
QUEEN ZEE NOVELS
January 22, 2025 at 04:30 AM
*🌱ECHOES🌷*
https://whatsapp.com/channel/0029VaEFcd017Emn8kF5X63N
*ZVAKANAKA KUGARIRA MUCHANNEL KUTI USARASIKIRWE NEMAMWE MACHAPTERS UYEZVE NDIKO KUNOSVIKIRA BOOK REDU*
MAIN GROUP
https://chat.whatsapp.com/K9ttKbpuUJp0cx09QtlUzS
COMMENTS GROUP
https://chat.whatsapp.com/GiM5bSYiFRcK8O94Lalos0
FACEBOOK GROUP
https://facebook.com/groups/560179280000560/?mibextid=rS40aB7S9Uc
*FREE BOOK READ ,COMMENT AND SHARE*
WRITTEN BY PRECIOUS a.k.a MANYONI
C 15
*ZVIKO*
Ndakasara ndichiita kubvunda ndakaerekana ndadirwa mucheka ndichikaviwa kuwira pasi."Admire kaniii usadaro mwanangu" vakadaro mai vaKelvin vakanzwikwa nani ndakarohwa aiita kudedera "Ndaitovewo nemoyo sewako asi ndakaona kuti hazvibhadhare Amanda waunoona iyeyu i once multreated her asi ndakarepenter.Handito tolerater umwe munhu kuti amuvhiringe." Akadaro achindiregedzera mbama ndakanzwa mazino kudairira chaiko.Baba va Kelvin vakabuda ndokuti "Makatarisa mwana achirohwa uyu" vakamubvisa pamusoro pangu ndanga ndagarirwa ndainzwa mbabvu dzangu kurwadza idzi dzichidairira ndaive ndotadza kufema zvakanaka."Simuka iwe?" Vakadaro mai vacho ndokuti "Neiko uine moyo wakasindimara nhaiwe Zviko?Unoti tichakuda pano here nezvawaita izvi"
Me:"Kundida kwei?Hamundide handiti makada hure iro kare" ndakangotaura zvekuda kuvabhowa asi ndai regretter zvandanga ndaita hangu.Ndaingofunga kuti akafa ingozi yandinenge ndapara.Ndakanzwa kutya Admire anga apindwa naye mugate ndakaona obuda akatsvukisa ziso "Iwewe ndokuuraya chete namai vangu kudai namata kuti Amanda amuke even akamuka unofa namatira kuti usungwe" ndakaramba ndiri zii.Maiguru vaive vangomira vakatarisa pasi asi vaiita sekunge vaive nezvavaitsvaga.Tafadzwa akabuda achidriver mota pamwe na ba Ano.Vakambomira vachitaura nababa vacho ndakapihwa sign namaiguru yekuti tiza.Ndakabvisa bhutsu kuda kwakuda kumhanya ndakaerekana ndave pasi ndakayuwira ndati "Urimuroyi iwe urikuda kutotiza hako handiti urikuona munhu atsika aripo iwe unoda kuendepi?" Aive Kiara ndakati "Nhai veduwee ndisiyeiwo ndiende" akati "Hauna kwaunoenda kana Kev asati adzoka dzikama" ndakasimudzwa naTafadzwa ndokuti "Handei mugate shamwari" ndakafambwa neni kupinda mugate.Kuendwa neni mumba ndakasvikogadzikwa pasi ndakanzwa mai vacho voti "Kiara mupe chikafu achimirira Kelvin" ndakati "Handisi kuda chikafu chenyu" vakati "Urikutopindura zvehasha uriwe watadza nhai Zviko haugoniwo kuzvininipisa" ndakaramba ndiri zii mai Ano vakabva vapinda ndokuti "Iwe phone yako nechibag chako changa chichiringer" ndakati "Maitabasa" ndakatambira ndakaona muine message ndakaivhura yaive yavo.Yakanzi "Take it easy munin'ina wangu ndini ndaikuisira mamessages apa kaphone kacho handisi kukaona ndirikutya kukafona ndogona kubatwa.Chinzwaka iwewe Kelvin ndewako uyo munhu uyo ipfambi mimba yaainayo haisi yabamunini asi ndirikushaya kuti ndoburitsa sei nyaya nditorine video rake achitamba achida kubvisa hembe arikuparty.Im planning something ndichaisa message now dzikama be a good girl" ndakapotsa ndasekerera asi i controlled myself ba Ano vakabva vapinda vakanditarisa ndokudzungudza musoro.
