🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇 WhatsApp Channel

🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇

5.6K subscribers

About 🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇

This channel is strictly for men, we share different teachings,hot topic stories,bedrooms issues and jokes to relieve stress,. Our Goal is to help all men to overcome all challenges that we may face along the way.🙏🏽

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/27/2025, 10:13:07 AM

Ndini ndakadhakwa here kana kuti takadhakwa 🤣🤣🤣🤣

Post image
😂 7
Image
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/27/2025, 8:50:50 AM

*SIGNS EKUTI MUKADZI AKUPERA RUDO newe* https://whatsapp.com/channel/0029VaawIY096H4W2zzOGB1H Vakadzi vanhu vekuti kana akuda anoda nemoyo wese. Panguva iyoyo anokwanisa kuta masecrifices akawanda zvekuti kana ukamurasisa vanhu vanomuti newewe wawakapusa waita zvese izvi. But chinoita zvidaro ndechekuti vakadzi vanoda nemoyo. Inokwanisa kusvika time yekuti magarire enyu or relationship yenyu yasvika pakumunetesa kunyanya nemabatiro aunomuita iwewe. Rudo rwunopera kuti hwaa and kazhinji hakuudzi. Asi pan zvakawanda zvinochinja pakuwadzana kwenyu. Mamwe masigns acho: Anomira kunetsana newe...inokwanisa kusvika time yekuti mukadzi haacha popoteri zvinhu zvaisimbokupopotera not because wachinja asi akungokutarisa soo. Chero ukaenda kubasa wodzoka mangwana haachinei nekufona achitsvaga kuti uripi and kana wauya anoita sekuti hapana zvakaitika. Kana asvika apa ziva kuti chasara murelationship or marriage iyoyo ibody yake chete. And patime iyoyi do something about it. Kana uchifana kuchinja maitire ako do so kunze kwekuti newewo hauchamudewo. Hachakuudze zvinomunetsa..vakadzi vakasiyana nevarume. Varume unogona kuchengeta nhau dzinokushupa pahana pako but vakadzi in her life pana someone waanoudza nyaya dzake. Saka ukaona aimbokuudza then osvika patime yekuti unogona kunzwa achiudza friend or sis vake zvinhu zvaingokwanisa kukuudza. Ziva kuti haachakuvimbe and rudo chairwo rwapera maari and unogona uriwe one of the problems saka she cannot share dambudziko rake kunewe dambudzo racho. Kana zvadai tsvaga zvekuita nekuti vakadzi nomatter zvikanzi zviri foolish but kana achikuda chero hama dzake anonyeya newe. Kana asisadai ziva kuti she is slowly detaching herself from you. Ave kungokushora...mukadzi kazhinji kana achikuda she becomes your number 1 supporter. Even chero usipo she can defend you chero nezvawakaita zvaanotoziva anogona kurambira vanhu kuti vanokunyepera. Yozosvika time yekuti by any means anototi akupise chete. Nharo dzacho nekungoda kudzikisira kwekuti unoshaya kuti zvabvepi. Worse ukaona akuzviita nepavanhu kuti anoti haiwawo hazvina kana musoro zvamuri kutaura apa or munatanga mafunga imi baba Charity. Ziva kuti chikepe chananga kuTashish. Zama kuti mugare pasi unzwe kuti nyaya yake iri papi nekuti kazhinji chinodaro ibitterness and unresolved issues. Haasisina nguva newe..vakadzi vanhu vanoda attention. Asi ukaona ave kuti unonorara iye osara patv or pafon ozotevera iwe warara. Kana kuti anokasira kunorara paunozosvika akutoridza ngonono sometimes anenge achitonyepera kurara. She tries by all means kusaita time newe zvekuti you can feel the emotional distance. Its time yekuti unzwisise kuti nyaya ndeyei. Dzimwe nguva pane zvawakaita or pave neumwe munhu ari kumufadza moyo. Ave kukunyeya nehama or shamwari dzake...vakadzi vazhinji chero uri murombo nehurombo hwenyu ihwohwo anokufukidzira. Asi ukaona av iye akufamba achikufumura kuvanhu. Rudo rwatama kwangosara macurtain chete. Kazhinji anenge akugadzirira way out kuti vanhu vasazoshamiswe nazvo vanongoti iiii musiyei aigaro chema chema . Haachadi help yako..mukdzi chero aine mari dzake anotoda help yako. Imagine uripo light rotsva woona mukadzi akukwira kuisa ega light.Anosarudza kukumbira hanzvadzi yake mari iwe uripo. Kunyangwe nezvaimboti ndiitirewo haachaite. Ziva kuti pakuda kuti ukasire kunzwisisa kuti zvakudaro nei. Rudo chairwo rwunenge rwaku fader or hapasisina. Kana achironga haakukwanise...sekuti unonzwa achiti ndikavaka imba yangu. Ndikazodai changu. Akuronga sekuti ishirikadzi. Ziva kuti hapasisina kumira mushe. And kazhinji kana zvadai hapana chichagadzirika chaicho. Kuita chiramu nevamwe varume...mukadzi akachikuda chaiko anovhara madoor kuvamwe varume. Asi ukaona kwave kuwanda mabestie nana sahwi vechirume. patime iyi chero fon yake haachadi nayo or akugara iri mumako. Kana zvadai kazhinji ave kuona sekuti relatioshp yenyu haasisina spark and haazive kuti modii but akutsvaga attention kunze. Kana uri murume anoda munhu wake ukaona zvimwe zveizvi zvakuitika ziva kuti zvakuenda kunovava. Usarere dambudziko richikura. garai pasi munzwanane and pay attention. Kana paine zvaunokwanisa kuchinja zama kuti uite zvinofadza umwe wako. Kana zviri zvausingakwanise its time yekubvunzana kuti saka todii. Kurambana can be planned. Kuudzana chaiko kuti izvi hakuna kwazviri kuenda but kuzopedzira mukuhurirana chete. Do not ignore these signs. Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya. Have a wonderful and blessed day. Amen.

