QUEEN ZEE NOVELS
January 22, 2025 at 04:30 AM
*🌱ECHOES🌹*
https://whatsapp.com/channel/0029VaEFcd017Emn8kF5X63N
*ZVAKANAKA KUGARIRA MUCHANNEL KUTI USARASIKIRWE NEMAMWE MACHAPTERS UYEZVE NDIKO KUNOSVIKIRA BOOK REDU*
MAIN GROUP
https://chat.whatsapp.com/K9ttKbpuUJp0cx09QtlUzS
COMMENTS GROUP
https://chat.whatsapp.com/GiM5bSYiFRcK8O94Lalos0
FACEBOOK GROUP
https://facebook.com/groups/560179280000560/?mibextid=rS40aB7S9Uc
*FREE BOOK READ , COMMENT AND SHARE*
WRITTEN BY PRECIOUS a.k.a MANYONI
C 22
*AMANDA*
Nyama dzangu dzakaita kuzuzuma ruoko rwake ruchinyatsouya pazamu rangu akabva amira kundi kisser , takatarisana mumaziso ndaive ndatobhowekana ini ndaida kuti arambe achiita zvaaita.Ndakazama kuda kumu kisser akati "Kwete babe" akadaro achindibvisa night dress ,achibva anyatsokurura pant rangu "Handidi mukadzi akapusa dai wabvisa pant kare" ndakati "K
" Urikupedza nguva uchitaurisa" ndakadaro nekavoice kaive pasi pasi.Akatora gumbo rangu kwakuriisa pashoulder pake achibva atanga kunditekenyedza muma thighs ,ndakamedza mate zvaakanzwa achibva afambisa ruoko rwake kuuya kuhoneypot akaita kakundinyerekedza achikwira kuuya kumatinji ndakadhonza masheets ndave kudedera "Kev kaniii" akati "Watii babe wangu?" Ndakati "Ndokuda murume wangu" akati "Newewo unodiwa mukadzi wangu" aive okwiza pakabhinzi nechigunwe.Achibva andinama nekiss ari busy kutambisa kabhinzi.Akadzika pamazamu angu kwakutanga kundiyamwa ndakabva ndatunda ipapo ipapo , achibva anyatsoita yekupfekera achiita kutetera ndakasimudzira chiuno.Akatanga kundikoira ndaive ndaita wekubata muchiuno , murume wangu aigona kundibata panonaka kani ndaive ndotoita sendakurasika njere.Kana chiri chikoro cherudo here aiwa akanga akaenda akapassa.Akainyudza yese kusvika muchibereko kwakumira kukoira ndaive ndobumira nekunakirwa "Awwwww , ndokutenda neiko murume wangu?" Ndakadaro ndichizama kuda kumukoira akandibata chiuno changu ndokuti "Ndi feeler babe nyatsoinzwa irimo unzwe kuti ndeyako wega.Zvirikuita sei?" Ndakati "Ndirikunakirwa ini ndave kuda kutunda Kee.." Handina kupedza kutaura aive ave kundikoira ,apa kunakirwa kwacho kwaive kwave kutoita kunge kwemunhu anopenga "Eeeeh vhura maziso ayo babe , look into my eyes undiudze kuti ndinoita sei?" Ndakamavhura takaita eye contact , rudo rwega rwega rwandaiona pamurume wangu ndakati "Ndakutu...." Handina kupedza ndakabva ndarealeser iyewo achi realeser akarara pamusoro pangu , aive ongondi kisser kisser matama ese ndakamubata "Hold on my love" ndakanyatsomubata matama ake ndokubva ndaisa maoko angu muhuro make "Unonaka daddy" akaseka ndokuti "Taura shona kwayo" ndakaseka taive takaita eye contact pasina kunyarana , ndakanzwa ichisimuka irimo iniwo kutonzwa mafeelings kutotanga kusimuka.I closed my eyes zvekuda kuterera feeling , ndakazonzwa ndave kukisswa uku achitambisa minyatso yangu akatanga kundikoira ini ndichitambirira nekuside hatina kutora nguva kurealeaser.Akabva ati "Zvakwana unovhunika musana" ndakaseka akabva abva pamusoro pangu.Ndaive ndotoda kupukuta akati "Mutemo wedu unoti chii babe?" Ndakati "Ndaane hope ini"
