora pamusoro pemasope.. Shuwa wanotorwa sechimwe chinhu ndowimba vanhu wose wakasangana nebook rino ndaona tagara zvakanaka tisisina rusaruro nemasope. Pandakadzidza primary waiwapo 2 asi zwawaiitwa newamwe zvaindirwadza kubviswa hat waiona achidzungira iwe wamwe wachikandirana hate yake zvekt aigara arimunhu aneukasha achifamba akabata pen. Pen ndiyo yaizvidziwirira nayo uye munhu uya akanga asisina shamwari nekuti aifunga kt anyone asvika pedyo naye anoda kumubvisa hate kana kt kumutsunya saka pen aitobaya ndiyo. Thanks itirwai zvidhafu dhafu uye ndaishuwira kt dai paine wei yekt bhuku iri ripinde muzvikoro uye kuvanhu vose. https://whatsapp.com/channel/0029VaIueYQCRs1hHK8hB31b
❤️ 🙏 👍 😂 😢 64

Comments