QUEEN ZEE NOVELS
January 22, 2025 at 04:30 AM
*🌱ECHOES🌷*
https://whatsapp.com/channel/0029VaEFcd017Emn8kF5X63N
*ZVAKANAKA KUGARIRA MUCHANNEL KUTI USARASIKIRWE NEMAMWE MACHAPTERS UYEZVE NDIKO KUNOSVIKIRA BOOK REDU*
MAIN GROUP
https://chat.whatsapp.com/K9ttKbpuUJp0cx09QtlUzS
COMMENTS GROUP
https://chat.whatsapp.com/GiM5bSYiFRcK8O94Lalos0
FACEBOOK GROUP
https://facebook.com/groups/560179280000560/?mibextid=rS40aB7S9Uc
*FREE BOOK READ ,COMMENT AND SHARE*
WRITTEN BY PRECIOUS a.k.a MANYONI
C 16
*AMANDA*
Vakataura zvaive zvataurwa naAdmire ndakatonzwa misodzi kuda kubuda saka aive achinja mukomana.Tete vakazobuda tikasara tiri two naKev apa ndainzwa kuda mahewu ndakamuudza akabuda kuenda.Ndakasara ndorara hangu , ndaiti zvimwe achakasika kuuya asi haana.Pakavhurwa door ndakatoti ndiye apa vaive mama "Mwanangu wazongosiiwa wega sorry hako" ndakati "Ndingade kurindwa here mama , itai henyu zvanuri kuita" vakauya kugara paside pangu ndokuti "Hatina kuwana nguva yekuzivana ndosaka ndauya" ndakati "Hazvina kuipa mana" vakati "Kumusha ndepi?" Door rakabva ravhurwa aive Kev , tose takatarisa ikoko "Mama imbobudai muno" vakati "Aizve nhaiwe Kelvin ungabva wandishaira hunhu pamberi pemuroora wangu"
Him:"Sorry henyu asi ndirikuda kumbotaura naye" vakati "Kana neni ndirikuda kutaura naye" akati "Zvese zvamuri kuda kuziva pamusoro pake achakuudzai" vakangoti "Eho" vakasimuka ndokubuda.He locked the door ndokuuya kugara paside pangu ndaitarisira kuona nahewu ndakabva ndati "Hunhu rudziiko hwaunenge uchiita?" He sighed ndokuti "Mumba munomu ka mune munhu arikutaura naZviko chete and im suspecting maiguru" ndakati "Hoo , hameno iwe ndiwe unoziva hunhu hwavo"
Him:"Babe something happened chandisina kunzwisisa maiguru vane nyaya chete ende zvikabuda kuti ndivo ndovatsika heavy"
Me:"Unomborova zvakaita seiko nhai mudiwa wangu?" Akati "Uchaona hako" ndakati "Hameno pachenyu handidi zvekuzonzi ndakauya kuparadzanisa vanhu pano" akati "Ivo varikuzviitirei zvavari kuita"
Me:"Wavabata here?" Akati "Handina asi zvaitika nhasi zvandiudza kuti pane nyaya chete" ndakati "Hoo , kufungira kwakashata asi zvinoda uine proof." Akanditarisa ndaive ndakamutariswo ndakapedzisira ndati "Yuwii kwakanaka here?Urikunditarisirei?" Akati "Zvese unongoda kuti nditaure ndipoo kiss" ndakati "Mukanwa murikunhuwa" akati "Unosema murume wako" ndakati "Not mako mangu" akati "Nhema dzako ipa murume kiss , ndiyo yandichararama nayo kusvika wapora" ndakati "Hoo" akaswedera pandaive achibva andibata chirebvu changu ndaive ndonzwa mafeelings kusimuka mbichana mbichana.We kissed yainaka kani kiss iyoyo akazondisiya , takatanga hedu kutaura nyaya chikafu ndakaigirwa natete chikafu.Following day racho ndakamuka Kev akatorara paside pangu apa ndaitoti aenda kubasa."Morning babe" ndakati "Mamukasei?" Akati "Ani?" Ndikati "Daddy...ko hausi kuenda kubasa?"
