
๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
14.2K subscribers
About ๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
*Mhuka , Sora neMiti dzinorapa na Sekuru Chiremba ๐ชฝ* _kana une hama yauri kuda kupa link ndirori๐ฐ๐โค๏ธ_ https://whatsapp.com/channel/0029VanORuA9Bb5qX5KLAR1h
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*Hama yangu yepedyo wadi wambomhanya ๐๐พโโ๏ธ ku follower channel ino wambonakirwa nema DNA ๐งฌ SHOW 24/7 zvemhando yepamusoroโฆ.. Chokwadi ini Sa Tinashe Mugabe ndirikugonera vanhu, chakakosha kuti mwana azive dzinza rake chairo zvinova izvo zvatirikukupirai ma videos ayo atinoisa ku youtube kwedu kwatiine 343k subscribersโฆโฆ. Chaungaite iwewe kutongopinda mu channel wozvionera mabasa arikubatwa zuva nezuvaโฆ. Zvekare sezvo iri channel yemubatanidzirwa musazoshamisike tave kukupai ma confession, jokes, cooking videos & natural remedies , nyaya dzehurombwa from bhozho, novels etc zvatinokupai pose patinenge takamirira ma new episodes๐๐๐๐Chinongodiwa iData chete chete huyai titandare* https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V After ma follower Channel yakanzi Teejay Official Entertainment muchatotanga kuona ma videos ese ema shows handidi kukunyeperai zvishandwa zvrikubatwa zvemakwirikwindi ๐๐พukatopinda uchatosangana ne video ranhasi . *#ZinopisaTisuTinazvo๐ก๐* Dzvanya view & follow โค๏ธโฌ๏ธ

https://whatsapp.com/channel/0029VanORuA9Bb5qX5KLAR1h *MUSORO* ukatema zvinengei usazvinetsa nekutenga matablets::: *FUKIRA* you can add vicks or not:::: unonyarara same time *BAD BREATH* Dira a teaspoon of Apple Cider Vinegar in a half glass of water and use as a mouthwash after brushing your teeth. *KANA UCHINETSWA NEMUDUMBU* Tora vinegar oyisa mumvura omwa munopora fast fast,half cup water,2 teaspoon of vinegar. kune vane vana vanorwara nenzeve or nzeve dziya dzinovhara munotira machine oil musvinira tumadrops munzeve manheru akurara dzovhurika uye zvitsvina zvirimo zvobuda zvese *BP* Tora mashizha emapeaches and crush them then woisa mumvura drink that water ine crushed peaches leaves BP inodzoka kutoita normal... *CHISASA* Rub liquid iya yepa aloe plant ..u squeeze aloe/gavakava liquid inobuda pachisasa chinopera *FOR BP* Idyai a medium raw potato every day, try it for 2-4 weeks. *ZINO RINORWADZA*. Garlic mokukwizira pazino paya. It's so helpful rinonyarara kuti ziiii *BP KUTI ISARAMBE ICHISHUTA* Wanzai kudya mutsine (blackjack) yakabikwa or kutsenga irimbishi or derere rezvipodzi kudya ririmbishi uye fresh , *ULCERS* menyai potato kwakudya ririmbishi mobatsirikana *VANOTONHORA BODY* Sanganisai vaseline nesalt mozora pasi petsoka mave kurara mopfeka masocks enyu morara makadaro. *DIABETES CHIRWERE CHESHUGA* Inwa derere kuseni , masikati ne manheru before meals *OR* soak mashiza akaitwa ma cubes eshizha remu *DHOROFIYA* wonwa mvura yacho like derere ( keep refrigerated *CHOLESTEROL* Idya ma avocado *DRY AND CRACKED SKIN* Apply oil on your navel every day *SERIOUS FLUE AND BLOCKED NOSES* Get a big onion and keep it by the bed side over night . Ma germs ese anomhanyira Ku onion *MAKUMBO ANOPISA NE KURWADZA* slice a big onion like bread woisa pasi petsoka wopfeka ne socks overnight for some days *MWANA ANOITA WET ANETSA*- Give a tablespoon of honey every night before bed( use honey also for stubborn coughs and adults with weak bladders ( kungomhanya mhanya kutoilet pese pese *MAN'A* zora Vaseline wosunga plastic kutsoka wakavhara for one week *KATURUTURU* Isa chigunwe chacho muchimwana chenhundurwa.Kana kukwatisa mudzambiringa woita seuri kunatira chigunwe chacho neutsi hwemvura *KUGAROROTA VASHAKABVU* Kugeza nefeso kunobatsira. *MUVIRI UNOGARA UCHIRWADZA* Mutsvaira churu/ *Christmas tree* unobatsira.Nyika mumvura wopota uchibikisa maheu ako ekunwa. *MUSORO UNORWADZA* Sanganisa cooking oil nesalt woisa pamarasha ane Moto wonatira hutsi hwacho.