Ndakaswera ndirimo , mai Ano vakazoisa imwe message yaive yakanzi "I donr think bamunini vanodzoka makuseni ufone panumber idzo vanhu ivavo vachauya vari samai vako nababa vako i know kuti bamunini havazive vabereki vako.Wakangwara Zviko ndatovaudza zvekuita iwewe be skillfull handiti.Hausungwe trust me ndokuudza zvekuita mabuda" handina kupindura ndaitya kuonekwa ndichi typer.
Ndakaendeswa kuguestroom ndikakirwa imomo ndakabva ndapindura mai Ano kuti "Nhai maiguru makadiiko kutaura munobhowa imi" vakati "Usandipindure" handina kuzovapindura ndakabva ndaisira mama message yekuti ndanorara kwamai Valle.Ndaisada kuita zvema phone mai Vallen ndakavaisira message yaive yakanzi "Ndazarura huru sisi mama vakafona munovati ndiri ikoko ndokuonai" ndakabva ndatorara kwete zvekukotsira ndaive ndonzwa nzara chikafu chavo ndanga ndaramba.Hope dzakazondibata kuseni ndakamutswa nekuvhurwa kwedoor , ndakatarisa ndokuti "Mamukasei mama?" Vakati "Vabereki vauya hanzi wavafonera" ndikati "Ehe" vakati "Buda" asi ndainzwa kudedera pamwe nekutya at the same time.Ndakananaira kuenda kusitting i saw them hana yangu yakarova ndaive ndotya kuti ko kana Kelvin akambovaona vabereki vangu.Asi handina kumbobvira ndakaita shura rekuva poster pa social media.Iye paaiuya kundiona aitogumira kure chaiko aisasvika pamba.Kunze kwemusi umwe chete hameno kuti akanga ahodha zvivindi zvipi.
Mukadzi akabva ati "Im ashamed of you mwanangu ndizvo zvawafunga kutiitira izvi" murume aive wechikuru akati "Mwanangu handina mashoko ekutaura" ndakatoona kuti vanhu ava vachandibatisa ndikadhindwa futi nekuti kuita kwavo kwaive kusina confidence.Mai vaKelvin vakabva vati "Munoziva kuti pane umwe mukudziro wemwana usiriwo.Uyu mwana makamurera sei?Munhu asingagone kuzvidzora ini hangu ndinopa mhosva kwamuri imi vabereki.Makatadza kuraira mwana wenyu kuzoti dai takaroorerana kana ini amwene ndaitourawa ndotenda Musiki aita kuti zvidai" ndakati "Ndokumbirawo kuregererwa mama ndakaita mukusaziva hasha ndidzo dzakandikurira asi kukuudzai chokwadi handina moyo wakadaro" ndaitorevesa hangu ,mwana wavo kumuda kwandaita ndiko kwanga kwakonzeresa.
Her:"Rega timirire Kelvin wacho arikuuya ini handina chekutaura nekuti" vairatidza kuti vakagumbuka ndakati "Ndokumbirawo toilet" vakati "Enda" ndakaenda ndakanzwa vakutaura nevanhu vaya.Pavakanyarara ndakabuda ndakaona vave vega.Mai vaya vaingotarisa tarisa , pasina chinguva mai vaKelvin vakadzoka ndokuti "Auya mukomana regai anosiya mukadzi wake kubedroom" mai vaya vakabva vati "Ndokumbirawo hama yangu ndinoziva uri mukadzi akafana ini ivaiwo nemoyo wekubereka mundikumbirirewo ruregerero on behalf of my daughter ndakumbirisawo mwana wangu uyu akasungwa handomboita munhu ba nekuti ndipo panoti ini ipapa" mama vaKelvin vakati.