Him:"Ndoendepi mukadzi asiri kunzwa mushe hausati wajairana nevanhu pano babe saka ndomboswera newe nhasi mangwana ndoenda"
Me:"Okay my love , warotei?" Akati "Unoda kundifinhura nguva dzese nei?" Ndakati "Chiiko?" Akati "Ndakati kudii nenyaya yekunditi my love" ndakaridza tsamwa ndokuti "I know zvaunorambira Kev inyaya yekuti waive wakasaver contact yaZviko kuti my love kuita kwako urikuita kunge uchiri kuda nezvake" akati "Vakomana babe usandidaro nemudiro wandinokuita Amanda"
Me:"Kana uchindida ndikakuti my love don't complain" akati "Okay , handei togeza" ndakati "Musana wangu ndoda kumboutwasura" akati "Handei tinogeza tifambe kusvika kugate" ndakati "Okay" takanogeza tapedza ndakapfeka floral dress rirefu reblack.Akabva ati "Ko iro dako kubva raita kubuda mudress rakaregedzera kudai" ndakati "Kev kani" akaseka ndokuti "Mafeelings akwira here?" Ndakati "No , haaa" akaseka takabva tabuda ndainanaira kufamba kwacho zvaida here kuti ndifambise musana waibva wadairira.Takadzika downstairs mama vachibva vati "Mhukahuru madirei kutambudza mwana wangu" ndakati "Mamukasei mama?" Vakati "Ndamuka hangu mwanangu.Kelvin siya mukadzi wako azorore usati kana nyama dzako dzakasimba ndizvo zvaariwo.Unoda kuti kanganisira muzukuru wedu asara" akati "Mama ati arikuda kuexecirser" maiguru vakabva vapinda nekuti "Mamukasei bamunini , hesi munin'ina wangu nhasi urikunzwa sei?"
Me:"Ndamuka boe nhasi zviri naniwo" vakati "Unoita boe , ko bamunini makatsamwei?" Akati "Hapana ,babe handei" vakati "Siyai bamunini ndibude navo" akati "Iii veduwee maiguru mukadzi ndewangu handirwadziwe nekumuitira zvaanoda" mama vakati "Chibudai Mai Ano sanogadzira breakfast aunt varikuwacha" takananaidzana naKev kwakubuda.Takatenderera yard yese achinditaridza yaive yakakura paine zi swimming pool.Takazoenda hedu mumba takananga kunodya nekubva taenda upstairs.Ndaive ndonzwa kuda kuisa musana wangu pasi.Days passed ndainge ndave kunzwa zviri nani Kelvin aive atanga kuenda kubasa.Apa ini zvekugara ndakarara zvaive zvondirwadza.Ndaitamira Kelvin abuda ndosara ndo cleaner muroom medu.Zvekutsvairirwa ndaisada hangu , this other day akabuda namama namudhara.Tete Kiara vanga vaenda kuchikoro.Anopa aendawo kuchikoro taive tasara ini namaiguru na aunt vaitibatsira basa.Ndakaona kuti masheets angu asviba chero hazvo anga aane 4 days abva kuwachwa.Ndakamatora kwakuenda nawo kulaundry room ndakapesana namaiguru vakabva vati "Imi zvamuri kuda kuita izvi zvinotukisa munhu wese pano.Murikuda kuwacha aunt havapo here?"
Me:"Nhai maiguru ndingazviteedzere here zvabamunini venyu , ini ndajaira kushanda hangu handizvigone zvekugara ndakarara" vakati "Wow bamunini vakazvibatira asi becareful mainini munosvodza todyiwa nemukomana pano.Ndakangoseka ndokuti " Hakuna zvakadaro" ndakanowacha ndapedza ndakabva ndagadzira tea yangu vamwe vaive vadya.Ndakaona kuti hazviite kuti ndibetse aunt nekuti vaive ne hembe dzavai aina.Ndapedza ndakaenda kuroom kwava ayinira "Aunt ndipei hembe dzaKelvin ndi aine" vakaseka ndokuti "No madam ndoita ndakatopihwa warning namai Mapani ndakanzi handifanire kukusiyai muchiita basa zvekuti vakaziva kuti mawacha ndopinda busy" ndakati "Havapo ndipei" vakada kuita nharo ndakabva ndatora ndega.Muroom mangu maive neimwe iron ne ironing board.