Him:"Ndokugeza handei togeza tione" ndakati "Amana Kelvin usadaro" akati "Handei babe" akanditakura tichibva taenda kubath.Takageza kwakunorara , the following day ndakatozoita zvekumutswa.Ndaive ndakaita kufizuka chaiko "Hey babe urikuda kusvika masikati wakarara here?Chimuka vanhu vekuchurch varikuuya nhasi" ndakapukuta maziso angu ndokutarisa kwaive naKev.Aive akabata cup yetea "Goodmorning my lovely husband?" He smiled ndokuti "Morning mummy?How was your night my queen?" Ndakati "Ndarara sekacheche all thanks to you daddy" akauya kugara paside pangu ndokuti "I can see kuti nhasi rudo rwamuka rwakawedzera"
Me:"Makandi feeder ka Mhukahuru" akaita kuzhinya ndokuti "Avoid calling me Mhukahuru unovhunika musana babe zvondikwidza mafeelings especially kana zvichitaurwa newe" ndakaseka ndokuti "Huriii rega ndiseke zvangu ini apa ndakaita kuneta" akati "Enda unogeza you will feel better" ndakabuda muma blankets kwakuti "Buda nditange ndatsvaira muno" akati "Haa kana handibude ndoda kukuona uchikotama" ndakati "Nhaimi babs imi hamunyari" akati "Kunyara chii pamukadzi wangu , uchiri kuziva here musi wandakubvisa humhandara?" Ndakaseka ndaisada kutaura nyaya iyoyo.Ndaka spreader bed ndichibva ndamutsvaira kwaku moper aive kubalcony.Ndakanogeza ndakapfeka dress long sleeve reyellow riri long.Takabuda tese ba Ano vaitomhanya kukwira mastairs "Kelvin mai Ano vaita accident" akati "Accident?Vanga vachienda kupi kuseni kuno?"
Him:"Mai vavo varwara sekuru vake vamukira kufona ndiko kwaanga achienda apa hanzi aendeswa ku Parirenyatwa handei tinomubvisa ikoko" Kev akati "Okay bro" ini handina kutomborwadziwa ini ndizvo zvinoita Mwari vanokuranga nenzira yausingafungire aifunga kuti inini ndainakirwa nekupinda muchipatara."Babe rega tiende" ndakati "Okay , bamukuru mamukasei hatina kumutsana" havana kudaira vaive votomhanya kudzika mastairs.
Tete Kiara vakabuda mukitchen ndakadzika downstairs ndokuti "Morning aunt?" Vakasekerera vakanditarisa ndokuti "Murikuita kuglower mambozvitarisa here pamirror mukaona zvaita face yenyu" ndakaseka ndokuti "Ibvai apa mowanza nyambo.Ko hamusi kuenda nevamwe kuchipatara?" Vakati "Vaenda namama ini handiendeko ini muroyi kani mukadzi uyu" ndakati "Muroora akangofana ini musadaro" ndaida kuvanzwa , vakaseka ndokuti "Muroora akafana ani?Imi maiguru kwanai dai murikuziva kuti she is the one behind all your sufferings hamutauri zvamuri kutaura izvi" ndakagara pasofa ndokuti "Ndakazvibata tete , nanhasi zvirikundinetsa kuti maiguru ndakanyanyovatadzirei chaizvo.Munhu wandakaziva zuro uno ondirongerera horror ndine munyama unenge wegonzo sure wakarehwa na T freddy" vakati "Hamuna munyama maiguru asikuti munhu ukashaya brain unoona sekunge zvese zvaunofunga zvakanaka.Ndidzo type dzairara muclass teacher vachidzidzisa , kupassa sandiko kunoenderwa kuchikoro chete asi ruzivo chairwo unoziva zvakawanda"
Me:"Ndiko kutosiyana kwedu tete pamwe mumwe anenge akatosikwawo akadaro."
