
🔥🔥🔥DARE REVARUME HOT TOPICS🏇
February 2, 2025 at 03:06 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaawIY096H4W2zzOGB1H
*Weekend Tips!👌🏽*
*Vana Baba*
Murikukasika kurasa mbeu here Mai wasati watombodii? Nyatsowerengai zvinotewera.
*Gutsa amai mumba yemukati*
Zvimwe zvingaite kuti varume wagare wachigutsa amai mumba yemukati.
1. Idyai maputi kana chibage chakagotchwa.
2. Idyai nzungu dzakakangwa or dzisina.
3. Idyai banana pazuva regarega
4. Garai muchitsenga Ginger/tsangamidzi kana Kunwa drink rinonzi Stoney Ginger Beer.
5. Isai mhiripiri muUsawi.
6. Garai muchidya mamwiwa/watermelon.
7. Deredzai kunwa doro nekuti pamberi apo nhengo inozotadza kuita basa nemazvo mofunga kuti makasungwa iwe uriwe waizviroya wega.
8. Fodya ngaiite shoma inoderedza kuumbwa kwemaSperms.
9. Kana muchidya mazai boil them instead of frying or kudya riri mbishi.
10. Bitter Cola - iyi inzungu yekuti unoiisa mumvura wopota uchinwa.
*Kusamira zvakanaka kwenhengo*.
Kusamira kwenhengo zvakanaka idambudziko ranetsa mudzimba dzakawanda. And inhau inoshungurudza chose. Murume anoshaya confidence mubedroom uye kutanga kutiza tiza nhau dzebonde.
Pano tichatanga kutaura kuti zvinokonzerwa nei.
Zvikonzero:
1.) Kuve uine chimwe chezvirwere zvinotevera:
Diabetes,High blood pressure,Heart desease...nhengo inomiswa neropa. Paya paunoona yaoma kuti ngaa seine bhonzo. Iropa rinenge rakazadza nhengo. Panomira nhengo moyo unoendesa ropa kunhengo asi unofana kupa ropa futi kumamwe maparts emwiri.Saka kana uine chimwe chezvirwere izvi. Moyo wako unonetseka kumaintainer balance yeropa zvopa kuti unonyima ropa kunhengo yako yorega kumira zvakanaka. Ndokusaka kunwa mapiritsi ekumisa nhengo kusingakurudzirwe kana usingazive kuti hauna zvirwere izvi unokwanisa kufa nekuti mapiritsi forces you heart to overwork iyo yagara iri weak.
2.)Nerve cell damage mubrain...pane chemical inonzi Dopamine ino releaswa paunoita mifungo yebonde. Saka nekuda kwecondition iyi. Huwandu wedopamine inodiwa hunoita shoma.
3..)Hardening of the arteries...iyi condition inoitika kana mafuta awandisa oungana mumadziro emaarteries ako zvokonzera kuti maarteries ako anove narrow or kublocker.
4..)High Cholesteral...inokonzera futi problem 3 iyo..
5..) Low sperm count...masperms akaita mashoma. Nhengo yako haimire nesimba. Evidence iri pakuti mamiriro anoita nhengo yako wagarisa usina kumborasa hurume akasiyana nemamiriro ainoita wabva kurasa ukagara uchihurasa. Kuwanda kwemasperms kunotuma ngengo kumira.
6.)Smocking and Kuwanza doro...kuputa fodya kwenguva refu kuno affecter mabhora emurume. Anokwanisa kudzoka kuita madiki or kukurisa. Zvinonokanganisa simbe renhengo yako.
7.) Kumbove waishandisa mishonga yekumisa nhengo.
8.) Kunge wakambowanza bonyora...kune anonzi mabonding hormones(oxytocin,vessopresin) Ano creater bond between munhu neobject inomupa sexual pleasure. Saka kana wakawanza bonyora unenge watojaira ruoko. Iyi tichazoibata yakamira setopic.
Home Remedies.
1.) Tora 2eggs,2 bannas,yoghurt/icecream.
Method: menya mabanana womadimbura woisa mucup. Pwanyira mazai imomo. Isa yoghurt yako chero yaunoona inoita cup isazarise. Mixer kuzvika zvaira porridge. Idya zvako. Zviite kusvika wakuona change. Or kungojaira kugara uchizviita apo neapo.
2.) 3 Lemons,Huchi,Cooking oil.