Her:"Ndotaura naye asi handifungi kuti panobuda chakanaka mwana wangu wandakazvara ndoziva hunhu hwake.Totenda Mwari anzwisisa asi handione sekudaro" akabva atouya ndati akapopota airatidza hukasha hwese.Ndega ndakaona kuti deal ramaiguru haritombobude nemashoko ake aakataura.Pakanga pasisina changu pana Kelvin uye akatoti kundisungisa achandisungisa.Nerimwe divi Admire aitaura kuti ndinamatire kusungwa aizondiuraya.Takazobuda hedu kuenda asi haa zvanga zvakaoma , tichangobuda mugate takaona mota yamaiguru yakaparker muroad asi kuri kumberi."Ngatimhanye tiende" ndakati "Asi nhaimi mutorinewo mashoko ekutaura here chiiko chamanga muchiita dai mabatwa masungwa maiti maitei?" Mukadzi akati "Ndamanikidzwa naivo baba ava handisi actor ka ini ,kungodawo mari kwavo kusina mwero" vakaridza tsamwa mai vaya takafambisa kuenda kumota.Takasvikopinda ndakagara kumberi "Wapona munin'ina" akatarisa kumashure ndokuti "Thanks sekuru , gogo i know makanditsamwira ndanga ndichadiiko imi musingaziikanwe nehama dzemurume wangu." Mai vaya vakati "Asi nhaiwe mai Ano unoti zvinosvika kupiko izvi?Urikumborweiko pamusikana uyu kana zviri kunzi akuvadza munhu ngaasungwe ka?"
Maiguru:"Its none of your business mbuya chiendai sekuru ndavapa mari kare." Vakati "Ewo rega tiende hedu sarai nemadrama enyu basa kundiitisa zvinhu zvemu tv" vakaburuka , takasara tave two vakamutsa mota ndokuno parker kure nekumba."Mainini video ndichapa imi ndimi muchaburitsa nyaya kunana mama.Nekuti inini handisi kuda kuziikanwa" ndakati "Ndoriburitsa how?Imi maiguru imi zvamuri kuita izvi haaa munogona kundipinzisa pama1 mai vangu nababa vangu zvikasvika munzeve dzavo ndinourayiwa" vakatura mafemo ndokuti "Okay buda mumota mangu.Ndirikuzama kubatsira iwewe muridzi wemukomana wotoda kutaurisa buda hako ndave kudemba energy yangi yandashandisa ndirikuda kuti uone chokwadi Zviko" ndakamboti zii ndofunga sexual contracy iya ndikaona kuti sure maiguru vanenge varikureva chokwadi uye nhumbu inogona isiri yaKelvin paiine zvaakaitwa.Pabepa riya paive nema signature ka paya ne amount yemari.Mahure amazuvano vanoita zvese zvese kuti vahwine varume.Ndakasekerera ndokuti "Maiguru muri right munhu uyu ihure akasainirana sexual contract na Kelvin i saw it with my two eyes" vakati "Makadii kuitora" ndakati "Handina kuita hanya nazvo ndaive ndakatsamwa musi wacho zvino ndichaziva kuti ndoibatira papi.Asi i think kumba kuya kwaigara musikana uya iriko nekuti ndiko kwayakasara" vakasekerera ndokuti "Don't worry ndonoritsvaga bepa iroro" vakatarisa paview mirror ndokuti "Shiit , mota yabamunini iyo jamba uende kuboot" ndakajamba iwe kuenda kuboot asi ndakarwadziw kani kuti ndisvike ikoko.Ndaive ndongoisa muchinjikwa , zvaiitika handina zvandakanzwa ndakazongonzwa mota yamutswa.Ndakafunga kuti ndimaiguru regai ndibude asi imwe pfungwa yakati sandivo.Dai varivo vakuti buruka ,i remained there ndakanzwa yamira mota ndakadongororera ndokuona iri pachipatara ndakazoona boot ravhurwa vaive maiguru ndokuti "Buruka ,buruka hako noone is watching you" hana yangu yakarova ndakati "ko vana Kev varipi?" Vakati "Totaura paphone ndanyepera kufenda ipapa ndamuka tave pano lucky bp yangu yaonekwa yakakwira chienda ndokuudza zvaitika paphone" ndakaburuka vakati "Video ndoisa paphone" pandakaona Kelvin achitaura neumwe mukomana Ndakanzwa weti kubuda mudumbu muchimonya ndokubva ndamhanya ndaive ndongoti Mwari itai kuti ndisaonekwe.Ndaisatoziva kuti ndiripi.Ndakazomisa kombi yaiti town kwakuenda ndakananga kwasisi.Kumba kwaiendeka here nemavanga iwayo.Ndakasvika nekuvhura door ndisina kunoka ndakaona muina bamukuru."Mainini ndimi zvenyu" ndakati "Ehe bamukuru murisei?" Vakati "Mushe mai mwana ndafara kuti mauya sisi venyu vasipo." Ndaiziva kwaienda nyaya yavo , bamukuru ndivo vaive vakandibvisa humhandara hwangu not kuti he raped me asi kuti ndaitodawo.
