
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
151.0K subscribers
About Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Chivanhu chedu
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

1. *Mombe yehuredzwa* kana makachengetwa namai vasiri venyu inoda kubviswa kunyange makunamata. 2. *Muroora akagezesa vaMwene vachirwara* vachibata tsvina nekuvawachira achivapepa anofanirwa kubhadharwa. 3. *Mombe yehumai* hazvina basa kuti mukadzi wacho wakamuwana isiri mhandara kana kuti arinevana vake inoda kubviswa chete. 4. *Makuva anoda kuvakirirwa* kuisa matombo kana cemende uye zvinoda kuitwa ne order yazvo chaiyo chaiyo kwete kuti tete vafa nhasi ndivo vamakutanga kuisira dombo ambuya vakafa kare musati mavaisira izvozvo hazvibude 5. *Mbatya dzevafi* hadzifanire kurega kugovewa kunyange zvodini zvinhu hazvifanire kupararira mumusha zvisina kugovewa uye zvinoda kugovewa nenzira kwayo 6. *Roora rinogoda kubviswa* kuvanhu vese kunyange kumukadzi wawatora aguma kubereka uchiti tavakungochengetana anoda kubvisirwa pfuma 7. *Mushonga weNgozi kuiripa*vamwe munoshandisa vanhu musingava bhadhare vasiri hama dzenyu muchizovadzinga zvechisimba musingazive kuti zvinopa dambudziko mumusha nevanhu vanoshanda kusvikira vafira mumusha menyu mari dzavo musina kuvapa dzakakwana 8. *Vabereki havanongedzwe huroyi* 9. *Vabereki havatukwe uye havarohwe kunyanya baba munzwa urimuropa hautumburike* 10. *Musabate mari dzineropa mukati kana kuti dzemushonga* Zvinhu izvi zvino kanganisa mhuri dzakawanda vanhu *vachihwanda nekuti tavakunamata Zvinhu izvi zvinoda kugadziriswa nemi kuti zvirege kuramba zvichikonzeresa muwanano yenyu nevana vevana venyu


*For Advert info +263778026198* *We post your adverts in BOTH channels* *I POST ONCE ALL ADVERT ✅* *Price✅* (1) *$8 us per day* (2) *$42 us per week*➡️ 6 days (3) *$82 us per month* ⏩ 25 days *VIEW & FOLLOW OUR WHATSAPP CHANNEL LINKS👇🏼✅* *(1) NHAU DZESHONA🇿🇼* https://whatsapp.com/channel/0029VaFXuqUFXUuV0KSJBF2X *(2) CHIKAPA CHINAMWARI LESSONS* https://whatsapp.com/channel/0029VafqcvE1NCrdkITXA23A *(3) HOT TALK CONFESSION* https://whatsapp.com/channel/0029VagBPeLK0IBpjGw7mK2f *(4) Zim SHONA jokes* https://whatsapp.com/channel/0029Vasio65C1FuEnJnofQ44 *(5) MARRIAGE& BUSINESS TEACHING🇿🇼* https://whatsapp.com/channel/0029Vak8fCV9xVJbSFCiGN1K *(6)* *NEWS MEDIA SERVICES 🇿🇼* https://whatsapp.com/channel/0029VaifFH90QealiZ3Gv21T (7) *ZIM WHATSAPP TRENDS* https://whatsapp.com/channel/0029VaShPDJCRs1jy0m6Pm1s (8) *MY DARLING DZIDZISO YEBONDE BEDROOM talk👄 💃🏼* https://whatsapp.com/channel/0029VazzJYm35fLxBRI9PC2h *Vaye vanoti ndine $5 us .mowana 4 channel of your choice* *Thank you in advance Zimbabwe🇿🇼*

