
๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
January 29, 2025 at 07:48 PM
ZVINOBATSIRA VANE NHUMBU
.
Uchingoziva chete kuti wabata pamuviri enda pamhararano yenzira woita weti.Kana wapedza wonokora dhaga racho worisungirira pamucheka muchena kana paplastic.Musi unorwadza mimba zuva rekuzvara kana rasvika wotora dhaka riye woisa mucup kana muchigaba woisa mvura wonwa,woregedzera chigaba kana Cup ichidonhera pasi.
.
Unenge wafumura zveeese zvakaitwa nemuvengi pamimba yako.Kana wakasungwa ,kana kupikirwa kuti haubate mwana zvinobva zvafumuka.Unopona zviri smart smart.
Ndatenda hangu.
KUMUDZIMAI ANE MIMBA
Masuwo
Kune nzira dzakati wandei dzekuvhura Masuwo (nzira yekubuda nemwana) uye kuti ukasike Kusununguka. Ndatiwerengei:
1. Prolonged labour: nyikai makwati eMutsonzowa wonwa ukanonoka kuenda kuchipatara unozvarira mumba, unosungura nhumbu yakasungwa zvekare.
2. Nhumbu yadarikira mazuva: Torai mudzi (root) yemuti unonzi Mupfuta (castor tree), monyika mumvura kwekanguva. Motora cup yesimbi mochera half cup yemvura iye monwa asi cup isiye/regedzera cup idonhere yega pasi. Make sure wakarongedza maBag.
3. Kunwa mvura yemakwati emuti unonzi Mufenje.
4. Kunwa ivhu repanoita nhuta
5. Kunwa weti yeGudo (Umcamo wemfene)
6. Kunwa midzi yemuXmas tree
7. Kunwa Makoni tea (tea yemusango)
8. Kunwa ndove yeNzou
9. Kugeza neRuredzo mashizha acho( Muti unoita mafeso)
10. Kunwa Coke inoda wave kutorwadziwa waudzwa kuti wave mulabour naDoc inobetsera pama cm kuti ati fambei
11. Kuzvitsvaira dumbu nemutsvairo wemumba worega mutsvairo wacho uchidonhera pasi wega.
12. Kunwa imba yezingizi
13. Kupisa ndove yenzou hutsi uchienda kunhengo yaamai (steaming).
14. Kunwa mvura inodziya makuseni ne manheru
15. Nhumbu yakurwadza boilisa mashizha emutohwe wonwa setea mwana anopusher fast
16. Kugara uchidya maPineaples last trimester.
17. Cooking oil ine salt
-18. Ivhu repamusuwo webhawa reduce labour hours
19. Kumwa mvura ine nhoko dzembudzi hadzi (female goat)
20. Kugeza nesipo yechimugondiwa (blue soap) kana wawe pa7months uchiedza kupinza zvingunwe, kana zvingunwe 3 zvawe
21. kupinda nyorenyore u are sorted.
Happy and safe delivery Madzimai ๐
https://whatsapp.com/channel/0029VanORuA9Bb5qX5KLAR1h
โค๏ธ
๐
๐
๐ข
๐ฎ
๐ฃ
๐
๐ค
23