QUEEN ZEE NOVELS
January 22, 2025 at 04:30 AM
*🌱ECHOES🌷*
https://whatsapp.com/channel/0029VaEFcd017Emn8kF5X63N
*ZVAKANAKA KUGARIRA MUCHANNEL KUTI USARASIKIRWE NEMAMWE MACHAPTERS UYEZVE NDIKO KUNOSVIKIRA BOOK REDU*
MAIN GROUP
https://chat.whatsapp.com/K9ttKbpuUJp0cx09QtlUzS
COMMENTS GROUP
https://chat.whatsapp.com/GiM5bSYiFRcK8O94Lalos0
FACEBOOK GROUP
https://facebook.com/groups/560179280000560/?mibextid=rS40aB7S9Uc
*FREE BOOK READ ,COMMENT AND SHARE*
WRITTEN BY PRECIOUS a.k.a MANYONI
C 12
*ZVIKO*
I was deeply hurt nekuita kwaKelvin ndakafamba kupinda mutown ndakadhinikana.Ndakambonogara mu Harare Gardens ndainzwa kuda kutogara pasi chaiko ndaigona kufenda nezvandainzwa.Kubva andiitira hasha kudaro ndakagara zvekukanganwa kuti kumba kunoda kuendwa.Muphone mangu makabva mapinda message yaive text ndakatarisa yanga iri new number message yacho yaive yakanzi "Huya online now" ndakashaya kuti ndiani ndakapinda online ndakaona mamessages 4 akapinda pachat iroro.Paive nezita rema flats eku Westgate pazasi bvapaiswa room number imwe yacho bvayanzi "Go there unoona zviriko kasika" pazasi bvapanzi ubve wadeleter number idzodzo ndangoda kukubatsira hama yangu kutaura kuno Kelvin ari ikoko ane munhu waainaye.Ndakarohwa nehana ndakanga ndoshushikana kuti kunei.I tried kufonera munhu anga aisa message yaita through ichikatwa.Ndakasimuka kwakufamba kunge munhu aimhayiswa zvekuti vanhu vaindiona vaitoti dzirikurasika.Ndakatora taxi "Ndoda kuti mukasike ndakanonoka please" driver wacho akati "Okay" and for sure munhu akafamba akanondisiya pagate ndakamupa 20 US anga ati 15 change handina kuimirira ndakafamba kupinda mugate ndichingoti pote ndakaona mota yaKelvin yaka Parker.Ndakaita kufemeruka ndichifambisa ndakasvikovhura door ndokuona phone yake iri pacouch ndakabitiridzwa.Pandakada kuti ndiitore ndakanzwa munhu aichemerera ndakafamba kuenda kudoor.Kunzwa Kelvin achitotaura kuti neniwo ndokudisisa.Misodzi yakatanga kuyerera ndakanovhura door zvehasha i was shocked ndichiona Kelvin munhu wandai truster aripamusoro pemusikana uya wekudonha muKFC.Saka zvaireva kuti bamukuru ba Ano vese nana Tafadzwa vaimuziva munhu uyu.Akati "Urikudei?Watumwa nani?" Ndakabata hana yangu iyo yaive yorovesa ndainzw kurwadziwa hangu.
Hazvitambirike zvinhu zvakadaro mufunge ndakati "Kelvin ndiwe wave kundidaiso?" Musikana uya akamupusha iye aive achiri pamusoro pake.Akabva achibva adhonza sheet.Kwakuzvivhara haana chaakataura , ndakati "Iwe hure iwe urikuitei nemurume wangu?" Haana kupindura Kelvin akabva ati "Une reason yekundichemera here Zviko ,please handidi kusungirwa hupenyu nemisodzi yako" ndakashamisika kumunzwa achitaura mashoko iwayo.
Me:"ndiwe Kev wakudaro?" Akati "Zviko who invited you?" Ndakati "Zvekuti ndauya sei kuno hazvinei newe.So ndizvo zvawanga uri busy kundiitira izvi uchindinyepera kuti unondida" musikana uya akapfeka morning gown ari serious achibva abuda ndainzwa kupera simba nezvandanga ndaona.
