QUEEN ZEE NOVELS
February 10, 2025 at 03:37 PM
Book #8 📕
Follow our WhatsApp channel:
For previous chapters and other books.
Vanoda book from chapter 1 follow
Andipe book kuinbox🙏
https://whatsapp.com/channel/0029VaJLQ46IiRp06EnIXi2T
WhatsApp group join:
https://chat.whatsapp.com/KmrXStpTPzoBQMKEJi3osZ
🛖🦇🛖🦇🛖🦇🛖🦇
*THE SECRET COVEN*
🧛🏽♂️🌑🧛🏽♀️
🦂🩸🦂🩸🦂🩸🦂🩸
Written by🖋️
*QUEEN ZEE*
_aka 〽️agumbo_
Contact us
071⁶⁴⁵²907
077¹⁹⁶⁹067
_This is a work of fiction. All characters events, and places are fictional, and any resemblance to real events or people is coincident_
Chapter 16
(🩵READ, SHARE AND ENJOY🩵)
(Unedited mamistakes mogadzirisawo handi🤪)
*DAKOTA*
Pandaka buda kuenda kuenda kudondo ndakangonzwa kuda kuenda ndisina chivhara ngozi. Ndipo pandakasvika kuna Parewa kutaura chokwadi moyo wangu wakafara kungomuona kwandaiita ndaiva ndava nenguva ndisinga muone ndosaka. Ndakasvika paya akakumbira ruregerero kutaura chokwadi paaiva akundi tsvoda ndainzwa muviri wangu kufambwa nemasvosve zvaitekenyedza so ndainzwa kunakirwa hangu andidi kunyepa kondaizvi zivirepi zvinhu zvandaiva ndakuita izvi naParewa. Ndakabva ndanzwa kubaiwa haiwa ndikazova chaiva chimuti asi zvakazo taura Parewa achinditi zvinhu zvako ndakashaya kuti chimuti ndaichidii nhayi kuti ndizo bayawo vanhu asi. Ndakasiyana nazvo ndikabva ndatanga kuterera zvaaindiita ndakanzwa wiwi iya yava kuda kubuda. Ndidzo futi nguva dzandaka rariswa padombo naParewa ndaiva ndakunzwa kuda something kuzasi kwangu chindi tekenyedze zvandainzwa. Ndakabva ndabatirira Parewa iye akabva auya pamusoro pangu akandi bata maoko "mudiwa zvandava kuda kuita unogona kurwadziwa asi ndokumbirawo usandimise mumwe wangu. Ini newe tava nyama imwe" akadaro ndakabva ndamupindura nekaizwi kari pasi pasi "ndinoshinga Parewa" ndakadaro ndakazonzwa chinhu chaibaya baya kuzasi kwangu ndakabva ndataura "nhayiwe Parewa kozvimuti unozvidiko uchindibaya kudai" ndakadaro akabva aita kakuseka mbijana "Dakota imb**o yako munhu wangu handi iwe une zvinhu zvako here izvi bech* rangu ini ndinewo mb.... yako wanzwa chidai nyatsa kuvhura makumbo ndiwane kupinda zvakanaka" akadaro ndakabva ndaita zvaaida asi ini ndaiva ndakunyara saka chandaiti chimuti paya zvaiva zvinhu zvake Parewa iiiii ndakazonzwa kakunaka munhu aiita kukwiza kwisa kanhu kangu achidhonza matinji angu so ndakazonzwa pain ndakazama kumumisa asi iye aiva akuita seabudirwa ndakatanga kuchema panguva iyoyo "Parewa ndiri kurwadziwa" ndakadaro akabva andi tsvoda ndainzwa kuto rwadzisa chaiko ndaisada izvozvo nguva idzodzo kwakabva kwatanga kunaya apa mvura yacho yaiva ine mazimhepo akasimba zvisingaite ini Parewa aiva andi rwadzisa hake akabva pamusoro pangu akabva andi simudza nguva iyoyo ndakaona mumaziso make muchibaka moto ndakabva ndaziva kuti ndiye wandainzi ndewangu ndakatanga kunzwa sekuti mumuviri mangu muchipinda zvimwe zvinhu ndakatanga kunzwa kupera simba mumuviri "Parewa ndiri kunzwa kupera simba" ndakadaro akabva auya pandaiva akandi mbundira "mudiwa ini ndiri kunzwa kutsva chaiko mvura iri kunaya iyi irikuita seiri kupisa kudai" akadaro ndakabva ndatanga kudedera chaiko akandi bata akabva andi tsvoda zvekuti akazo pedzisira andiita zvimwe asi izvi zvaiva zvava nekakunaka so "mudiwa uri huchi iii ndatapirirwa hangu dai zvaibvira ndaikutakura ndotoenda newe kumba ndigorara ndichi ravira sugar yangu" akadaro ndakatanga kunzwa hangu kunyara chokwadi. Akazondi siya akandibereka ini ndainzwa pain kufamba chaiko saka ndakabva ndati "ndiri kurwadziwa" ndipo paakanditi "ndokubereka mudiwa". Saka apa aiva andi bereka takufamba hedu kuenda kupalace akandisiya