Me:"Bamukuru zvakapfuura munoziva wani" vakasekerera ndokusimuka vakaisa maoko muhomwe "Munoziva here kuti chii chatisanganisa futi come on mvura haikanganwe payakamboyerera napo" ndakati "Aiwa kani bamukuru ndatouya kuda kuzorora hamusi kuonawo zvakaita face yangu" vakati "Hiii ko maitwa sei?" Ndakati "Ndarohwa ba mwana" vakauya kundibata matama angu ndakati "Bamukuru ngatimbomirei kani" vakati "Come on kani Zviko unozviziva wani kuti ndinokuda zvaunoziva iwewe uye hatina kumbobvira takarambana asi kuti ndai respecter bamunini.Ndichiti zvimwe vachakasika kutora babe zvino ndirikuona kuti varikunonoka ndipowo babe" vakadaro vachindibata muchiuno mangu.Ndakatanga kuona mavisions ezvataita kumashure uko.
Bamukuru vaindifadza havo zvimwe ndezvimwe ndakanzwa kumerera ndokuti "Bamukuru sisi vakasvika tinobatwa" vakati "Urikuda here babe?" Ndakati "Bamukuru zvakapfuura paya hwaiva hudiki ndirikuda kuzorora.Sisi vangu ndinovada and i feel guilty nezvatakaita paya" vakandidhonzera pachipfuva chavo ndokuti "Ka1 chete mainini honai yatofuta" ndakanga ndotonzwa mafeelings kusimuka ,ndakati "Aiwa bamukuru hatitambi tichidaro" ndakavasairira uko ndokuti "Mukada kuramba muchidaro ndovaudza sisi"
Him:"Idzungu here Zviko , ndongovaudza kuti ndiwe wanga uchindi seducer plus ndichiri nawo mavideos atakatora musi uya taenda kuGweru uchiidya iyi uchichemerera.Ari kuvault ndada hangu kumaburitsa ndiwe unourawa nasisi vako" ndakavatarisa zvekushamisika "Ko kuchengeta mavideo etsvina idzodzo ndokudii nhai bamukuru musadaro mufunge henyu" vakati "Ngatiitei ka1 hona wamisa mbo** yangu" ndakati "Itai zvamunosiita ndisipo" ndakadaro ndave kutofamba kuda kunobuda ndakanzwa munhu andirova garo kutonzwa kumerera muviri wese.Munongozivawo zvazvinoita kumunhu anenge akakubvisa humhandara especially musina kutadzirana kana kurambana munenge muchingo feelana chete.Ndakatendeuka vachibva vandinama nekiss.Uku magaro achiita kubatwa good size ndakaerekana ndatove mumood.Vakanditakura tichibva taenda kubedroom ndakafunga kuti ndaive ndakazvigadzira kuti ndive mhandara uye Kelvin ndaida kutozorara naye.Ndakamira kuvakisa ndokuti "Aiwa bamukuru zvatiri kuita hazviite izvi" ndakavasairira vachienda paside pangu."Zviko usadaro saka ndoburitsa hangu mavideo" ndakati "Kana zvirizvo zvamada bamukuru kundipesanisa nemwana wamai vangu itai.Asi ini ndinotofeeler guilty ndotoziva kuti ndakavatadzira sisi uye handichadi kudzokorora zvee"