Him:"Zviko unoramba kurara neni unotatisira kuti ndiite sei?Im a man i have feelings handigone kuzvi controller so waitarisira kuti chii chichaitika"
Me:"Inga ndataura wani kuti nhasi unoita zvaunoda neni , you choose to backstabe me , why?Why Kelvin unoziva mudiro wandinokuita but you choose to hurt me" akadzokw musikana uya achibva anditi "Tora" ndakamutarisa ndichibva ndamuregedzera mbama "Zvikomborero!" kelvin shouted achibata musikana uya akabva amuvhizura "Ndisiye iwe mhani udza musikana wako kuti handidanane newe muudze kuti ndiripabasa." Akati "Amanda stop this drama nyarara" akati "Kunyepa here" akabuda achiratidza kusagaya hake.Ndakatora bepa riya ndokuona rakanzi sexual agreement patorine marules nema signature."Oooh ndizvo zvawakafunga kuita izvi" akabata musoro ndokuti "Handina need yeku explainer hangu Zviko ndiwe wakakonzeresa handina mhosva.Inga rudo ndinokupa wani handiti wakati ticharara tese taenda kuhoneymoon mirira honeymoon irikuuya watondibhowa" akadaro achitopfeka.Anga atsamwa handina kuita basa nazvo ndakabuda ndichibva ndanomira pamberi pemusikana uya "Zvenyu zvamurikuita zvechihure izvi ngazvigume nhasi inini ndini mukadzi wake" haana kudaira akaramba ari zii."Chero uka ignore zvandataura wazvinzwa" Kelvin akabva abuda "Ndinokukanganwa Zvikomborero ukaita something chiri silly ipapa.You must be grateful kuti i tolerated you handisi mumood yekunetsana newe"
Me:"Its over" ndakataura mashoko aya out of anger asi moyo waida munhu.Ndakazvi blamer nekusamuvhurira gumbo and ipapa ndipo paizotaura kuti anondida here.Ndakafamba kubuda ndakanokwira kombi kuenda mutown ndichingoona vision yezvandanga ndaona kuona irimo here veduwee vanhu vachinakirana.Sure kuudza hure kuti ndokuda here nhai Mwari.Ndakatanga kutoona vision yangu ndega ndichiona Kelvin aenda ,ndaifanira kuita action ndaisafanira kumu looser.I stayed loyal for him nekuti ndaimuda odzoka ondidaro.Ndakaisira sisi message yekuti "Sisi zvakaoma ndabata Kelvin red handed achiita sex nehure ndirikurwadziwa mwana wamai" misodzi yaive yotoyerera ndainzwa kubaikana zvakanyanya.
Ndakasvika kumba mama vaina daddy panze "Maswera sei mama?Makadii daddy?" Ndakadaro ndichitofamba kuenda kuroom kwangu vakasara vodeedzera zvavakadeedzera handina chandakanzwa.Ndakanozvikiira muroom mangu ndikaibangamura mhere sisi vakabva vafona "Hello sisi ndarwadziwa ini" vakati ",Usacheme Zviko asi ndinoku blamer hako wakanyeperei uye wairambirei kurara naye"
Me:"Sisi ndozviuraya ini" vakati "Kwana iwe ungade kufira mukomana ungati ndiye last born yevarume chiiko chamboitika?" Ndakavatsanangurira zvese zvanga zvaitika vakati "Watoona contract paper racho?" Ndakati "Ehe" vakati "Saka chaunochema chii?Remember ndiwe wakonzeresa kuti zvidai?Kana iye musikana aratidza kusarwadziwa hapana iripo ka?"
Me:"Sisi vachiudzana ma i love you?"