kukagate kekumashure asi nguva iyoyo takaona pakamira vanhu vatatu asi vaisaoneka face vaiva vakapfeka zvitema ndakaona Parewa andibata "mudiwa kochii chiri kuitika pano?" akadaro ndakabva ndavhara maziso angu pandakama vhura ndakaona Parewa aiva akubvira moto muchanza chemaoko ake ende iye ndakaona zvaitomu shamisa "yuwi nhayiwe Dakota kondozvipi" akadaro "Parewa masimba ako kanda moto iwowo kune vanhu ivavo" ndakadaro akabva aita zvandaka muudza asi vanhu vaya vakatanga kubvira apana kana action yavaiita kuratidza kuti vakabatirwa nemoto. Ndakatanga kushaya kuziva zvaiva zvipi ndaiva ndatova nestress ndakuzvidya pfungwa nekufunga nguva iyoyo ndakabva ndabata Parewa mumaoko nyika yakatanga kudengenyeka vanhu vaya vakabva vanyangarika. Ndakasara ndakamira newangu wepamoyo asi airatidza kuti ashamisika nezvaiva zvaitika. "Dee ndakutotya kukusiya nezvaitika izvi kana rega ndikubereke tiende kumba mai vangu vano nzwisisa vakaona ndauya newe avamborambe" akadaro ndakabva ndanzwa moyo wangu uchinditi ndiende naye asi pfungwa dzakaramba nekuti ndaiva nsakauyira basa papalace kwete kwana Parewa. Ndakabva ndamubata maoko ndokazvi shingisa kumutarisa "Parewa ndinokuda hangu asi apa tinenge tati mhanyei. Tine zvinhu zvakawanda zvatino fanha kutanga tapedza tisati taita zvedu tiri vaviri saka apa rega tipedze mabasa aya. Kana ndapedza chero ukandi dana kuti Dakota ndichigeza ndino buda nesipo ndikauya kwauri" ndakadaro ndakaona ava kusekerera akabva aita kundi mbundira akazondi siya akabva ataura "ndinokuda chiponda moyo changu andidi kukushaya. Zvawataura ndazvinzwa mudiwa ndichamira kana nguva yakwana ndinokutora ndinoda undi zvarire vana tsvarakadenga dzakaita sewe" akadaro ndakabva ndanyara weduwe "ndakuenda" ndakadaro "worara zvakanaka mudiwa mangwana uuye kuzondionawo" akadaro ndakamuti ndaiuya kana ndikawana mukana. Ndakatendeuka ndikafamba ndoenda akasara akamira ndaiita kukamhina hangu ndakabva ndapinda mupalace ndakapesana naqueen mother vaiva vakaita kutsamwa maziso avo aiva akaita red ndakatanga kuseka vakabva vacheuka vakandi tarisa "chii chaunoseka ipapa" vakadaro ndakava pindura "hezvo hezvo nditsvetei hangu musade kuda kundi vhiringa mood yangu. Vamwe tinenge tabva kumwe hedu imi munenge makatsamwa mission dzatadza kubudirira moda kuti tokonya. Muchasura waya chete mirai muone kusvika mati eke mati madii henyu zigadzi rikuru kusanyara ipapa basa kuita zvinhu zvevarume zvimukuyu motanga kuzvibatsira varoi munonetsa. Ndibvirei ndoda kuenda kunorara ini ndaneta hangu" ndakadaro ndakango durura mashoko andaida vakabva vauya kushama muromo kuita sekuti vaiva vaona nyoka ine magaro kudaro. Ndaka kamhina ndopinda mumba mangu ndakabva ndageza ndichipedza ndakupinda mumba mangu ndakaona Queen mother vakagara pasi vakatambarara apa vaiva vakandi tarisa vaiva vakapfeka zvitema mumaoko vane hari yaipfungaira hutsi. Andina kuvatya ndakango tora mucheka muchena wandaiva ndawo ndikabva ndava fugidza ndikatora bucket remvura ndikava dira. Vakaita kusimuka nehasha vakabva vandi tarisa "uri muroi mwana i......" vasati vapedza kutaura ndakaona vava kukwenya vakango nhonga hari yavo vachifamba kuda kubuda asi vasina kure kwavasvika vaiva vaidonhedza ndakaona mune chivhara ngozi changi chaka monyewa nekanyoka kaya katsukuviri andina kutaura ndakango enda pavaiva ndikabva ndanhonga zvinhu zviya nyoka iya yakatanga kuchema semwana ndakapinda mubath ndikabva ndazvi kanda mumvura. Mvura yakatanga kuita black nguva iyoyo ndakairasa ndakabuda ndikaona queen mother vaiva vasisipo ndakabva ndatoona zvakanaka ndiende kunoona Nisha................