Method: Svinira malemon mu metal cup or muchipoto chidiki. Tora matablespoon 3 or 4 ehuchi woisa muchipoto. Wotora 1 tablespoon cooking oil woisa. Boilisa nemoto uri pamedium sekushinyidza. Zvichaita chiporridge soo. Chibura usiye zvipore. Wodya. Unokwanisa kuzviita kaunoda.
3.) 500ml mukaka,4Spoons huchi,10 zvima piece zveGarlic,Ginger chipiece chesize yethump yako.
Method. Cheka mapiece egarlic uise mupoto. Cheka ginger futi woisa mune garlic.Dira mukaka. Boilisa seuno shinyidza. Wobura wosevha kuti mukaka usare wega,garlic payo. Wotora matable spoons 4 ehuchi wosanganisa nemukaka wonwa or kudya nespoon. Dzokorora kaunoda asi ka1 ikako unotofana kuona change. Chero kungojaira kuzviita hapana chakaipa.
Zvimwe zvikafu zvekugara uchidya.
Avocadoes.
Nzungu.
Mhodzi dzemanhanga.
Steak.
Watermelons.
Mifushwa.,Spinach
Brown bread.
Nezvimwe zvikafu zvinopa Vitamin B, B12.
Zvinopa Zinc.
Omega 3(fish ,nezvimwe).
Vakadzi be supportive kana murume aine dambudziko iri. Stop putting pressure on the guys. Help him. Iwe mukadzi zvaunobikira murume wako ndizvo zvinokwanisa kumuuraya pabonde kana kumupa simba rakakwana pabonde. Regai kuwanzira varume marefined foods eg chingwa chewhite,rice
Varume exercise a lot and drink a lot of water. Usangoti bwada senhanga. Step yevamwe varume unotoona kuti mukadzi wababa ava ari munzara.
*~Horosongo Receipe*~
Warning: Hazviitwe kana usina murume kana mukadzi or kana ari kure
Warning 2: Kana usina mukadzi or murume padhuze or zvamuchose., hazviitwe
FINAL WARNING: Musazviita kana musina varume or vakadzi or kana vari kure
Tora:
500 ml yelemon juice,(natural rekusvinira riya the best, but unokwanisa zvako kutenga)
3 teaspns ricoffy,
3 teaspns honey or brown sugar
Mix very well wonwa once a day.
Kana wanga usati wambotunda in your life, uri kutunda nekuzviitira weti
Kana waitunda, uri kutanga nhasi kuona kuti wanga usati wati watanga kutunda
Kakutota kacho kanogona kana kuoneka nepamusoro pe dress kana skirt.Mamirire enhengo yacho zvinoita kunge une kamugoti kawakaisa muboxer
Never try this uchida kufamba.Haupafambeba panze apo.
*MENS HEALTH SOLUTIONS*
Kana mafeelings usisina tora mhodzi dzemhanhanga dzakaoma kanga woisa salt wodya
Kana wanga wanenguva yakareba usina mafeelings after 3 days uchidya unotanga kuona machanges.
*Horosongo Receipe*
Kana isina simba uye uchikurumidza kurasa mbeu zvekuzotadza bonde rwepiri,tora mazai 6,mabanana 3,Lemon Vests,Cerelac/Energy Drink of your choice(for flavouring) wosanganisa odya seYoghurt 30minutes b4 mutambo...Zvinowedzera sperm count zvakare uye kukora kwesperm
(Usazviite usina mkadzi,unobata chibharo kana kuzoita bonyora).
1. *Kuwedzera huwandu wembeu yenyu ( sperm Count )*
Torai mashizha emuguava momadzvura (pound) kuti abude muto. Muto wacho sanganisai nemvura uye mokwanisa kuzvisefa ( filtering) kuti muwane juice isina zvimatsengwa. Inwai half cup katatu pazuva.
2. *Kana muchikasika kurasa mbeu*
Torai derere riye rechipodzi mobvisa mhodzi dzacho ( seeds). Dziomesei. Kana dzaoma dziisei mumvura ine soda kwemazuwa 2. Chinwai half yecup pazuwa kwe 1 week.
3. *Nhengo yakaneta isingadi kunatsomira* Weak Erection
Torai 6 hanyanisi (onions) modzidzvura muwane muto wacho. (Pounding to extract juice). Zanganisai nehuchi. Potai muchidya spoon 2 katatu pazuva.
*NB:munotora dzidziso inokuitirai zvisingaite siyanai nazvo*
Happy Sunday!😇
👍
😂
4