Her:"eheka kuti bonde rinake unoti dai aisakuda asina kukuramba kare here Kelvin.Iwe chinzwa manje kana zvichibvira itoita zvekuti muwirirane utorare naye hako hapachisina chekumirira apa handiti wakaita zvawakaudzwa.Zvekuchabata mushonga futi hatichadi unoziva mai vako havabve mumasowe tinoswera tabatwa"
Me:"Rega ndimutange sisi nekuti Kelvin akandisiya ndingafe munozviziva imimi kuti ndomuda paari ndakapinda nemoyo.I cant afford to loose him.Asi chirikundishamisa sisi ba Ano vanga variko kuchipatara " vakati "Ko kana vakaudzwa usatye hana yangu irikundiudza kuti everything is normal murume ndewako kana zviri zve contract zvakanaka" ndakamedzera mate ndokuti "Okay sisi asi im scared" vakati "Unotyeiko?"
Me:"Kelvin sisi pandamuti its over haana kudaira" vakati "Arikunyara kuti wamubata" ndakati "Okay sisi" vakakata ndakaenda kuma contacts i dialled his number yakaringer haina kudairwa.I tried again haina kudairwa.Ndakabva ndafonera ba Ano yakaringer nekudairwa "Mainini murisei?"
Me:"Bamukuru handisi right , munhu wamauya kuona kuchipatara chii chaKelvin?" Vakati "Ini ndomuziva iri shamwari yaKelvin vakakura vachitamba vese angondiudzawo paphone ndikati rega ndisvike ndimuone"
Me:"Bamukuru ndiudzei chokwadi ndaisirwa message nenumber dzemunhu wandisingazive akati ndiendekuWestgate ndasvikobata munin'ina wenyu red handed akarara naye" vakati "Zvanaka mazviona mainini kana mazvionera zvakanaka.Ini ndomuziva ari musikana waKelvin handina zvandaizviita nekuti anga amuda hapana pandaimurambidza.Im sorry mainini ko iye wacho ati kudini?" Ndakanzwa voice rake roti "Handisi kuzotaura newe kusvikira wandiudza kuti ndiani akuudza kwandanga ndiri ubve watoziva kuti ini newe hatichadanani ndoda kumuziva munhu iyeye" phone ichibva yakatwa ndakaita kudikitira ndakamhanya kutarisa number dziya ku ecocash dzaive dzisiri registered.Ndakati Mwari ndiko kurambwa kwangu here uku ndakanga ndonzwa musoro wangu kutenderera kunzwa dzungu chairo."Nhai Mwari mandirasirei kudai munhu wangu ndomuda ini chero hake akahura ndomuda ini Mwari" ndakachema zvekuchema zviya "Zvikomborero uri kuzhambeiko?" Vakadeedzera mama , ndakanovhura door ndokuti "Mama ndashaikirwa neshamwari yangu ndirikurwadziwa ini mama" vakati "Shame inga zvakaoma anga achirwara here?"
Me:"Aita heart attack mama aona murume wake akarara ne girlfriend on their matrimonial bef mama" vakati "Nhai Jehovah varume denga ravo hakuna sure."
Me:"Ndarwadziwa mama kaniiii" ndakavasiya ndichigara pasi "Chinyarara kani Zviko" ndakati "Ndoda kupedza shungu mama" ndakagwesha kudzokera muroom mangu.Ndakachema ndichiburitsa nemadzihwa nemadzihwa.