Ndakano aina hangu ndapedza ndakabva ndarongedza muwadrobe.Apa hembe dzaKelvin ungati ndedze mwana mudiki ndakadziturunura kutanga kudzipeta nekurongedza kuti one.Dzimwe dzaive dzatounyana ndaibvisa , "Babe im back" akadaro achivhura door kupinda ndakaramba ndakamutarisa akabva ati "Urikuitei" ndakaita sendisina kunzwa "Maswera sei baba vaJuniour" akati "Ndati urikuitei?" Ndakati "Asi hamuoni kani nhai ba mwana ndiri kurongedza hembe dzako"
Him:"Ndakati kudii babe" ndakati "Hazvirwadze izvi Kelvin unoda kuti nyama dzacho dzisimbe here kana uchiti gara wakarara ,plus ndapora ini handicharwari" akalocker door ndokuti "Really?" Ndakati "Yes" akati "Saka ndipoo ka babe" ndakati "Chii?" Akafamba kuuya kumira pamberi pangu achibva andipuruzira pamberi pangu ndakanzwa simba richipera ndakamubatirira ndokuti "Kelvin unondidonhedza kani" akaseka ndokuti "Ndizvo zvinonakidzira munhu wekuvhura wega pese paunomubata anenge achingopera simba." Ndakaridza tsamwa ndokuti "Haha Kelvin ka?" Akandibata muwaist ndokuti "Saka toita here babe?" Ndakati "Ehe" ndaive ndotonzwa kuda nekuti ndaive ndagarisa ,mafeelings aive ototanga kutonga.Akanyatsobata huro yangu zviri romantic ndakabva ndati "Hmmm mira hona zvakaita hembe pabed" akati "Hadzina basa kani babe hona yamira" akadaro achinongedza pamberi pake paive paita kufuta.Ndakabva ndamerera hangu ndichivharira maziso "Haaada kunakirwa ndokuziva ini hona babe oooh ndipoo kiss ,kisser murume wako babe ndikisse babe" akadaro achiunza muromo wake pane wangu tainge tave kufemeruka tese "Ndikisse mukadzi wangu wandinoda" ndakaisa maoko angu muhuro make ndichibva ndanyatsorereka musoro wangu kwakutanga kumu kisser.Akatanga kupuruzira magadziko angu akanditakura kwakundiisa pabed akaita zvekundigadzika "Ndokumbirawo kukubvisa hembe mai Jue" ndakagutsurira musoro kutaura ndaive ndisisagone akandibvisa achibva achinjomara pasi ini ndiri pabed.Akati "Vhura gumbo babe" ndakanyatsozhadabura gumbo kwakutanga kutamba nekabhinzi.Ndakatanga ndichavhara muromo kusada kuburitsa masounds ndakanzwa oti "Hazvisi kukunakira here?" Apa ndainzwa kuti pano ndiri ku enjoyer ndakati "Kwete daddy batai ipapo" akandisiya achibva ati "Huya uigarire babe" akagara pabed ichibva yasvakuka kuita kunge ndandi yakamira tsinga dzakati tare tare apa ichibuda masiriri.Ndakanyatsonanga chaipo payaive ndichibva ndanyatsoita kuigarira ndakainzwa ichiita kupinda zvishoma nezvishoma.Ndakavibrater ndichimubata muburo nemaoko ese ndaive ndozuzuma apa muviri uchimerera , i can't even explain feeling yandakanzwa ipapo aiwa varume vanonaka kani.Ndakamubata mashoulders ake akatanga kundikoira achibva arara nemusana."Ndinakire babe ndoda kutundiswa newe ita kani my love" akadaro achibata muchiuno changu changu.Ndakatanga kumudriver zvakangozviita zvega apa achibata amazamu angu zvaiita kunakidza , akatanga kukwiza kabhinzi ndakaerekana ndazhamba kuchema chaiko kwekunakirwa iyewo akatanga kuti "Hmmmm babe , hmmmmmmm babe kaniiii ndakutunda babeee" akadaro tichibva tatundirana ndakazvivisira pamusoro pake.
Akanyatsoisa maoko ake kumusana kwangu ndokuti "Unonaka babe ende wandi driver zvandanga ndisingafungire mai Jue.I love you"
Me:"I love you too daddy" ndakada kubva pamusoro pake achibva ati "Inzwe ichirara irimo babe" ndakaseka ndakainzwa ichiita kuti svabada , ichisvava zvayo ndakazobva pamusoro pake.Takanogeza uyo waive mutemo wake tikaita sex aitoda kugeza.Smart yacho yaive yakanyanya hayo yababa ava."Ndanga ndakuigira mahewu ako babe rega ndinomatora"
Me:"Hiiii thanks daddy wandigonera hako" ndakazoona ndave kuona maiguru vachipinda vakamabata.Ndakatoshamisika kuti zvafamba sei."Ndanzi nabamunini ndiuye nawo vanga varipa call" ndakati "Haiwa manetserwei henyu handisi murwere ka ini Maitabasa" vakabva vatozvipa pekugara ndokuti "Machemedzana nabamunini hmmmm munodiwa imi" ndakatarisa pasi zvekunyara ndokuseka ndichibva ndati "Imi maiguru imimi ka zvimwe zvinhu zvamotaura ka hazvitoite" vakati "Ndiri ku commenter hangu zvee nhai mainini ko zvakaipei?"