🙏 👏 3
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/27/2025, 7:07:54 PM

*Golden advice for Life!👌🏽* You will always have problems. Learn to enjoy life while you solve them. People do not decide their futures, they decide their habits and their habits decide their futures. In life you can only control two things; your effort and your attitude. Don't ask how to start. Begin, then ask how to improve. Happiness has less to do with pleasure and more to do with purpose. Life is harder when you expect much from the world and little from yourself. Life is easier when you expect much from yourself and little from the world. High Standards, Low Expectations Half your problems are just your mind making smaller things seem bigger things. Don't let yourself be controlled by three things; people, money or past experiences. In every challenges or even tragedy, there is opportunity. And if you train yourself to look for opportunity, you can take control of the situation and even turn it into something positive or, of it can't turn into something good, at least something good could come out of it. Give thanks every day, because even if you think you have no reasons to give thanks, your "normal" day is someone else's dream...

🙏 👍 👏 😂 7
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/27/2025, 10:40:58 AM

*Hakuna family isina group ukaona usimo its either unonwa tumbwa or varikuda kukuendesa kwa Tinashe Mugabe😂😂*

😂 1
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/26/2025, 2:15:11 PM

*What are some Words of Wisdom for a Man?* 1- Be a man of your words. 2- Always walk the talk. 3- Money doesn't make you classy. Manners and pure heart will do that for you. 4- Choose a woman, not a girl. 5- Be down to earth. Be polite. 6- Never give her/them the satisfaction to let you suffer. 7- Win argument by logic, not by anger. Sometimes agree to disagree. 8- Time is limited. Don't waste it. 9- You are alone. No one going to help you. Be one man army. 10- Never let the feeling of anger and revenge consume you. 11- Forever and let go. Forever other. Forever yourself. 12- Hangout with people smarter than you. You will learn from them. 13- Don't get into argument with an illogical girl who use her gender as her shield. You will lose. 14- Don't get into gossips, Never bitch about anyone. 15- People are not blind. 16- Nobody can manipulate the whole crowd. Be honest. 17- Your parents are more important than your friends, girlfriend, late night parties and over-time in office.

😮 🙏 2
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/27/2025, 10:41:08 AM

*Weather iyi inoda uri HR uchimwa tea nembambaira nema Avoe wapedza wopukuta maoko nema Cv evanhu vasina maths😂😂😂*

😂 🎣 👎 😮 6
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/28/2025, 7:28:53 AM