Him:"Saka apa wanga wambobvumirei?" Ndakati "Munoziva wani kuti mafeelings anoku controller asi ini i know how to handle myself panyaya dzema feelings idzi." Vakaridza tsamwa ndokuti "Pfambi" ndakati "Nemiwo" ndakasimuka kufamba kuda kubuda ndakazonzwa ndabatwa muchiuno kutokotamiswa chaiko.Ndakaita kugomera ndichipfanywa garo iri "Bamukuruuuu kaniiii" ndakataura neka voice kaive pasi paai.Ndakanzwa voti "Ndingatokurepa chete Zviko wapfekereiko bhurukwa iri" ndakati "Bamukuru ndisiyeiwo kani" vakandisimudza kunondiisa pabed.Vakatanga kundibvisa trouser ndakatanga ndichabidirika asi ndakasvika pakukurirwa navo.Ndakasara ndave musvo in birth suit.Vakandiisa rimwe gumbo pashoulder pavo.Ndokundivhura gumbo rangu "Bamukuru kaniiiii musandikwirewo zveee" vakati "Relax babe ndimbodya chibhinzi changu"
Me:"Handina kugeza kani" ndaida kuti vandisiye asi umwe moyo waiti vasiye nekuti ndaitonzwa kunakirwa vachinditekenyedza muzvidya zvangu."Hazvina basa babe" vakadaro vachitanga kutambisa rurimi rwavo pakabhinzi kangu.Ndaive ndooita kunzwa kunakirwa ndavharira maziso "Mmmmm aaaargh , nhai bamukuruuuuu huuuuuu yessss" ndaishays kuti ndodii nekunakirwa kani vakatanga kuwedzera kukatambisa ndakazhamba kani nekunakirwa ndakaita kubata musoro wavo zvine simba ndaive ndotambisa chiuno ndichibva ndatunda.Vakadzikisa trouser ravo ndokuti "Rega ndipinze babe gadzirira yakuuya" nyama dzaiita kuvhita vhita idzi ndaive ndagarisa ndisingazive murume , uye zvaKelvin ndanga ndazvirasira uko hameno ko ini ndini ndaive ndakadi.Vakanangisa pamuromo ndakainzwa yopinda ndakayuwira kuchema chaiko mafeelings ese akati hwaaa.Apa ivo vaive vachipinda "Imi kaniiii munondiuraya hamusi kunzwa here kuti murikundikuvadza" vakati "Siya kani ndipinde" vakaramba vachiita mutsimba ndainzwa kuti kuzasi kuri kubvaruka "Bamukuru mandikuvadza kani mhaiii ndodiniko ini" ndaive ndongoshinyira ndichifemeruka nemarwadzo.Vakatanga kukoira "Yapinda babe yapinda hmmmmmm aaaaargh , yesss" vaitodaro vasiri kuona kuti ndaive ndisisanakirwe ndairwadziwa.Vakatunda vachibva vaiburitsa ndakanzwa voti "Hezvooo hezvooo zvawabvaruka ko ropa" ndaiita kunzwa kuchidhonza kurwadza chaiko "Wandikuvadza Gerald wandikuvadza kaniiii" ndaive ndochema ndichivarova rova pachest."Sorry mainini asi haina kukurisa iyi honai ,ko imi makazoita tight kudaro riinhi kuita kamwana kacheche here mainini" ndakati "Mave kushandisa maenlargement pills ka hona izvozvi zvawandiita unoti ndofamba sei?" Vakati "Hey ndoita seiko" vakakwidzira trouser ravo ini ndaive ndangobata musana ndakazhadabura makumbo.Vakasimuka kubuda ndaive ndongoyererdza misodzi ndivo gogo vaya chete vaive vakonzeresa vakapinda vakabata bucket nephone yangu yai ringer vaive mai Ano.
Me:"Hello maiguru" ndakaradzikwa nabamukuru nemusana , vakatanga kundipukuta apa ndairwadziwa mvura yacho inenge yaive nesalt chete.