*KUZVITESTA KUTI UNESARI OR NOT* - - - - - Ichi chinhu vazhinji vanovhiringidzwa nacho nekuti vamwe avanoti isari harisi. Sari rinoita pasikarudzi yemunhukadzi pamuromo or nechomukati zvasiyana nemaPiles (chero zvazvo kuchirungu unonzwa sari vachiti ma-piles) aya anobuda kunobuda netsvina watinoti musana. Masari munhukadzi anogona kuwaita iye asingazive kuti ave nawo. Iye murume anogona kunzwa kuti mudzimai wake anawo nenzira yandichatsanangudza.Kana unesari unogona kuona (1)mrume anotanga kusafarira bonde nemukadzi asingaite chihure asi kuti mkadzi anenge asisangoite ska vakadzi paya pamunoti mrume agutira kunze hachisi chikonzero nguva dzose nekuti imi wacho ndimi munenge muine sari (2)Murume dzimwe nguva after bonde anonzwa nhengo ichivava mberi nechemukati achikwenya (3) mvura dzimwe nguva inowanda panguva yebonde zvekuti at times munotombomira mukadzi apukute (4)mukadzi kashoma kuti azvione kuti anaro nekungozvitarisa kunze kwengunge atariswa neumwe munhu aniriziva. Angazvitesta sei kuti anaro?? Nzira iri nyore ndeyekuti mkadzi paanotota anonombora kuzasi kwake staff yekutota iya tushomanana oisa parurimi kana akanzwa kuvava kuda kuita kunge gavakava rinenge riri sari asi akanzwa kakuvavira kunge tumunyu nekure haana (5) anesari dzimwe nguva imbwa inomunhuwidza sure kana mberi kwake coz a dog inoona cancer yechibereko nesari. Kune kufembedzwa nenbwa isingakuzive zviya zvekuti yakuda kuti muzivane ibozviita kutsoka kusvika kumabvi asi ukaona yoti nechemberi pakutaridza sari kana cancer yechibereko. (6) at times anesari anoita hwema unonzi hunzi hwekuti iwe muridzi hauzvinzwe ndopaunoona vanhu vasisade kugara pauri uchishaya kuti chii vachinyara kukuudza...... SARI RINOPEDZWA SEI :---Apa panoda kunzwisisa nokuti vamwe vanofunga kuti kungochekwa ndokuti rapera kwete asi kutoti acheka wacho achiziva. Anoziva haamhanyire kucheka sari riripamusuo nokuti kungochekwa riya repamusuwo kurwadzisirwa mahara nokuti kunze kunotaridza kuti kune ari mukati. Ska panochekwa zimai racho iroro rikachekwa zvivana zvinobva zvaoma. Munyevhe muto wacho unozoshandiswa sebetadhini kupodza pachekwa. Muti kadiki kanonzi munyoronyo kanoshandiswa zvakare...... SARI rikasabviswa rinouraya mwana pakubereka, rinogona kukonzera mota/boil mu-tube, unosvika pakuteverwa nenhunzi, rinouraya iye mkadzi anaro asi chakuuya chiri chimwe chirwere asi zvakonzerwa nesari, mrume anogona kufa zvakare.

*CHIKWAMBO.CHIKWAMBO.CHIKWAMBO* Chikwambo choenda neyi. Vazhinji vanhu vanotambudzwa nehondo dzezvikwambo. Vanhu vazhinji vapedza kutorerwa mari pasina chiri kufamba. Chikwambo imhepo yemufi inoiswa pamurume kana mukadzi kuti asaite imba, aiite munyama, rombe, kurambwa kusemwa, kuvengwa, kuparara kwezvinhu zvavapedo kuitika kuti ubate chakanaka, musana unongorwadza, makumbo, musoro, chibereko, kushaya mbereko, kurira kwenzeve, kuvengwa, kushaya basa kana remaoko harifambi mushe etc Ungazive sei kuti une chikwambo, kurota uchiyamwiwa or wakaberekeswa mwana, kudyiswa kuhope, musana unovava, kusemwa neopposite sex. Gynaecological problems kushaya mbereko zvakawanda, kurota uchiita bonde husiku hazvinei face yaunorota unogona kurota munhu waunoziva chikwambo. Chikwambo chouya sei. Hurombwa mukati me dzinza rekwako, kurara nevanhu vanonetswa nezvikwambo, kuromba wega nekuda kupfumba, kuona porno nekuda kugara uripazvinyadzi, , kuturikwa mukushandirwa, kuita zvivi, Kunhonga nhonga zvakarasirirwa, Kungoenda kumunhu wese wese uchida kubatsirwa Chikwambo chinowanzoda vanhu vakaita sei. Mhepo yechikwambo haingoenda pamunhu wese wese unotsvaga munhu ane zvakanaka mumaoko ake kana chipo chemari nehushavi. Vanoshandisa chipo chemunhu uye votsipika zviri paari chikwambo chichipa munhu iyeye akachitsvaga mari dzaifanira kubatwa nemunhu uye ndosaka muchiona kuti vazhinji vane zvikwambo zvikabviswa anoita zvakanaka kuita Mari kurarama mushe ..mabusiness marriage nekuita munhu wepamusora kupfuma zvakanyanya. Chikwambo chinobviswa sei. Ndopane hondo muhupenyu. Chikwambo hachibvi nyore, chinopima simba riri pamunhu ndosaka vazhinji vanoshandirwa vachisvika pakufa vachitambura. Vashoma shoma vanogona kubvisa mhepo iyi zvachose. Nekuti mishonga yakaita se hazviyeri haiwanikwe wanike nemunhu wese wese .... hazviyeri ndiro gwenzi guru rinozorodza gwambo Asi iwewe uri kwauri sadungamunhu unofanidai Zvinogona kuitwa nadunga munhu kuparadza hondo iyi.. 1. Siya chipfambi, kungorara rara nevanhu 2. Namata nekutsanya kukwira makomo, uchitsanya kwenguva refu. 3 chikwambo hachibvi zvekumhanya ndosaka vanhu vazhinji akatsanya 3 months oneta hanzi hazviende, u fight till u win and u maintain that level. 4. Chikwambo imonitoring spirit chinoona zvese zvaunenge uchida kuita nekuronga zvoparadzwa.... Like and share