Kana kudya handina ndakarara ndichifunga mudiwa wangu.The following morning ndakamuka ndokuona muphone muine text message kubva kunumber dziya yakanzi."Enda kwaana Kelvin right now izvozvi enda usarege.Uye usandifonere hako chero ukafona zverudzi rwupi handidaire.Im your well wisher" ndakangoti kwarakwashu nekugeza.Ndakapfeka dress rasvika kumakumbo kwakutobuda kuenda kana mama handina kuvaoneka.Ndakasvika nekuridza intercom mota yamaiguru ichibva yasvika pagate vakadzikisa window ndokuti "Hezvooo mainini ko mauya musina kutaura?" Ndakati "Ndakambotaura here kana ndichiuya kuno" vakadzikisa window rekumashure maziso angu akasanganidzana neemusikana uya.Ndakavhura door nehasha kwakumudhonza ndichimusairira muroad akanodonha nemusoro "Mainini Zviko murikuiteiko!" Maiguru shouted , "Nhaiwe Zviko wapindwa nemweya wehumhondi here?" Ndakati "Ririkuendepi hure iri" akada kusimuka ndakamusairira muroad , kuleft kwaibva mota tete Kiara vakada kumhanya kunobata , maiguru vakascreamer ndakadhonza Kiara achinodonha ende simba randakaita ipapo handizive kuti rakabvepi.Mota yakasvikomututa achinorasirwa kunze kweroad ropa tichizara muroad."Zvikoooooooooo!" Maiguru screamed out my name ini hana yangu yaive yorova ndakaramba ndakamutarisa akati zii , gate rakavhurwa vanhu vese vakabuda vakadungamidzana including Tafadzwa.Kelvin akamhanya paaive musikana iyeye achinogwadama "Babeee mukaa ," akatarisa kwataive aisa musoro wake pamakumbo ake "Who did thi?" Akabvunza achiita kudedera ndaive ndisati ndaona Kelvin ashatirwa asi apa ndakazvionera.Tete Kiara vakati ",Hameno iyeyu akasviba ganda zvese nemoyo ndakuvenga Zviko neiko usina moyo iwewe" akamutakura achibva amuisa mumota yamaiguru vakapushwa kunowira uko."Uyu urikumupindira mujeri weather ararama or haana urikufiramo mujeri" Akapinda mumota nekuimutsa zvehasha zvekuti akapotsa atsika mai vake.........
*KELVIN*
Aive Zviko hana yangu haina kutomborova asi ndakabhowekana hangu kuita kusvotwa.Ndiani anga amuudza kuti auye , ndakabitiridzwa hangu zvekuda kumurova fanike pandakabuda achitaura naAmanda musitting.Apa kutondiudza kuti its over achifunga kuti ndicha reacter handina kana.Paakabuda ndakatarisa Amanda airatidza kuzvishingisa hake asi anga aparara "Enda Kelvin or ini ndini ndichabuda muno"
Me:"Babe usaite kunge usingazive kuti munhu uyu ariko" akati "I know , asi ndiwe wamudeedza pano"
Me:"Kuti ndinopenga here babe ndinomudeedza pano handisi kutozivawo kuti ndiani amudeedza.Atokanganisa rudo rwedu babe haana basa uyu huya tipedzise" ndakadaro ndichifamba kuenda kwaaive akasimuka kwakuenda kubedroom.Ndakateera aipukuta misodzi ndakaziva kuti anga achichema.Ndakanomira mumashure make i hold her waist she shivered ndokuti "Ndisiye kani Kev handisi kuzvida chienda kumba"
Me:"Handina kwandinoenda kusvikira wandinzwisisa babe im sorry nezvaitika.Inga watoona wega kuti handina kumutolerater" akakwidza mapendekete achizama kubvisa maoko angu.
Her:"Ndisiye kani Kev" ndakamusiya akanogara pabed , face yake yaitaura hayo kuti ndirikuzama kushinga asi im in pain."Sorry Amanda unoda ndikuitirei mai Ju?" Akati "Ngati continue necontract mwana unochengeta unoziva kuti now aripapi ko akazviuraya mwana wevanhu"
Me:"Aiwa babe tingarambanirane munhu anosunga gumbo asingazive kuti murume anoda kufadzwa ukamupa pakati pegumbo anoramba achikuda"
Her:"Please Kelvin tambozama wani" ndakaenda kunogara paside pake ndakabata maoko ake ese ndokuti "As long as chirimudumbu umu chiri kuda nezvangu chinotitadzisa kuti tigare tese chii.Iwe ndiwe wave mukadzi wangu uyo atobuda mucircle haana basa" akanditarisa ndokuti "Please" achitaurira pasi zvaive sex ,zvakaita ndinzwe kuda kukisser malips ake tanga takanganisirwa nezimcare.