https://whatsapp.com/channel/0029VaawIY096H4W2zzOGB1H Ndanga ndichishanda saClerk wekuStores ndichiverenga zvinhu zvanga zvave mustores. Ndazopinda mucoldroom ndichida kuverenga mapacks enyama. Sezvineiwo door rakabva ravhara apa rinovhurwa nekunze kut ndidaidzire hapana anga achindinzwa nekut nguva yekuyenda kumba yange yakutokwana so ndikati regai ndifone wanikwe 4ni handina yange aisiya pachaja. Ndarohwa nehana ndikati nechemumwoyo pangu pagumira pano. chando chichindipinda mbichana-mbichana apa mweya wekufema wave kuita mushoma. Ndachema ndr mucoldroom ndichirangarira mukadzi nekamwana kangu kacheche ndikati zvino zvandotorwa nenguva ndiyani achandichengetera mhuri yangu. Ndapfugama ndikati *"MWARI ndinochema kwamuri panguva yekutambudzika kwangu mweya ne nyama yangu zvoparadzana asi ndirangarirei mabasa andakabata pane ino nyika murangarirewo mhuri yondosiya baba kutonga kwenyu hakupikiswe itai sekuda kwenyu..amen"* ndichipedza kunamata door repacoldroom rabva ravhurwa na gadhi ndikashamisika zvikuru ndokunowira pamakumbo a gadhi uye ndikati " *hama nhas ndiwe wayamura mweya wangu ndangandatarisana ne rufu. Ko waziva sei kut ndiri muno mucoldroom?"* Gadhi andimusimudza nekut awona kuti aive akwara nechando andimupa juzi kuti ndipfeke ndokundisira moto kut adzirwe. Chando chapera gadhi anditi *"shamwari MWARI ariko ndangoti vanhu vese vapedza kubuda ndangoti aah ko hama yangu yaita sei kusawoneka kudai nekuti uchipinda pabasa unonditi mangwanani hama manheru ndizvozvo ndikati nhasi hapana anditi manheru akanaka hama usare zvakanaka sezvaunoita ndikat ndikutsvage kusvikira ndakuwana kudai🥲😭* Apedza kudaro, ndabva ndapepuka hana ichirova chaizvo kuti saka ndanga ndotofira kuhope kaa apa😭😭😭 "Hama ndinoti kwauri usavemudadi, usazvikudze uchitsvinyira vamwe nekuda kwekuwana kwaunoita kana kudzidza kwako hauzive achakuyamura mangwana ive munhu akareruka kune vamwe uchiitirana rudo nevaugere navo, Mwari vachakurangarira nemabasa ako..." 😭😭😭😭😭👏👏👏 FOLLOW THIS CHANNEL👇🏽 *Share and Save friends🤲* Mwari achakurangarira naizvozvo👏

❤️ 👍 😢 🙏 4
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/28/2025, 3:50:29 AM

*We are living in the last days! You may not feel obligated to believe, but I am obligated to tell you that Jesus is coming very, very soon.* *Even if you don’t believe, I want to share something that’s important to me. I believe we are living in a time where big changes are coming, and I feel a responsibility to let you know. The Bible teaches that Jesus will return soon, and while it might seem distant or hard to accept, it’s a message of hope and a call to prepare. If you ever find yourself wondering about life’s bigger questions, I encourage you to consider seeking Him. There’s peace and purpose in knowing Him.* *Now is the time to seek Him. 👏🏽* *Blessed morning, Always stay blessed!🙏🏽*

Post image
🙏 ❤️ 😂 11
Image
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/27/2025, 3:30:47 AM

*Dear God... 👏🏽👏🏽👏🏽* *I lift up my followers to you, asking for your guidance, protection, and blessing over each and every one of them. May your love and grace be poured out upon them, and may they know your presence in their lives*. *Grant them wisdom, discernment, and clarity of mind, that they may navigate life's challenges with confidence and faith. May their hearts be filled with joy, peace, and hope, and may they be a light in the darkness, shining your love and kindness to all around them*. *Bless them with good health, strength, and resilience, that they may fulfill their purpose and calling with energy and enthusiasm. May their relationships be rich and fulfilling, and may they be a source of encouragement and support to one another*. *Thank you, Lord, for the gift of community and the privilege of serving and leading these precious individuals. May my influence be a blessing to them, and may your will be done in their lives.* *In Jesus' name, I pray. Amen.*👏🏽 *Gracious morning family,Wish you all a Great Thursday 🙏🏽*

Post image
🙏 11
Image
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
2/26/2025, 10:24:12 AM

A wise man once said: https://whatsapp.com/channel/0029VaawIY096H4W2zzOGB1H Three things never come back: 1. Time 2. Words 3. Opportunities Three things you should never lose: 1. Calmness 2. Honesty 3. Hope Three things are truly valuable: 1. Love 2. Respect 3. Trust Three things in life are uncertain: 1. Success 2. Power 3. Wealth Three things define a person: 1. Work ethic 2. Integrity 3. Achievement Three things destroy a person: 1. Alcohol 2. Arrogance 3. Malice Three things are hardest to say: 1. I love you 2. Help me 3. Forgive me

😮 ❤️ 🖕 😂 🙏 6
Link copied to clipboard!