*PAREWA*
Pakafamba Dee oenda kupalace ndakashaya kuziva ndini ndaiva ndadambura mwana tsinga yehusikana here. Ndaingonzwa mufaro mandiri nekuti chinhu chinonzi mhandara ndaisachiziva ndaiva ndango rara naManaka ndiye aiva akaita zvekundi tanga ndaisada asi pana Dakota ndakaona zvakasiyana. Nekuti ndega feeling yandainzwa aiva ma1 ndakaona ndaida mwana uyu zvisingaite zvekuti ndaigona kutopenga nelove yaDakota hangu. Manaka ndaiva ndakarara Nate kaviri ende nditonzwa kuti munhu uyu akaregedzera kuzasi ndaizongoita zvekuti ndirase huturu asi zvaitosvota nekuodza moyo. Ndakabva ndasvika kumba kwakuona Harry aiva akavata hake ndakashaya aiva adzoka nguva. Ndakamu mutsa ndikaona amuka akabva agara ndakaona aida kuseka "watanga Harry" ndakadaro akabva aseka hake kuita kurara pasi nekuseka "inonakidza sei mhandara nhai Parewa. Kurovana kusvika mvura yaita kunaya kudai haa vanhu imimi kaa" akadaro Harry ndakabva ndaseka zvaiva zvakatooma. Asi aiva ationa kani takarara tese kana kuti aiva anzwa "haa mukoma musatye henyu asi ndazviziva tinozo taura kwaka chena ndine nyaya hombe nemi" akadaro ndakabva ndazama kuti ataure asi munhu wacho akaomesa musoro zvese nemuviri akati achataura kwachena andina kuda kuzomunetsa ndakabva ndararawo hangu. Asi makuseni pandaka muka muka ndakaona Harry asipo ameno aivepi ndakabuda mhamha vaiva vatopedza basa ndakabva ndanogeza ndaiva ndakuda kuenda kumafuro "mhamha koHarry aripi" ndakadaro "wasobuda kare uyu aenda kumombe hanzi regai mukoma vamborara vakaneta nebasa" vakadaro mhamha ndakabva ndanzwa kunyara sekuti vaiva varipo pazvakaitika ndina Dee "anopenda Harry basa ripi ipapa raangati ndakaneta naro" ndakadaro kuri kuzama kuvhara nyaya asi mhamha vakabva vandi tarisa "ndingaziva here nhayi Parewa, chiuya umwe tea usati waenda hako ugo takurira iye mupengo aenda uko chimodho" vakadaro ndakabva ndamwa ndakamu tamirira ndakasvika aripo akagara pamahuswa akarara paside pedombo riya. Kuriona ndakabva ndatanga kunzwa hana yangu kurova ndaiva ndakuto funga mudiwa wangu. Ndaiita sekuti ndichaenda kupalace ndino kumbira kuona Dakota hangu. "Makutofunga kure kaa" akadaro Harry ndakabva ndaseka ndikamupa chimodho akatanga kudya hake apedza akabva arara pamahuswa pake "wozvadiko wani dombo ratinosingo gara iri riripo wani" ndakadaro apa paiva pakachena sezvo kwaiva kwanaka ropa rakabva "haa ini ndinga gara panzvimbo yevanhu vanodanana here?" akadaro akandi tarisa zvakaita ndiseke zvesure Harry aitova mupengo pachokwadi chaipo ndakaita kumushayira pake hangu. Andina kuda kuzo musekerera ndakabva ndatorara padombo riya ndofunga chiponda moyo changu Dakota ende nguva idzodzo ndakabva ndaita kakubiwa nehope ndikatanga kurota Dakota apa ayiita kundi sekerera runako rwake rwese rwaibva rwanyatso kubuda. Ndakazonzwa ndava kunanairwa munzeve ndakamuka kwakuona aiva Harry aifambisa mbuswa munzeve dzangu hake ndakasvotwa apa ndaida kuramba ndichiona tsvarakadenga yangu. "Hayi vamwe vaita kupinda nezvese" akadaro