๐‡๐ž๐š๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ‡๏ธ - ๐๐š๐ญ๐ฎ๐ซ๐š๐ฅ ๐‡๐จ๐ฆ๐ž ๐‘๐ž๐ฆ๐ž๐๐ข๐ž๐ฌ - ๐Œ๐ข๐ญ๐ข ๐ŸŒณ- ๐’๐จ๐ซ๐š ๐ŸŒฑ๐Œ๐ก๐ฎ๐ค๐š๐Ÿข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐š๐ฉ๐š ๐ง๐ž๐ƒ๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐ž๐œ๐ก๐ข๐ฏ๐š๐ง๐ก๐ฎ๐Ÿ‘
๐‡๐ž๐š๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ‡๏ธ - ๐๐š๐ญ๐ฎ๐ซ๐š๐ฅ ๐‡๐จ๐ฆ๐ž ๐‘๐ž๐ฆ๐ž๐๐ข๐ž๐ฌ - ๐Œ๐ข๐ญ๐ข ๐ŸŒณ- ๐’๐จ๐ซ๐š ๐ŸŒฑ๐Œ๐ก๐ฎ๐ค๐š๐Ÿข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐š๐ฉ๐š ๐ง๐ž๐ƒ๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐ž๐œ๐ก๐ข๐ฏ๐š๐ง๐ก๐ฎ๐Ÿ‘
January 27, 2025 at 04:24 PM
*Bute harichinjanwe semunzanga* Muzukuru bute rako nderako usapa munhu, vamwe vanokuroya nebute raunenge wavapa Umwe ukatomupa bute zvinhu zvake zvovhurika Umwe akakupa bute zvinhu zvako zvovhara Bute igwenzi hombe rinoitisa matare echivanhu Rinoitisa matare ehuroyi, varoyi vano shandisawo bute Saka usati wese wawaona achiputa bute wotoda kupihwa harisi Ciga or gombototo or mbanje inosvutidzwanwa Mazuvano vanhu vava mhuka matare ako vanomavharisa nebute chairo, uchiti wamugonera kumupa bute izvo akutono kuroya nebute rako Mumatare musavimba nevanhu or shamwari Shamwari ndodzowanzo kuda kukumbira bute, nyima usamupe Bute unopa munhu kana vadzimu vako vati umupe Ndauya se chenjedzo nhasi handina kuuya nehukasha Rimwe bute rawaka pihwa rakaku itisa maronda mumhino wawari pihwa nani ? Bute rawaka pihwa rairwadza pahuro nemumhino wakari pihwa nani Taurai neni ukaputa bute unonzwei Vazhinji mobudirwa asi memusinga zive kuti mato budirwa Unodii ukaputa bute ini ndoshama n'ai nekudzvova kutaridza kuti zvadavirwa koiwe ? Ukatenga bute risume kuva dzimu vako kuti rive nesimba unoreverera zvose zvaunoda kuti bute riite kana wariputa or kuri geza. Bute rine simba renyika dzimu, bute igwenzi hombe mumatare edu kubva kare musati mazvarwa *Handina mwana anoita rombe* Ndaisa zvanza kumativi mana ๐Ÿ‘๐Ÿฝ๐Ÿ‘๐Ÿฝ๐Ÿ‘๐Ÿฝ Madzimambo ,vana Mambokadzi, vanaHombarume ,vaVhimi,Machembere ne Harahwa,maDzviti, MaKombwe ,MaSahwira ekumadziva Mitupo yose iri muno mudare, ๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿฟ๐Ÿ‘๐Ÿฟ๐Ÿ‘๐Ÿฟ
๐Ÿ™ ๐Ÿ‘ โค๏ธ ๐Ÿ˜ข ๐ŸŽ‰ ๐Ÿ–• ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿคช 29

Comments