Her:"Musikana wako Kelvin hazvina zvazvinochinja" ndakamudhonzera pandiri taive tofemerana , "Tipedzise here babe inzwa unzwe yatomira futi.Pfungwa dzako ngadzive panzvimbo handiti ka siyana nekufunga zvaitika.Focus mai Jue" ndakadaro ndichiswededza muromo wangu pane wake.Takatanga kukissana akanga andibata zvekusada kundisiya ndakatanga kumupuruzira mazamu her body yai responder zvandaida pese pandaimubata.Aikurirwa. nekupera simba pakundi kisser pacho akanga atoneta atomira ",Uri kupera simba here mai Jue?" Akati "Ehe" akadaro achindibata ndebvu dzangu "Ramba uchi kisser murume wako haumbozvinzwe" ndakatanga kumu kisser.Ndakatora gumbo rake kwakuriisa pamusoro pethigh rangu.Aive akarara neside ndakatanga kumupuruzira pamazamu pamwe nedumbu.Apa ndichiita kunzwa mafeelings achitonga mandiri ndakamubvisa morning gown ndichiona asina pant ndakanyemwerera ndichiita kupuruzira chigarachoya.Ndakaona ondibata nemaoko ese mumatama achiita kudhonza rurimi rwangu zvekunakirwa chaizvo. Ndakamuradzika nemusana ndichibva ndaisa gumbo rake pafudzi ndakatanga kukwiza kabhinzi akaita kuti "Ba Jueee kaniiii" achindibata mashoulders angu "Babe wangu" akati "Wandiuraya kani"
Him:"Tofa tese nekunakirwa babe yave kuuya babe gadzirira" ndakadaro ndichiipinza akangoshinyira pandakapinza aiwa mwana aive tight uyu apa kudziya , ndakanzwa tsinga dzangu dzichiita kuvhita vhita irimo mukati.Ndakatanga kumukoira akada kundibata ndakatora maoko ake kwakumaisa kumusoro kwake aive pamuchinjikwa ndaisada kubatwa.Ndakamabata nerimwe ruoko kwakutanga kumukoira.Ndainzwa kuti pano ndirikukwira munhu anonaka , hazvina kutora nguva ndaive ndonakirwa zvekurevesa "Aaaah babe , unonaka iwewe mai Jue ndokudai kani" ndakadaro ndichinzwa hurume hwave kuuya.Ndakawedzera pace iye wacho aive ongochema achiti "Kev kanii ,Kev , nhai ba Jue kanii" ndakabva ndatotunda ndakaona iye ogomera ndakarara pamusoro pake "Thanks babe ndanakirwa ini" akandipuruzira musoro ndokuti "Thanks my love" ndakati "Ndakati chii ndonzi ani?" Akaseka ndokuti "Daddy" ndakasimudza musoro kuda kubva pamusoro pake akandidhonza kwakutanga kundi kisser ndakainzwa yave kumira irimo."Hmmmm babe zvakwana handiti mangwana unenge urikumba" akati "Ehe asi musikana waki haazondi tsome here?"