akabva aseka akandi tarisa "Harry unenge uchimbo sekei iwe" ndakadaro ndatoona kuti hama yangu yaito penga hayo "apana hapo chigara kaa zvakanaka ndikuudze nyaya yangu" akadaro ndakabva ndagara zvakanaka akamira hake akamboita nguva akandi tarisa akabva ataura mafemo "wuu ndikushaya hangu pekutangira asi kaa mira nditaure" akadaro "horait" nsakamudaro. "Nyaya yakamira yakadai muri mudiki kacheche cheche makanhongwa kubva kunamai venyu namai vangu. Mai venyu vaiva vakuda kutoshaya asi vakaita rombo rakanaka mhamha vakabudikira vaiva vatumwa nevari kumhepo kuti vauye kuzoku ponesai. Zvakadaro mai venyu vakashaya hupenyu hwavo nehwenyu hwaiva patambo pavakatiza kupalace nekuti vaizikanwa kuti vaiva vakatakura muparadzi wevaroi nevamwe vaiona vaiita mabasa erima......." ndakabva ndamu gurira kutaura asati apedza "saka unoreva kuti mai vako iwewe avasi mai vangu" ndakadaro akabva agutsira kusoro ndakabva ndamuti ataure hake "horait zvakadaro nyaya yangu ahisi ipapo hayo panyaya dzana mai hadzo asi muri munhu anemasimba kunyanya emoti. Muchanza chemaoko enyu muno bvira moto chaizvo nezvimwe zvamunoita mukaziva kumashandisa kurara kwamaikaita nemukadzi wenyu Yemaya kwakaita kuti masimba enyu naye asimbiswe zvisingaite" akadaro ndakabva ndashama muromo nezvaiva zvakaitika nezuro ndakabva ndatoona kuti chaigona kuva hacho chokwadi. Akatanga kundi tsanangurira zvimwe zvinhu zvakandi tyisa saka Manaka aitova muroi nhayi. Manje ndaida kuzova paradza vanhu ava. Takazo swera hedu tava kutaura nyaya masikati acho ndakazoona kamunhu kaifamba kuuya ndakaona nehutsvuku kuti uyu aisava Dakota asi aiva Manaka ndakanzwa hasha chaiko dzichiita kuvira ndakazoita kubatwa ruoko naHarry kuti ndidzikame. Manaka uya akasvika asi ndakaona maziso ake aiva akaita kutsvuka ndakanzwa Harry ava kuseka "hadaa unoziva hako Parewa zvimwe zvinhu zvakatooma. Ukaroya munhu unogara une godo chaiko nekuti munhu anenge aita zvawaisada aite" akadaro Harry ndakabva ndaziva paiva nenyaya yake zvakaitika ndisekewo. Apa aka kasatan kaiva kakamira kakati tarisa "asi Parewa chii wapedza kutora humhandara hwangu wondi ramba woenda kuna Dakota" akadaro "hezvo nhayiwe humhandara hupi. Unofunga andizive wakaita kudzora mugodhi wako uyu emidzi. Ndinyare zvangu ini Dakota musiye ahanei newe ende makasiyana nakure chaiko" ndakadaro ndikaona kamunhu kakuti udyu udyu face "horait asi ndine nhumbu yako Parewa" kuzodaro ndakabva ndaseka hangu tese naHarry "ana Manaka aendai munopa varidzi vemimba mimba dzavo" akadaro Harry nguva iyoyo ndakabva ndaona Dakota achiuya ndakaona atendeuka akudzokera ndakasimuka ndakanzwa Manaka andi bata ruoko "ndiri kutaura chokwadi Parewa" akadaro Manaka ndakabva ndamusunda ndikamhanyira Dee kwakabva kwatanga kupfunha pfunha pandaka svika paari ndikamubata ndakaona munhu ayi yeredza musodzi ndakanzwa moyo wangu kurwadza.........
End of chapter 16
Stay tuned❤️🩸
*Zvichabuda zvakanaka here weduwe.......regai tinzwe zviri kufamba sei🏃🏽♀️💥*