Kwazivai vazukuru Kana waimbobata Mari ikozvino yave kutiza terera zvandiri kukuudza nhasi Kana ungori musame business rawaiita but masales adzika Or murume or mukomana wako ahachakupe makwati sekare Pabasa chaipo hapachina makwati hazvinetse Muzukuru Tsvaga Mari dzekudhara kunyanya yesilver iri coin 3coins apa ndoreva Mari dzisisashande uye ndinoreva dzemuno munyika yezimbabwe kwete dzimwe idzo nekuti ini ndinoshandisira munhu macoin emudunhu rino Zvadaro tora Bute Zita remunhu waukuda abudise Mari Or zita rebusiness rako e.g tuck shop... Wanyora pabepa Riya isa macoin acho matatu mumvura iyoyo geza zvakasangana uchipopotera kuti ndinoda kudzoka pandaive pekuzara makwati Kana Ari mukomana unotaura kuti iwe nhingi ita zvinoti zvinoti undipe Mari Ita izvi katatu usarega kunyangwe ukaona zvinhu zvako zvakufamba *moisawo malike👏🏻👏🏻*


Mazano KuVasikana Varikutsvaga Imba. Chekutanga varume vanezvinhu zviviri zvaunofanirwa kuziva, dumbu nemachende! Dumbu rinofanirwa kugara rakazara machende anofanirwa kugara musina chirimo. Hapana murume anehasha semurume anemachende akzara nedumbu risina chinhu. Dumbu. Murume anoda kumuka achipihwa kudya makuseni-seni asati aenda kubasa, manje zvamunoedzerwa makarara munodziisa mvura nguvai yekuti ageze uye abude adya? Zvamunoda kuona tv kusvika pakati pehusiku, kugara paWhatsApp muchaigona here imba. Mudzimai ndiye anofanirwa kugeza opa baba mvura yekugeza iye achizvinatsa asati arara, murume ngaakuwane wadziisa magumbeze, hazviratidzi hunhu hwakanaka kutangirwa kurara nemurume. Ndapota usabikire murume chikafu chaunogonesesa uchimunyima chaanoda, kana uchida imba tanga kuziva chikafu chinodiwa nemurume wako, chaakakura achidya. Varume vazhinji vanoda chikafu chavakakura vachidya kutozoda chechizvino zvino uku kunyara kusekwa nemi kuti wakasara, bvunza amai vake kana hanzvadzi dzacho kuti murume wangu anofarira kudya kwakaitasei? Vanobva vatoona kuti unokoshesa mufaro wake, kana pasina wekubvunza unotoongorora kuti shasha ndechipi chikafu chaisingasiyi mundiro, kana kuteerera kuti shasha inorumbidza chikafu chekupi, usaite shanje enda unodzidza ikoko. Chikafu chinemafuta akawanda chinouraya simba remurume pabonde. Twuchikafu twemazuvano twunopera mangoita ka#1 mozoti baba vekwangu vakangopedza vatorara, inyaya yechikafu. Hakuna murume akaroora anogeza mvura inotonhora, chero yekugeza maoko, ukatonzwa avakuti ndinofarira yakatonhora anotoona kuti unoisa uchishungurudzika usina mufaro. Itira murume basa uchinyemwerera. Muimba yekubikira ngamuve makachena, vamwe varume havadi kudya kumba kwavo nenyaya yehuchapa. Machende! Hasha zhinji dzemurume dzirimumachende, simba rake rese ndopariri. Murume mutano akangoguta chete inotomira, saka iwe ipa murume dessert yekumubvisa huturu mumachende. Mumba yekurara hamusi mekunyara. Ngamuve makashambidzika, kana mazoita mwana mutengerei mubhedha wake atokura achijaira kurara ariega, vana vese vakarumurwa havatenderwi mubedroom, zvekare hamudiwe mabhuku matv imomo haisi imba yekutandarira, mumba yebasa, nekurara. Mubedroom munodiwa chikafu chinowedzera simba mumuviri. Usamirire kutangwa nguva dzese pavhiki iva nemazuva maviri aunotoita maminimini ekuti udeure huturu. Kunyima murume bonde kutomuchatisa nemahure ake, zvemamood kunodiwa mweya wezemo nechikara. Mupe nenzira dzese muitire zvese, ndomekupfeka mamini umu Siyao like kana waverenga mwanasikana 🥲


