
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
January 25, 2025 at 10:44 AM
✍️🥒🥥🫛🌶️🍒
VARUME VAKASUNGWA KUTI NHENGO ISAMIRE
tereresa ,,,
Muka kuseni weti yauchatanga kuita sanganisa nemukaka necoke drink ngazvifanane pamwero kana waita wet 100mls uchaisa mukaka necoke 100mls unozvisanganisa womwa
🍓🍇🫐🍒🥑🫛🥕🌽🌶️🥥🥒
Enda kune munhu akakusunga iyeye worara naye kana mapedza usabvume kuti akupukute zvipukute iwe wega wotora chicheka kwewazvipukuta nacho ichocho Enda nacho kumba uchingosvika chinyike mumukaka kubva kuseni kusvika manheru wozonyurura worasa zvako mukaka wacho chicheka wotsvaga paunochiisa unobva watozvifumura zvako zvaita
🥑🫛🍑🍒🥦
Kuya nyimo ushandise powder yacho kubika nayo bota wodya.
Imwa nekugeza ne weti yemwana wako mucheche .
TSvaga damba uboore kaburi kanobudira nekusei uitire weti pakaburi ichinobuda nekune kamwe kaburi
Temwa nezai rehuku yechibhoyi panhongonya wakavarairwa kuvhinduka kwauchaita ndokutanga kumira kwenhengo yako
✍️✍️🍑🪹
KURAPANA PACHEDU NA
Kuroonora varume kana vakadzi vakasungwa nhengo*
-Tora guri rechibage rakaoma, riya rava neburi pakati.
-Chiita wet muburi imomo ichipinda nekubuda muburi iroro..
-Zvatofumuka yaa dad yakuto muka. Kuna Mai zvatovhurika bonde rakuto batwa, Marwei anyura.
https://whatsapp.com/channel/0029VaawIY096H4W2zzOGB1H
👍
🙏
2