
๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
January 27, 2025 at 12:03 PM
*KUBVISA MUNYAMA*
Kuzvibvisa munyama uchizvipa luck uchishandisa Cloves,,โค๏ธ
Chichiri kupisa ichi!!๐ฅ๐
Ngatitange nezverudo,unoshandisa sei cloves kana urimunhu wekuti unodanana nemunhu muchiwirirana musati maonana ukangosangana michitopesana zvatodhakwa kureva kuti unemunyama wekusadiwa ..zvaunofanirwa kuita usati waonana naye ndezvizvi ,,unotora macloves ako anoenderana nezita rake tomboti zita ndiBEN kureva kuti uchatora 3cloves wobata muruoko rwekwaleft wotaura zvaunoda zviite wapedza isa mubucket mune mvura wodira mukaka wogeza usina sipo semuteuro uchitaurira zvisuwo zvako zvaurikuda kuti zviitike pamunhu iyeye newe makesure ukuzviita nefaith uye munhu iyeye unomuda nemoyo wako wese ,,
Wapedza kugeza rega uwome usapukute waoma chita zvako makeup yako chitora 3macloves aye ewageza nawo isa mukapurse kako chienda zvako kunoona nemunhu wako achingokuona hana inobva yarova anoita seawona nyika yose yagumira pauri ๐คช๐ chidananai zvenyu,,
VAYE vazukuru sikana vanoita zvemushika shika uchingoziya kuti ndine mbinga yangu irikuuya nhasi ita kuti uzive zita rake chete unongoverenga macloves anoenderana nezita rake chete wobata muruoko chero left or right wotaura hakozvee zvaunoda kuti akuitire wapedza isa mupilow rako nerake raanotsamira waisa mupilow kudero chipenduridza pilow rako kwewaisa ndiko koenda pasi chirarai zvenyu zvose zvawataura pakutanga paya kana wati ngandipe mare anokokota neiripai
uyezve kana waita izvi zvinoita futi kuti kana munhu iyeye aine munyama haubatire nekuti kazhinji zvekungosangana nevanhu vamwe vaneminyama unobatirawo saka ukaisa macloves ezita rake mupilow unenge watozvidzivirira zvakare panr zvakaipa vamwe ndevaya vane mari dzehurombwa saka itai izvi zvikunakireiwo ๐
Baba mumba varikuchema chema kuti mhai amusikundigutsa pabonde usanetseke mupedzere enda muchitoro tenga Rose milk tose tongoziva kuti zvose zvinongozi maRose rose zvinekarunako mukati ndati tenga rose milk yandirikuda kuti mushandise yakaita kaupink ,,uchaitora woisa mucup usasadza cup ngaitidarike muhalf chitora half yemuoko wako yemacloves isa murose milk ita sekusoka kwe3hours kureva kuchazvisoka pauchatanga kubika pachapera 3hrs unenge wakuda kurara chimwa hako mukaka wako zviite uchiziva kuti murume wako aripo kwete kuita baba vasipo haa nyangwe murume wako anga asiti ambokuudzawo kuti mama munozipa chaiko apa hatadze kukuudza itai izvi imi vazukuru murege kuramba muchindiudza kuti baba varikundisiya vachienda kwamarwei itai ndakamirira matestmon enyu kuinbox๐ฅ๐
Vanoshanda nemaboss anonetsa uchingoziva zita rake isa macloves anoenderana nemavara ezita rake zvakare isa muchikwama mako kana muhomwe enda kubsa nazvo unoona akuchinja hunhu hwaaisita saka garai makatenga cloves muve mayo mumba ๐๐
๐
๐
โค๏ธ
๐
๐ข
๐คฃ
19