Me:"That's our privacy why are you indulging in to our privacy?" Ndaisada nonsense hangu fanike vari savo havo vaitondibhowa."Iii mainini kubva matosunga face kudaro?" I faked a smile ndokuti "Kushata maiguru , ini hangu handidi zvamunoita zvekuterera zvinhu zvedu ini makambondinzwa ndichiterera here zvamunoita mubedroom menyu nabamukuru" vakanga vokwenya musoro ndokuti "Ndangonzwawo ndichidarika anyway yatopera nyaya iyoyo.Ndirikuona kuti kaJnr kanofarira mahewu stereki"
Me:"Yah , inga makabvako wani?" Vakati "Mainini regai ndinoona Anopa" ndakati "Okay maiguru" ndakasara ndonwa mahewu angu.Pandakapedza ndakabuda ndakadzika downstairs Kelvin aivemo aine musikana waive naye.Akanditarisa achibva ati "Babe wapihwa here mahewu ako?" Ndakati "Ehe" akabva ati "Huya pano" ndakafamba kuenda kunomira paside pake akakochekera ruoko rwake muchiuno achibva anyatsondidhonzera paari."Babe uyu ndi PA wangu anonzi Letwin...Letty uyu ndiye mukadzi wangu uyu" ndakati "Ndafara nekukuzivai?" Iye akati "Neniwo madam" ndakati "Ndoda kuenda kukitchen" akati "Kunei?" Ndakati "Ndoda kunobika hangu" akati "Wandikumbira ndikakubvumidza" akadaro achitowedzera kundiswededza paari "Iwe ita hunhu hona PA wako akunyara uyu" akaseka achindisiya ndakamhanya kukitchen vakasara votaura.Ndakaona aunt varimo "Aunt nhasi ndipei ndibike" vakati "Horaiti ndokwanisa kukubatsirai here ku cutter ma vegetables"
Me:"Okay munenge mabatsira" ndakadaro ndichitovhura poto yaive nemuriwo "Hey unotsva nesteam , Oripa imbobuda" akadaro kuna aunt vakati "Okay sir" vakabuda akabva auya kubata spoon ndakati "Iwe poto inotsva iyi" akati "Imbomira mhani uchatsva apa" ndakati "Urikudei handina kuku feeder here?"
Him:"Handina kuguta" ndakati "Iiiii unoda kubvarura chibereko changu here?" Akati "Kunge usingade ipapa ndoda kukumirira uchibika" ndakati "Kwete , munhu wemurume haagare mukitchen buda muno" ndakanzwa mama vakuti "Sure munhu wemurume haapinde mukitchen" takatarisa kudoor tese she smiled vakabata mapaper bag ndakati "Mama" ndichienda kwavari instead yekuti vandisiye ndichitora mapaper bag vakamapa Kev vachibva vandimbundira."Maswera here mai Jue?" Ndakasekerera ndokuti "Ndaswera hangu zvakanaka mama , ko imi maswerawo sei?"
Her:"Ndaswera zvakanaka , ndakuigira mahewu ndakanzwa naKev kuti unomada ndatenga nema fruits" ndakati "Mafruits handimade ini asi maitabasa mai vangu" vakati "You're welcome my darling daughter inlaw" Kev akabva ati "Regai ndibude" takaseka namama achibuda.Maiguru vakabva vauya asi vairatidza kunge vakatsamwa "Maswera sei mama" vakati "Ndaswera hangu Masibanda ko kuita kunge wakatsamwa hanziiko?" Vakati "Kutorwara chaiko mai vangu , musoro urikuita kundirwadza" vakati "Ndine mapiritsi rega ndigokupa"
Maiguru:"Maitabasa mama , matiigireiko?" Vakati "Motodya henyu mafruits andauya nawo mahewu nde a mai Jnr" vakati "Atovepo here mwana wacho mave kutoti mai Jnr?" Vakati "Hezvoo nhai muroora zvino tomudana nezita here hazvina hunhu muno mumba muna baba" vakati "Aiwa ko ini maindidana kuti Masibanda wani" vakati "Ndizvo zvatajaira" ndaive ndiri zii hangu "Muroora mutupo ndiani?" Ndakavhunduka zvekuti ndaive ndotadza kuziva kuti ndoti kudii ndakaerekana ndati "Mhofu" vakati "Achihera asi ini ndoda kukuti mai Jnr" maiguru vakaseka ndokuti "Mama mave kuda muzukuru mukomana here ndokuzvarirai manje manje amwene" vakati "Todireiko kumirira iwe une husimbe hwekuzvara Anopa ave ne 9 years hameno kuti chirikukutadzisa kubara chii?"
