
๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
January 26, 2025 at 05:36 AM
Kurapa maAcids kana Nyon'o
* Tsenga ginger.
* Boilisa muti wemudhorofia womwa mvura
yacho.
* Eat dry bread makuseni usaise anything kana
kunwa chinhu. Idya chakadaro.
* Nyon'o kana maAcids inwa mazai kuseni usati
wadya kana 3 wozonwa cup ye fresh milk.
* Paunonwa unogona kubvova kana kana
kurasa mweya.
* Tora mhodzi dzemupopo wodziomesa
* Kana dzaoma inwa seuri kunwa mapiritsi
ka3 pazuva dziri 3 kwemazuva matatu.
Anobva apera
* Tsenga -tsenga mudzi wenhundurwa.
Mushonga mukuru wekukunda this problem
yenyon' nema Acids kuziva chikafu nezvekunwa .
๐
โค๏ธ
๐
๐
8