๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
January 19, 2025 at 04:51 PM
*NZIRA DZINOSHANDISWA NEMUVENGI KUKURWISA*
*HUDYISWA*
Hudyiswa hunonyanya kuitwa wakarara kurota uchidya, kasi hausi hwese hudyiswa hwaungadye Kuhope pamwe pacho hausi hudyiswa, zvinoenderana nekuti wadyei uye uripi. Hudyiswa unokwanisa kuiswa even muchikafu chaudya chacho usina kurara Hudyiswa *ndobank* remhepo rinoshandiswa kusunga zvakawanda wanda
*KUGADZIRWA MARI*
Unongokumbirwa mari wotopa munhu oishinhira, vamwe vanoirarisa irimubiya, vanwe vanoiisa mushonga vamwe kuireverera wotoona hauchabata mari ichishanda zvinobatika ukabata mari inongotsvedza poita zvinomukira mugumbo kuti uishandise usatenge chinooneka
*KUTEMERWA NYORA*
Nyora dzoiswa wakamuka or kurara kasi kazhinji wakarara ndopadzinoiswa iwe unogona kusadziona kasi dziripo kazhinji dzoiswa kumusana
*KUNOKORWA TSOKA*
Inzira inoshandiswa kutora ivhu repaunenge watsika usina bhutsu wogadzira or kukangwa mubhiya worondwa tsoka pese paunenge wafamba unenge uchizikana or kuonekwa or kuterwa nezvskaipa
*KUGADZIRWA ZVIPFEKO*
Chipfeko chemukati ndochinonyanyodiwa pakugadzirwa kuti usaita mbereko or mhiko, pazvipfeko ipapo unokwanisa kupisira zvipfeko zvako like hembe inoitwa maburi maburi nemoto, kupiswa one side, kurugwa nemushonga, kurudururwa tambo
*KUBEREKESWA*
Kazhinji panotangira mutsiipa uchisangana nemusana ndopanoshandiswa kuberekeswa wotanga kuzwa kurema or kungozwa kunge musana wakaneta or kutakura chinhu iwe usina zvawamboita hako
*KUSUNDIRWA MWEYA YAKAIPA*
- Unokwanisa kusundirwa bvuri/ mweya yemushakabvu asina kuzorora zvakanaka, mweya yengozi avo vakafa vaurawa, kuzvisungirira,zvisina tsarukana vofa neshungu, mweyayezviranda avo vakafa vakasapihwa mugove wavo, mweya yezvikwambo
*KUVHARWA MAKOPE*
Kukangamwa or kusatoroda nekuti vanoziva hope dzineupenyu so vanovhara vanokurotesa ingava nyikadzimu, ngurozi yako kuti vawane kukushandisa zvakanaka usingaone or kuziva uye usingaone huipi hwavo, unotoziva warota kasi wonuka wakanganwa zvese
๐
๐
๐ข
โค๏ธ
๐
๐ฎ
๐ฅฐ
57