Maiguru:"Mwana wenyu mhai akaneta mui...." Havana kupedza kutaura mama vakanga vatobuda ndakavati "Maiguru mozviona ka zvandambotaura" vakati "Hiiii ende ndanyara nhai Jehova ndakafarisa neiko?" Ndakati "Ndizvo zvinoita munhu arikurwara here izvi?" Vakati "Kupiko imi handisi kurwara ini mama vanonetsa vanogona kutokupa basa" ndakati "Muchavanyepera imi" ndakadzokera kupoto yangu.Ndakabika vachiwawata pandakapedza kubika she helped me kuserver vanhu chikafu.Apa ini ndanga ndamira moyo nesmell yebeef , kutotangawo ipapo kurohwa moyo nayo.Ndakazviisira maveg ndave kudya vakati "Mai Jnr muplate menyu mune maveg nei?" Ndakati "Beef handisi kuida yandirova moyo smell yacho" vakati "Wadii kubika chicken kana pork irimo wani mufridge ini na Kiara tisu tega tisingadye." Ndakati "Ndodya mama musazvinetse" vakati "Iii hazviiti kuti udye nema vegie chete Kiara enda unotororea muroora wako mukaka" ndakati "Musazvinetse mama" tete Kiara vakanga vatosimuka.
Her:"Idya muno mumba mako" vakadaro ,tete Kiara vakauya nemukaka ndakanzwa voti "Hezvooooo!" Vanhu vese vakati "Ko chiiko?" Kelvin achiti "Zvatanga"
Tete:"Nhaimi mai Ano kubva matarisa mai Jnr kudaro moda kuvadya neziso here?" Ndakanzwa kunyara bamukuru vakabva vati "Iwe neiko usina respect zvako zvaunonzi unopenga zvinopera ndakurova" vakati "Aiwa kani mukoma munhu ngaatsiurwe achinzwa iko kutarisa rudziiko?" Mama vakati "Hey ,hey , hey zvamave vanhu vakuru wani" vakasimuka tete "Handichadi kudya" vakaenda upstairs takasara tikadya , Kelvin paakapedza akabva asimuka kuenda upstairs. Pakapedza vanhu kudya ndaka clear table , aunt ndivo vakazosuka.Maiguru handina kutoona kuti vanga vaenda nepi.
Ndakaona Kelvin asimo mubedroom ,ndakatoshaya kuti aripi ndakabuda kumutarisa ndakamuona achibuda muroom ma aunt.Paakasvika pandiri akati "Yoh , babe watondisuwa here mudiwa wangu" ndakati "Ehe wauripi?" Akati "Ndiina tete vatsamwa" ndakati "Rega ndinovaona" akati "Hold on shamari ini ndoonekwa nani ukaenda kuna Kiara pinda mumba umu" ndakaseka ndichipinda , ndakagezeswa ndisiri kuda ndaive ndotoda kuzorora.Patakapedza kugeza ndakabva ndarara kuita flat , zuva rakatevera racho ndichibva kunosiya Kelvin kumota ndave kupinda mumba ndakaona maiguru vakagara kusitting vachiona tv."Mamukasei maiguru?" Vakati "Ndamuka hangu mainini." Ndakabva ndatofamba ndakanzwa voti "Munin'ina wangu ndipoo mahewu 1 kutomanzwira moyo wena"
Me:"Torai henyu sisi ane basa reiko dai mangotora"
Her:"Zvaiita here kutora zvinhu zvatengerwa munhu navamwene vake" ndakaseka ndokuti "Ndevedu tese" ndakabva ndatoenda upstairs ndakanotangana nekugadzira muroom mangu.Ndapedza ndokugeza ndakadzika downstairs "Iiii ndamatadza ini mainini inwai henyu" ndakaseka ndokuti "Anonaka wani" vakati "Hiii arambana neni vaitove vakachibata" vakanditambidza ndakagara pasofa vakabva vati "Regai ndimbobuda ndoda kuenda mutown" ndakati "Okay sisi" vakatora kabag kavo nemakeys emota kwakubuda ndakadhudhudzira mahewu ese.Kwakunonwa mvura ndichibva ndaenda upstairs.