Her:"Kuzviitisa uko maiguru dai kuri kunzi makamboonana or mune zvamakaitirana better zvino kungovenga munhu from nowhere iye Zviko waarikurwira kudaro aneiko pfambiwo zvayo vakagona havo bhudhi vangu vakasiyana naye uya aitozoita problem mumusha" ndakaseka ndokuti "Tete ka musandinakidze"
Her:"Ndokugadzirirai tea here ,nhasi manonoka kumuka maisarega kurara kudaro nezuro makashanda.Ndakakunzwirai tsitsi pamanga marara" ndakaseka ndokuti "Musandidaro aunt , tea ndogadzira handisi murwere ini musandityire"
Her:"Ndokugadzirirai kani , ini ndati muri murwere here?" Ndakati "Okay aunt maitabasa zvikuru" ndakasimuka kuenda kutable vakauya nayo nechingwa nebacon ne beans , chandaisada mazai aindirova moyo nesmell yawo.Vakagarawo ndokuti "Munoziva musi wandakakuonai uya marara pano ndega ndakangotaura kuti uyu ndiye achaita muroora wepano.I wasn't sure kuti na Kelvin munodanana here asi ndakangozviudza kuti uyu ndiye achava muroora wepano.Zviko aive nekamwe kadzungu kandisina kubvira ndakada."
Me:"Saka imi zvamakati ndini ndichave muroora wepano bvamazodii?" Vakatanga kuseka ndokuti "Ndaingonamata kuti muve muroora wepano inwai tea mai bhoyi inopora iyi" ndakati "Saka church irikuitwa here?"
Her:"Mai Ano vaita Satan havachauye , asi my sixth sense irikundiudza kuti Mai Ano vanga vatiza church ini haaa" ndakati "Kuti vanganyepe here kuti mai vavo varwara?" Vakati "Anozviita munhu wacho chakamupq zvivindi zvekukuisirai mushonga mumahewu ndizvo zvivindi zvaanongoita" ndakati "Haa kana tete" ndakaenderera mberi nekudya asi vairatidza kuti varikushushikana chaizvo.Takazonogara musitting ndapedza kudya , rakasvikira pakupinda muna mai varo zuva vasina kudzoka vana mama.Apa phone yangu yaive upstairs , phone yatete yakabva yaringer vakadaira , ndakaona vonditambidza "Hello babe" aive Kev , voice rake hameno zvaraindiita so "Ba Jnr maswera sei?"
Him:"Ndaswera boe my love , urisei?" Ndakati "Ndiri boe varisei maiguru?" He sighed ndokuti "She is fine havo ndaenda ku office ndazongodeedzwa kuchinzi kwaita emergency mama vamirira kuti mai Ano vabude havana havo kukuvara zvakanyanya"
Me:"Totenda Mwari , undiigirewo chocolate" akatanga aseka ndokuti "Okay , asi chocolate inonaka kupfuura ini here?" Ndakatarisa tete vaive serious vakatarisa ku tv ndakati "Iwe kwana wanzwa" ndichibva ndakata , "Phone yenyu aunt maitabasa hanzi maiguru havana kunyanyokuvara varikuuya namama" vakati "Handinei nazvo ini" vaive vavavenga zvekurevesa.Vakazouya mama namai Ano , vave kuda kuendwa navo upstairs vakati "Handisi kuda kurara pano ndoda kuenda kumba kwedu" mama vakati "Ko zvadiiko muroora?" Vakati "Mhepo dzabva pano nezuro mainini vairotomoka ndoda kumbonofurwa nemhepo" tete Kiara vakabva vati "Urikurwara here iwe?Husiku huno unoda kuendeswa kupi?Kana dziri mhepo mirira mangwana church irikuitwa uri pano" Ba Ano vakati "Yes Kiara is right Mai Ano mirira church iitwe ndirikutoona kuti pane zviri kuitika chete chiitiko chanezuro handina kuchiona mushe" vakati "Mave kundikutsanira here?Muri hama dzangu here munoda kudana maporofita kuti andiporofite hakusi kuda kundipumha huroyi here?"