*Kuzvichenura kumhepo dzakakaipa (Munyama)* Tenga Coca-Cola ingaita 1litre kana 1.5litre Tenga machisa yakazara Enda pako wega pasina vanhu kana mumwe munhu Batidza stick yemachisa uchitaura zvausingadi nekudzinga mweya yakaipa pauri nekupopota wokandira muCoke ichibvira Ramba uchiita izvi kusvika mastick angasvika 5 asi ngaasawandise Taurawo zvakanaka zvaunoda paunobatidza nekudonhedzera mucoke kana wapedza vhara coke iyi uiise pakahwanda Geza nayo manheru ega ega usingashandise sipo uye usapukute Paunogeza iva uchitaura zvakare Unogeza zvinoenderana nemastick awakakanda imomo

*BENZI/MUNHU ANORWARA PFUNGWA/MUPENGO.* _๐๐ฟKurota benzi:_ minyama, mweya yakaipa yatokanganisa zvirongwa zvako namata _๐๐ฟKukumbirwa mari:_ nebenzi ziva mashavi ako arikunyunyuta havasi kufara mafambisiro awurikuita pfuma dzavo uri kukudza kudya kwako wega...... _๐๐ฟkukumbirwa chikafu nebenzi:_ ziva hapana nguva uchambopinda panzara pauri.... _๐๐ฟkukumbirwa doro:_ midzimu yako yave nenyota rangarira..... _๐๐ฟkurohwa nebenzi:_ munyama kana jambwa gurusa ..... _๐๐ฟkuridzirwa tsamwa nebenzi:_ kureva tsaona njodzi kana dzudzo guru mberi kwako.... _๐๐ฟkusvipirwa mate nebenzi:_ midzimu yako yakukufuratira pane pauri kuresva uchasara uri chituko panyika..... _๐๐ฟbenzi kukukwazisa neruoko:_ hamuna nguva muri kubatwa maoko rufu..... _๐๐ฟkutambirwa nebenzi mberi kwako:_ pembedzai midzimu nemashavi enyu.... _๐๐ฟbenzi rikatamba kumashure kwako:_ matare amakapembedza shure kumidzimu nemashavi haana kutambirwa makatangirwa mukapembedza chakaipa..... _๐๐ฟbenzi kukupuruzira pachiso chako neruoko:_ hauna nguva ucharohwa _๐๐ฟkudirwa jecha nebenzi:_ kureva pane ngozi irikiteverana newe yedzinza inoda kukuparadza kukupinza muvhu kana kuti mushereketi chaiye arikukupikira rufu.... ....... zvakawanda zviitiko zvinoitwa nebenzi zvine chirevo......zvimwe tichaita tichipa nenguva inotevera ......