Ndakanozvambarara hangu ndakatanga kunzwa pazasi peguvhu rangu kusunga.Ndakati zvimwe murariro wandakaita ndakarara nemusana ndinzwe zvave kubatanidzira nemusana.Ndakatanga ndichashinga ndichiti zvinopera.Zvakatanga kuchirwadza non stop apa ndaive ndotonzwa period pain.Ndakamuka kugara ndakambotwasura musana wangu zvikati unonyepa.Maive moita kucheka cheka mudumbu ndakaerekana ndave kuyeredza misodzi."Mama kaniiiii" ndakadaro ndichishinyira ndakazama kusimuka pabed ndakatadza , ndakashingirira kubva pabed , ndakabata musana uyo waive worwadza zvakanyanya.Ndakaerekana ndave pasi "Nhai Jehovaa ndofireiko?" Ndakadaro ndichigomera apa ndaive ndadikitira ndakasvasvamira phone yangu ndakadialler number dza Kelvin zvese izvi ndaiita nekuti hapana aikwanisa kundibatsira aunt vanenge vaitove panze.Yakaringer haina kudairwa ndakaikanda pasi "Ndakatadzeiko nhai Mwari hakusi kubva kwemimba here uku," yakabva yaringer ndaka swiper kudaira iri pasi ipapo "Ndakufaaaaa ini Kelvin" akati "Chii babe?" Ndakati "Mwana wangu Kev i think ndatoita miscarriage chete" akati "What?Ndosvika kumba izvozvi" handina kuzopindura chakandishamisa yaingove pain asi ropa harina kubuda.
Ndakazonzwa aunt voti "Madam chii?" Handina kukwanisa kupindura ndaive ndangorara nedumbu simba chairo ndisisina."Madam maitwa seiko?" Vakadairwa nani , ndakanzwa kuvharwa kwedoor ndakazonzwa vodzoka futi ndakatakurwa kudzikw neni downstairs ndaingoyeredza misodzi simba ndaive ndisisina apa ndichirwadziwa ndakaiswa pasofa ndakazongonzwa Kev akuti "Babe ndauya" akanditakura kwakuenda neni kumota.
Ndakabva ndatoti zii , ndakazomuka ndave kuchipatara muina Kev nabamukuru vakati "Mainini manga muchida kubvisa nhumbu kuti zvadii?" Ndakashamisika ndokuti "Inini kubvisa nhumbu , handina moyo iwowo bamukuru" vakaseka ndokuti "Saka manwiswa here mushonga wacho" Kev akati "Tell me Amanda ndakanyanyokutadzira chii zvekusvika pakudaro.Im hurt unomboziva dai wanga uine mumwe munhu zvanga zviri nani." Ndakati "Newe Kelvin hauchandi trust?" Akati "I trust you but izvi zviri pachena kuti wanga uchida kubvisa nhumbu.Nhumbu yangu chii chandisingakuitire" ndakanzwa moyo wangu kurwadza apa he was serious ndakatanga kuyeredza misodzi ndokuti "I know kuti zvichaitika and hauna kwawaisvika mufaro wacho" bamukuru vakasimuka zvehasha ndokubuda ndakasara ndokuti "Ndosaka ndakakuti ngatiite zve contract zvawanga wada , ndoziva kuti ndine munyama munyama chaiwo ini ndirikutoshamisikawo kuti ndaunwa uripai?Uye ndauwana kupi mushonga wacho handibude gate handina umwe munhu wandinotaura naye paphone kunze kwako.Admire chaiye handitaure naye , its okay hazvina mhosva" i was shattered haana chaakataura maiguru vakabva vapinda ndokuti "Nhai munin'ina wangu wanga uchida kuzama kudii?Kubvisa nhumbu ndarwadziwa ufunge asi mimba haisi yabamunini" Kelvin akati "Mai Ano budai muno!" Zvehasha chaizvo vakabuda vachimhanya , tete Kiara vakabva vapinda ndokuti "Maiguru havana nhumbu yavanga vachida kubvisa vaisirwa mushonga na aunt ndavaona ndikavatora video vafunga kuti handipo" i sighed ndichivhara maziso angu vakabva vati "Im still investigating it seems like pane munhu avatuma ende munhu iyeye im suspecting kuti ndi Zviko" .......
End of chapter
kutsamwa kune labour🌹
❤️
👍
😢
🙏
6