🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
January 24, 2025 at 11:43 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaawIY096H4W2zzOGB1H Mai Sabhuku vakawanikwa vakarara nechikomba sakachikomba chakada kutiza zvikanzi na Mai sabhuku usatya hako murume wangu haambokuone anenge akadhakwa sakavakarara vese vari3 pamubhedha Sabhuku vakazobvunza kuti ndirikuona makumbo 6 mamwe ndeani zvikanzi na Mai Sabhuku makumbo i4 ende makadhakwa burukai muverenge makamira Sabhuku vakaburuka ndokuverenga vakamira nechekudoor zvikanzi sure makumbo i 4 ndanga ndatotsamwa. Sabhuku vepaMasvingo vanodhakwa foshoro 👆🤣🤣
😂 🙏 5

Comments