Me:"Akomana ngaipere nyaya yemunhu iyeye urikumuona muno here zvauri kutaura nezvake" akati "Aiwa" ndakabva pamusoro pake ndichibva ndamutakura.Takanogeza hedu ndichibva ndazoenda kumba.Ndakafonera Tafadzwa on my way "Ndiani audza Zviko kwandiri?" Akaseka ndokuti "Washaya nyaya here?" Ndakati "Im serious akonzeresa drama hausi kuziva zvaitika wangu but if i found out kuti ndiwe panotsva mbiti"
Him:"Siyana neni" akabva akata Admire ndaitoziva kuti haambodaro nekuti Amanda aive muzukuru wake.Vanhu varikumba handina kuvafungira mukoma vaive munhu ane hana asi maiguru ndiye mumwe aive suspect.Ndakasvika kumba vanhu vachitofara vari musitting "Maswera sei moms nevamwe vese?" Ndakadaro ndichinogara pasofa "Ndaswera hangu , wazondifadza mwana wangu ndokuti vana Mhukahuru ka uku ndaudzwa zvese aiwa muroora ngaauye hake" ndakati "Asi matoudzwa in detail?" Vakati "Unovaziva ba Ano kuti kana votaura vanotaura in detail." Ndakati "Muchitendeiko aManyati , blaz huyai timbotaura" Kiara akabva ati "Bro you owe me an explanation itiyi nyoo nditaure pavanhu izvozvi" ndakati "Iwe handisi sahwira wako wanzwa" akati "Mamaaaaa, Mwana wenyu uyu Kelvin Mapani uyu akamira apa aka..." Ndakamhanya kunomusimudza kwakuenda upstairs.Vanhu vakasara vachiseka blaz vakatevera takaenda kuroom kwangu "Bro aka kamunhu aka hakana kutemerwa nyora here.Kiara wanga uchida kuti kudii?" Akaseka ndokuti "Kuti ka Kedha makoti akambouya aka spender night pano" ba Ano vakati "Kiara, Kiara iwewe ka" ndakati "Uyu paanoroorwa totanga tavapa vonogara naye 3 days vozouya vobvisa pfuma kana kusatodya pfuma yacho tingatozonyara" akaseka ndokuti "Ndokudai vana bhudhi vangu , haa ini kwamuri ba Jujue ndirikuda mari yangu hangu nekuti makanditambisa front mukanyepa kuti phone ineni kunaZviko" ba Ano vakabva vati "Zvekutaura zvaZviko ngazvibve zvaguma nhasi tete handiti murikuziva kuti kwaane umwe muroora" akati "Yah , kedha ka icho ndechangu icho don't worry" phone yangu yakabva yaringer aive Zviko ndakai ignore "Ndiani?" Vakabvunza ba Ano ndikati ndiZviko.Im wondering kuti ndiani amuudza kwandanga ndiri kumuudza address ne flat number.Ndiani iyeye?"
Him:"What?" Ndakada kubvunza kuti maiguru manga mavapa here address ndikanyarara vaigona kuzoona sekunge ndirikupomera mukadzi wavo."Atibata re..." Ndakatarisa Kiara ndokuti "Chibuda muno ndokupa mari yako ndaenda kubank ndine ma100 akabatana" akati "Okay" akabuda ndakavhara door ndokuti "Atibata red handed tichiita sex blaz ndiani amuudza?"
Him:"Haasi Tafadzwa kana Admire?" Ndakati "Haaa avo kana Admire ndisekuru vaAmanda" vakati "Usa truster shamwari zvakadaro mwana wamai" ndakati "Ndicha investigater" phone yavo yakabva yaringer vakati "NdiZviko" vachidaira vakaisa paloud ndakazodairira ndaida andiudze munhu anga amuudza aive stupid munhu iyeye.Benzi , imbwa ine muswe werata.Ndakakata "Munin'ina uyu munhu uyu ane bitterness , yes wamurwadzisa but she still loves you dealer naye you know how to handle her munhu wako.Protect Amanda ndirikuona hondo kumberi uko akanga aka invester ma emotions ,mafeelings zvese nemoyo." Vakadarl vachibuda , ndakapererwa hangu ,ndave kufunga kuti ndoita sei.Ndakambofunga kuti ndinotora Amanda husiku ihwohwo.Asi ndakaona zvakakodzera kuudza Admire kuti aende ikoko.I called him yaisaita through ndakazama yaTafadzwa worse yaitoti not available.Ndakasara kunodya ndisisina mufaro daddy havana kuoneka ndaizovaona makuseni.Ndakaenda kunorara ndichibva ndafonera mai Ju yakaringer nekudairwa "Hello babe"
Her:"Daddy mafamba boe?" Ndakati "Yes sweetheart wakiya madoors here?" akati "Ehe" ndakati "Good babe chero ukanzwa knock padoor usabude usamuke kune matsotsi kunze uku" akati "Nemurariro wangu ndinenge ndainzwa sei ini ndichirara sendakafa"
Me:"Good mai Ju , goodnight babe ndaneta ini" akati "Neniwo wandinetesa ndatomborara pawabuda" ndakati "Ko kudya wadya here?" Akati "Ehe" ndakati "Wadyei?" Akati "Manoodles" ndaksziva kuti kunyepa "Kunyepa wave kudya iwe usingade spice yawo" akaseka ndokuti "Wandibata wena handina ndodya makuseni" ndakati "Unoda kuonda here mai Junior?" Akati "Aiwa ndakurara ini ndirikukotsira ndakabata phone"
Me:"Okay undirote uzvizive kuti unodiwa wazvinzwa" akati "Newewo unodiwa" ndakati "Good" akabva akata ndakarara hangu.Zuva rakatevera ndakamuka ndiine hope chaidzo ndaitoda kurara ndakanzwa mudhara voti "Muka apo anotosvika mukadzi wako wakarara" ndakaseka ndokuti "Mamukasei daddy?" Vakagara pabed ndokuti "Ndamuka hangu...Ndafara hangu mwanangu now wazokura manje chero hazvo musikana wacho taisamuziva asi tinomuda akadaro uye chaakatakura ndicho chaita timude uye timugamuchire mumhuri muno."