๐ฅ๐ฅ๐ฅ MHODZI DZEMANHANGA ๐ฅ๐ฅ๐ฅ vazhinji tinongoona nekucheka manhanga torasa mhodzi...Kubva nhasi zvichienda mberi musarasa mhodzi.... vamwe takakurira kumamisha taikangirwa mhodzi idzodzi tichidya dziswa salt unombozviziva kuti what was the reason behind.... ???? mhodzi dzemanhanga dzakakosha pakuti ........ 1.. dzine Simba mhodzi idzodzi Simba rekuti ukadzidya unonzwa kuda bonde kunyanya madzimai vanokurudzirwa kudya mhodzi idzodzi... 2.. dzinoshandira kunyanya madzimai aye ekuti ukaitwa operation UMWE ahazonzwi kuda kuita BONDE zvachose tora mhodzi dzemanhanga kanga udye kana usina Tenga nhanga uomese mhodzi wokanga ...... 3..mhodzi idzi ukadzidya nyangwe menopause yasvika unongoramba uchifarira murume wako.... 4.... mhodzi dzemanhanga ukadzikanga wosefa powder yacho mix ne ndorani...nekashunga woisa mumaheu womwa iwewe wega unonzwa Kuti miri wangu wakupisa.....kudziisa miri... 5... mhodzi dzemanhanga ukadzidzvura netumvura tunopisa ukasiya zviri mu cup unoona dzinobudisa oil mafuta chaiwo mafMAnakeayo ukamaseva necotton wofeka unodzoka kuita mhandara chaiyo ......kudzora... zvakawanda zvinoitwa nemhodzi idzi so ndinokurudzira Kuti usarasa mhodzi kanga udye zviite MAnake

*KU CLEANER SYSTEM* Munhuq wese anofanira kucleaner system yake kuti asa jairirwe nezvirwere zvakawana Zvirwere zvizhinji zvinotangira mudumbu Heinoi nzira yeku flusher nayo mudumbu Gavakava rakachekwa tumapieces rikaiswa mumvura vopota vachinwa mvura yacho kaviri pazuva kwe 5 days. Zvinocleaner system vanotoona change. Then vozotora 500 mls lemon juice yaksiswa 3 tablespoons dzehuchi or brown sugar ne 3 table spoons dzemasamba anonzi Ricoffy. Vanopota vachinwa almost 100mls per day. Mozouya netestimony.

*MWARI WENHARO NE ZVINE NHARO JOIN THE ARENA OF DELIVERANCE NOW....CHASARA PANYIKA PANO KUNAMATA!!!* ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ ๐ฅWORD OF GOD ๐ฅ MIDNIGHT PRAYERS ๐ฅPRAYER AND FASTING ๐ฅDELIVERANCE PROPHETIC AUDIOS ๐ฅALNIGHT PRAYERS ๐ฅGOMO PRAYERS ๐ฅPRAYER REQUESTS ๐๐๐๐๐๐๐๐ *TESTIMONIES EVERY MINUTE!!* https://whatsapp.com/channel/0029Vao3OBDEKyZPTeM51t1M *TIKASANAMATA TINOFAA,...TINOITWA DHENDE NA SATAN!!!*

*KURWISA UROMBE*. Kana uri Rombe hama hamheno ikoko Kwauri ngatimbozama Izvi. Tora Eucalyptus oil, zviyo, Bute, mukaka fresh, 3 eggs neThokokosh salt. Sanganisa zvose Izvi, chikumbira zvaunoda paupenyu vogeza kwema zuva matatu 3 days. Wapedza kugeza cherera pasi panozomera zviyo, vosiya zvakadaro. *Kana kuti it's kudai*. Tora mazai 3, rice, Bute rehondo, vembella ne eucalyptus oil. Geza zvose Izvi zuva rimwe vozo rasa rasira pamharadzano ZVINO Sara pakugeza. *Kudzinga munyama*. Rara wakaisa Bute mupoto inemvura mune makoko esadza. Mukakuseni vogeza muviri. Unogona kubetsereka. *More remedies* anobatsira kuti izvi zvikakuramba pinda pane zvimwe. Seku chinjavo kwamunoita mapiritsi kana amwe asikukushandira sekuru chiremba๐ชฝ

Maswerasei hama , wese anoda kutanga business rake remabhero join our group using the link below timbapanana mazano tatenda https://chat.whatsapp.com/GaBWqtEnQfE9PMw455UVAY

*KURAPA HERPES* ๐ซinwa mvura yanyikwa makwati emufokosiyana inobva yaurairwa mukati haidzokezve. ๐ซTora white Vinigar ne Salt Yemagodo wosanganisa kana pakubuda mvura iya iwe cotton or jira re cotton uchizora vinegar iya yakasanganiswa ne crash salt. Zvinorwadza asi in few days uchaona yakuoma continue kusvika yatsva kupera.