Her:"Mainini mafamba boe here?" Ndakati "Ehe asi ndirikurwara ini vakati " Hamuregi Admire aitoda kuuraya paya" ndakanzwa salt kupinda paronda ndakati "Yuwiiiii kaniiii bamukuru murikundirwadzisa" kukakanganwa kuti ndaive pacall "Hezvooo hezvoo ku muripi?" Vakabvunza ndakati "Kwasisi ndirikutovewa maronda nabamukuru" vakati "Shame i hope munopora soon ndiniwo ndine mhosva dai ndakakuudzai kuti musauye"
Me:"Kana ini ndini ndinayo dai ndisina kumusairira zvisina kudai zvino dzaive shanje dzekuda munhu wangu.Kuda munhu ane munhu wake waanoda vakashandisirwa juju bamunini ipfambi iya hure zvaro.Video ndaisa kuwhatsapp" ndakati "Thanks maiguru"
Her:"Okay totaura later" ndakati "Hamuna kuzondiudza paya maitasei?" Vakaseka ndokuti "Handiti taona mota yabamunini paya , vamira kwakuuya kumota ndanyepa kuti yafa.Zvino bamunini hameno kuti vanga vachidei kuboot vabva vafamba kuda kuuya kuboot.Ndavamisa vanga vakunditi ndiende nemota yavo ndikaramba.Ba Ano vanga vave ku suspector something ndanyepera kufenda.I hold my breath , pamwe ndichimboita breath in for about 15 minutes ndapotsa ndafa.Patasvika kuchipatara ndatanga kuseka kunge benzi ndabva ndati ndanga ndichida kuona kuti unoita sei.Vatombotsamwa ,bamunini pavasvika ndipo pavatorana vachinoona shamwari yaba Ano anoshanda ipapo ndipo pandazokuvhurirai"
Me:"Hiiii ende marisker makangwarisa maiguru regai ndirione ndigopa mai vacho"
Her:"Sharp zvino zvikasvikira kuna mai vacho munhu anotodzingwa ipapo ipapo havajaidze" ndakati "Thanks maiguru you are the best ndichakuitirai something"
Her:"Iri boe mainini muswere boe" ndakati "Thanks" ndakakata , bamukuru vaive vapedza "Pfeka shamwari" ndakati "Ndipfekedzei" vakati "Unorwara here" vakasimuka kubuda ndakasara kupfeka video handina kurivhura kana kutoenda online handina ndakangoti ndoriona ndamuka ndainzwa hope.Ndichibva ndanorara kuroom kwaVallen kutorara kuita flat.Ndakazomutswa nasisi vauya "Mainini ko kuvata kudaro hanziiko?" Ndakati "Sisi munin'ina wenyu ane stress" vakati "Chii?" Ndakavatsanangurira zvakaitika zvese nezve video rekwa maiguru vakabva vati "Hiiiii nhai mwana wababa vangu wanga wapindwa nei?"
Me:"Handizive ini sisi kuti chii?" Vakati "Ndarwadziw hangu toenda kwagogo here usati wavapa video" ndakati "Mishonga kwete sisi nezvakataurwa namama kwete munhu wangu ndomurwira itiriwo mishonga irikushanda paari.Nekuti munhu haangambonyure pahure zvekudaro achisiya ini" vakati "Taura haki iwe saka iwewe unopa inini video kuti uise uriwe zvinoita sezviri planned ini ndovapa video tione video racho" ndakati "Okay sisi" ndakatora phone yangu kwakubatidza data ndakaenda pachat ravo ndakaona radeletwa.Ndakati "Ko vadeleter?" Vakati "Aizve ko hanziiko?" Ndakati "Hameno kuti vafungei"
Her:"Handiti wari downloader here tarisa kugallery" ndakati "Ndanga ndisina ini sisi pavandifonera ndabva ndarara ndichiti ndozovhura ndamuka zvino iii radeletwa"
Her:"Vafonere aaah vanbozvitangirei?" Ndakafona vakadaira ndokuti "Wariona handiti?"
Me:"Haaa imi maiguru be serious mhani mungaise modeleter apa ndanga ndisina kuriona" vakati "Mira ndisende maybe ndi Anopa anga achitambisa phone yangu" vakakata pasina nguva ndakaona vaisa ma emojie ekuchema pazasi pakanzi "Ndi Anopa adeleter mavideos ese ari muphone mangu Rega ndigopihwa nemunhu akandipa" ndakanzwa kubatikana chaizvo handina kuvapindura ndakati kuna sisi "Havana dhiri ava" ndichitorara nekuzvifugidza blanket ndaive ndochema.......
End of chapter
kutsamwa kune labour🌷
😂
😮
2