Me:"Asi nhai daddy chivanhu chaitaurwa ndechei?" Vakaseka ndokuti "Kumhuri kwedu hakuna munhurume anoroora munhu asiri mhandara.Ukarara nemusikana ari mhandara anobata nhumbu ipapo ipapo chero akashandisa ma family planning haashande nekuti zvakatongogadzirwa zvakadaro." Ndakati "Yuwii ko kana asiri" vakati "Kanganwa hako haaibate mimba izvi zvakaitwa nababa vasekuru vako vanova baba vangu.Vakatosiya vataura kuti hakuna Mhukahuru inodya pakadyiwa neumwe munhu once watowana waunovhura wega atove wako kusvikira murufu.Kana mushonga hatibatirwe isu zviya zvekuti unopfuhwira murume zvinodzokera nyakuzviita mushonga upi zvawo haubatire muropa redu" ndakati "Inga vaive vakangwarisa" vakati "Kwaive kuti protecter , even mukadzi akahura uinaye mumba anodura ega nguva yekusangana hatiitirwe zvisina basa isu" ndakati "Mandiudza zvimwe ko kuvakadzi?" Vakati "Ndizvo zvimwe chetezvo asi zvinozosiyana hazvo once murume asangana nemunhukadzi wekwaMapani haachina umwe waachada kunze kwake mimba inotobata" ndakati "Yah saka kamwana kenyu kachiri kakadzikama" vakaseka ndokuti "Chimuka ugadzirire" vakabuda ndakasara ndogeza , pandakazodzika dowmstairs ndakanzwa Tafadzwa achiseka namama panze.Ndakabuda panguva yacho iyoyo takanzwa ku screamer kwemunhu kugate , voice raive ramaiguru.Takamhanya kubuda tese i wss shocked ndichiona Amanda akarara kunze kweroad apa akazara blood rimwe riri pasi.Ndakanzwa moyo wangi kurwadza physical pain chaiyo ndakaenda paaive aive achifema uye akanga akatosvinura pandakamubata akatanga kuyeredza misodzi.Ndakabvunza kuti ndiani azviita zvikanzi ndiZviko ndaida kumboyenda naye kuchipatara first ndozomuona later.I discovered kuti aita miscarriage chete munhu uyu nekuti blood rairatidza kuti ririkuyerera mumakumbo.Ndakamuisa mumota kwakuenda kuchipatara.Takaenda pa coperate 24 ku Belgravia she was still awake "Kev ndirikurwadziwa kani musana wangu" akadaro tave kupinda pagate "Tasvika babe shingirira" akati "Ndakufa ini kaniii musana wangu kaniii" aitaurira pasi pasi ndakati "Babe usadaro haufe my love" ndakano parker.Ndakaburuka kumutakura ndakamhanya naye mukati akatorerwa stretcher bed akaendwa naye kuward.Apa hembe dzangu dzese ranga rave blood......
End of chapter
kutsamwa kune labour🌷
❤️
🙏
😢
5