Mama:"Nhai Mai Ano muroora asi nepfungwa dzave kurwadza here wapumhiwa huroyi nani?Zvirikubva papi nhai muroora wangu?" Vakati "Mama munoona zvichiita here kundideedzera maporofita" ndakaseka nechemumoyo ndakangoti "Mave kutya kubatwa handiti zvino makaura mai nhanha" bamukuru vakabva vati "Musamuteedzere murwere anoda kuziva nhema uyu" vakadaro vachienda upstairs.Tete Kiara vakandipa sign yekuti handei kukitchen.Takaenda kukitchen vakabva vati "Ndakuudza kuti chii makoti munhu anorwara handiti anoterera zvaanenge achiudzwa zvino ava varikutoda kutiza nyaya dzavo.Hausikuona kusanganisa sanganisa nyaya kwacho"
Me:"Asi vanozviitirei nhai?Kwakutya kubatwa ka uku" mama vakabva vapinda ndokuti "Girls murikutaura nyaya dzei?" Tete vakati "Girls talk"
Mama:"Gadzirai chikafu ndaneta ini , Siyabonga arikupi?" Ndakati "Regai ndinomutarisa" ndakabuda ndaive ndakunyara kuti tanzwikwa tichinyeya , ndakaenda kuroom kwake raive rakaita kakuvhurika ndakasvika nekupinda zvisina noise , maziso angu akaona gotsi rangu ndakadzoka kumashure kwakudongorera vaitove busy kukissana nabamukuru.Ndakamapukuta maziso ndione kuti ndainyatsakuona here vakatora nguva yavo vachikissana vakazosiyana Siyabonga aiita sekunge aichema bamukuru vakabva vati "Sorry babe , handisi kuramba nhumbu yangu ini ndirikutoida nekuti ndoziva kuti ndini ndakaivhura mhandara iyi" ndakabata muromo kwakudududza kudzoka shure.Saka bamukuru vaive vakaunza girlfriend yavo kuita maid.Ndiwo mashura aya ndakafamba kuno knocker akauya padoor ndokuti "Mai Ju ndanga ndatorara wena" akadaro achisekerera ndakati "Mungarege kuneta here , murikudiwa namama" akati "Okay ndirikuuya" ndakati "Iri boe" ndakatendeuka kufamba kudzokera ndaingove nekushamisika nezvandanga ndaona ndakadhumira pamunhu ndakavhunduka ndichiti zvimwe ndi atezvara ndakaona ari Kelvin."Makananga kupi?Uye murikufungei dai wadonha ndaikurova?" Ndakaseka ndokuti "Maswera sei daddy?"
Him:"Ndaswera boe babe"
Me:"Chocolate yangu" akabva andipa paper bag ndakamupa hug ndichiita kufara pandakamusiya ndakanzwa kunyara ndichiona vanhu vaive upstairs vakanditarisa , "Chienda kubedroom" ndakadzika mastairs tete vakabvuta paperbag "Manje todya tese kunyima kwako ikoko unoziva here kuti ndini baba vemwana uyu" ndakazviudza kuti apa ndomira mira chete "Tete kani ndipei neiko muchikara zvinhu zvemunhu ane nhumbu"
Tete:"Handisi kutombokupa Chihera" vakadaro vachitofamba kuenda kukitchen yakabvutwa namama "Kiara ndokurova" maiguru vakabva vati "Murikundiitira noise , hamuna hanya nekurwara kwangu so murikuti dai ndafa zvino hamusi anaMwari" hapana akadaira takaisa chikafu patable ndokudya hedu tiri zii.Takazopesana tave kunorara asi zvandaive ndaona hazvina kubuda mupfungwa dzangu.Mai Anopa zvavanga vaita munyama nhaimi , ndizvo zvinoita moyo wakaipa zvinodzoka zvokupandukira iwe muridzi.Mabasa akaipa akashata , tave mubedroom Kelvin aingove low pakuita kwake zvakaita kuti ndibvunze.
