Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 11, 2025 at 07:17 PM
*Ziva musiyano webute nezvarinoshanda* Bute neKuteura Bute rematare nebute rehondo zvakasiyana magadziriro rematare ndiro bute rakabikwa some call it bikiro bute iri rakaita kakusvibira uye ukaribata arina kutsetseka rine mapundu pundu. Rehondo pacolour yacho rakaita kakuchenuruka and it has a very fine texture ukaribata rakatsetseka. The uses and when to use bute rematare nebute rehondo differs from one person to the other zvichienderana nedare rako munhu or nedare riri kubatwa nasahwira or nekuti vagere pauri vanodei there is no standard measure yekuti tingati bute rehondo or rematare rinoshanda apa chete zvinodiwa pamatare zvinongosiyana. Kazhinji zvekuzoziva kuti vekwangu vanoda rakabikwa Here or risina unotoziva kana vachinge vareva ivo vega varidzi kuti isu toda rakadai.Asi its not all the cases dzekuti vanotaura type yebute ravanoda paunotanga kutekaidza matare. Vamwe kuti vazive bute rinodiwa padare rake vanozama ose mabute acho umwe mukuzama imomo ndimo maanoona kuti pese pandinobatamozambiquetare or rehondo or regaradziva or mudhombo pane zvandinoona zvinoitika zvinogona kuva zvakanaka or zvakaipa.Umwe anogona kuti akashandisa rehondo zvotambanuka akashandisa rematare zvoita vice versa so nekuongorora zvinoitika paunoshandisa mabute acho unobva waona kuti rinodairana newe nderipi. Chikuru kusuma vekwako kuti vakuratidze ivo zvavanoda nezvavasingade padare ravo. Vamwe vanoti rehondo hanzi tinorishandisa tine hondo dzinoda kurwiwa ipapo andizive zvangu kuti science yacho yekuti bute rehondo rinorwa hondo inobva papi ndotodawo kupadzidza kuti chii chinorwa hondo ibute here or vagere patiri here or kupetera kwatinoita mabute aya ndiko here kwakakosha. Kune mhando dzakasiyana siyana dzemafembo kune bute rematare,bute rehondo,kapadze,mudhombo,bute regaradziva rinobikwa richisanganiswa nemakoma edziva( mahapa). Bute rinochengeterwa munhekwe or maudende kuti risasuruke. Bute rinogadzirwa nechambwa kune mhando dzakasiyana siyana dzezvambwa(manje) kune kapadze,mutoko,dande,mozambique Gogo chiremba 🦅
🙏 ❤️ 👍 😢 😮 🏃‍♀️ 💔 😂 🤣 25

Comments