Me:"Daddy chii nhasi?" Akaita kakuvhundukira ndokuti "Hapana babe huya urare pachest padady" ndakati "Usade kundivhara Kelvin i know you uri murume wangu iwewe unogara uchifara but nhasi its different" he sighed ndokuti "Ndirikunzwa kurwadziwa babe zvandaudzwa naAdmire nhasi?"
Ndakanyatsogara zvakanaka ndokuti "Tell me chii?" He sighed again ndokuti "Babe Admire aripama one , ndirikushaya kuti ndotangira papi unofanira kumbotaura naye umbomu comforter"
Me:"Aita sei wave kundityisa Kelvin" akati "Twin brother yake yakabatwa yakarara nesister yake" hana yangu yakarova ndokuti "Sekuru Ado kurara namainini Noku?How?" Akati "Iwe zvirikundinetsa andichemera nhasi ku office tanga tave nenguva tisingataure pamwe nekuonana nhasi auya akandiudza zvese on the other hand Zviko arikowo kumba kwavo mwana wehanzvadzi yamai vake" ndakatoshamisika nazvo ini gogo ndaiziva vaine munin'ina zve hanzvadzi izvo handina kumbobvira ndakazvinzwa hangu.Uye izvozvo zvaive zvisinei neni nyaya yanga yandirwadza ya sekuru Adonis iyi.Sekuru Ado ndiye munhu aive musvinu ana Admire vakazo repenter havo asi Ado aive munhu kwaye.Misodzi yangu yakayerekana yoyerera Noku aive asingandide but it hurts kuti vana vako varare vese.Mwari murangiro wavakazoita waive wanyanya dai vakaitawo zvimwe zvaive nani.Chete hapana patingamutongere musiki nekuti anoita zvaanoda iye.
Him:"Ndanga ndisirikuda kukuudza ndazviziva kuti uchachema"
Me:"Zvinorwadza Kelvin i hooe sekuru vangu vari nani havo pahutano hwavo.Mumwe anotorohwa neheart attack nekufira ipapo"
Him:"Vari nani asi hanzi mai vake vakatombopinda muchipatara bp yanga yakwira.I feel for him apa Ado wacho arikugara naye kwaari kugara hanzi arikuuya akadhakwa everyday" ndakanzwa kubaiwa pamoyo kani vana ava vanga vatadzeiko nhai Jehova.Akatora musoro wangu achibva aisa pachest pake ndokuti "Im sorry mai Jnr , mangwana church ikaitwa tocontinue nekugadzirira zverwendo rwedu"
Me:"Handichadi kuenda ndoda kuona sekuru"
Him:"Okay babe handikurambidze church ikaitwa mangwana toenda kuswera mangwana kunovaona" ndakati "Okay my love" ndakatozokotsirira pachest pake.Pandakapepuka ndipo pandaive ndingori , phone yake yaito ringer.Ndakaitora aive PA wake apa dzaive kuma 11."Hello" haana chaakataura akabva akata , ndakaridza tsamwa kwakudzokera mukurara saka aifonerei kana aisada kutaura.Mangwana acho ndakamuka early , kubatsirana naSiyabonga basa ndakadzika downstairs anga asati amuka.Ndakatanga kuita basa , mama vakatomutangira kumuka "Mamukasei mama?"
Her:"Ko imi munomukira kuita basa Siyabonga akarara". ndakati "Zvine basa rei mama?Ndave kutopedza ini?" Vakati "Doctor vakati kudii wakuita makwikwi nemusana wako" ipapo Siyabonga akabva atobudikirawo "Mamukasei ma'am?" Vakamutarisa ndokuti "Mararisa asikana makanganwa here kuti tine vanhu varikuuya"
Her:"Sorry ma'am kutonzwa nyama dzangu kuneta" vakabva vati "Ungarege kuneta neiko iwe uchishanda wakazvitakura" akangoshama muromo achitarisa pasi.Vakabva vati "Mai Jnr endai munomutsa Kiara" ndakati "Horaiti mama" ndakaenda upstairs nekunanga kuroom kwa aunt.Ndakasvika nekuvhura door vaitove pavideo call vakabva vati "I love you too Tee ,take care of yourself" vachibva vakata ndakanyemwerera ndokuti "Mukuwasha anodiwa uyu mumuudze kuti ambhuya vanoda machocolate nemahewu chete havana chimwe chavanoda"
Her:"Imi mundikwanire ini Jnr wacho akabva atanga kuratidza kungwarangwanduka satete achiri mudumbu kuzoti paachaona zuva" ndakaseka ndokuti "Mamuka seiko Achihoro?"
Her:"Ndamuka zvakanaka hangu Achihera amukasei mwana wangu?" Ndakaseka ndokuti "Arikuda baba" vakati "Ini handina mutsvimbo vane mutsvimbo variko uko" ndakaseka ndokuti "Murikudiwa namam" vakati "Mbuya ava havandipe peace" vakaburuka pabed ndakabuda vakatevera.Takanopedzisa basa tese ndakazoenda kubedroom Kelvin aive aripa balcony hake.Ndakamugadzira ndichibva ndanogeza , iye akagezawo takasara kubuda vanhu vechurch vatove downstairs.Bamukuru vakanga vavemo maiguru vega ndivo vanga vasati vadzika.Pakaimbwa maverse emasowe maiguru can't get , mama vakandizevezera kuti "Enda unotora maiguru vako?" Ndakati "Horaiti" ndakasimuka kuenda upstairs ndakapinda muroom mavo vaichema vakagara pabed.Vakanditarisa ndokuti "Urikudei muno ,buda" vakaita kutaura zvehasha ndakati "Murikudiwa" vakati "Handidi itai mega zvemasowe enyu buda muno Amanda" ndakangoti chandofira chii.Ndaingonovaudza kuti varamba ko zvinotukirwa munhu here.Ndakadzika ndave kuda kugara pasi madzibaba vaive vakagerwa muparavara vakabata katsvimbo kaive kadiki vakabva vati "Madzimai imimi huyai mupfugame apa" mama vakati "Enda makoti" hana yangu yakarova ndakanopfugama ndokubva vaseka ndokuti "Kubata wakadiwa nedenga unenge wabata moto unopisa" vakadaro vachinongedza pachipfuva changu nekatsvimbo kavo ndokuti "Ko makasungirei chibereko chamai venyu nhai madzimai?" Hana yangu yakarova ndokuti "Handisi kunzwisisa munhu waMwari" vakati "Handisi kuti munoroya ba madzimai asi kugunun'una kwenyu nemisodzi yenyu ndizvo zvakaita chibereko chavo chivhare.Pakarepo nababa venyu vakavagunun'unira nhasi uno vochema misodzi ine ropa iyo irikukonzerwa nevana vavakabara.Zvino kudenga kwanditi sunungurai moyo wenyu muvaregerera nekuti iye musiki ndiye anoziva shamhu yaachavarova nayo" misidzo yangu yaive yobuda vakati "Ndinoziva mune shungu dzekuti ngavanditsvage hazvina mhosva madzimai kane vachinge vakutsvagai mavaziva muvatambire vakazviita mukusaziva kuti varikurasa chikomborero uye musazove nekurohwa nehana maziva baba venyu nekuti vanotorine shungu dzekuda kuti muvazive" ndakashaya kuti varikuzama kureva kuti kudii ndakangoti "Ndinotenda" vakabva vati "Madzibaba enyu aripi?" Ndakashaya kuti vaiti kudii , ndakazoona Kelvin apfugama padivi pangu akazvivhara mapendekete nejira rewhite.Vakabva vati "Batai dumbu raadzimai venyu" akandibata vachibva vaita munamato ndokuti "Muroora mukuru wepano ngaauye apfugame apa" ini newangu murume takasimuka.Mama vakati "Regai ndinomudana akaita accident nezuro nyama dzake dzinenge dzichiri kurwadza" vakati "Hazvina mhosva madzimai munonditendera here kuti imi nemhuri yenyu tinoitira munamato ikoko" vakati "Ehe hazvina mhosva" takasimuka tose kuenda upstairs.........
End of chapter
kutsamwa kune labour🌹
❤️
😢
🙏
5