Zivai mishonga nemafuta anobatsira pachena. Muhacha. Mashizha anorapa rurindi (TB) chikosoro, kudzinga mweya yakaipa. Mafuta eshumba. Kuzora anoita uvenechiremera. Kana mbavha dzinokutya kukubira. Kuremekedzwa mumabasa kana kupi zvako. Mafuta ehwai. Kurapa marwadzo, kuunza luck. Kudzinga hope dzinotyisa. Weti yegudo inowedzera libido. Unoisa muhuchi wonanzva. Mafuta egarwe, kufumurisa chidiswa. Mafuta eshato. Kupedza rush, mapundu kumeso. Uye vanoda kusmuggler zvinhu zvinopisa haubatwe nepolice. Ukaisa munzeve unoita chifembero Mafuta egora. Unoisa munzeve unoita chifembero nekurotesa zvirikuuya. Kamba. Ukudya unorarama makore akawanda panyika haufi nhando. Ndove yenzou. Kupfungaidza uchidzinga mhepo dzakaipa mumba. Kurapa mututu. Mubayamhondoro. Unopisa wotora dota racho vozora kudeedza luck. Mushamba kana kuti mumbumbu, gavi racho rinosungwa musoro gumbo musana zvinemakore zvisingapore. Derere. Vana amai varikumwedzu Unocheka woisa mumvura manheru wozonwa mangwana acho. Zvino booster ovulation ukaita mazuva akawanda unogona kuita matwins. Rinouchika zvekare vakadzi. Mahapa. Unotora nemudzi wacho woisa mumvura monwa mese nemurume. Murume anoita zemo rakanyanya, Mukadzi uchiko. Bute. Kana uchiteverwa nebvuri remushakabvu. Tora bute uende kushando unoita tsvina. Woisa bute patsvina uchidzinga mweya wemushakabvu.kunyanya vakadzi vakafirwa nevarume votandirwa mweya wemufi kuti asaroorwe zvekare atambure nevana shandisa bute. Mupunga muchena, coin R2, white wine mazai machena jira resilk reblue. Unoenda nazvo kurukova kwakudoka wokanda coin rako uchikumbira mazimba emumvura nzira. Womwaya mupunga, wodira wine. Wozopinda mumvura wozviputsira mazai mumusoro wozvinyika mumvura, unenge wakamonera jira reblue. Izvi ndezvekuvhura luck nechisimbisa shavi remumvura. Usapinde panonyudza pliz. Uye usaenda wega kana kusatoenda kana kuendeswa nevanogona dare iroro. Panhasi ndogumira pano. Ndoziva kuti hapashayi vanoshoropodza nekupikisa. Ndatenda

*MABAYO* Kwizai mashizha embambaira both side zvinombobatsira Kana muchecheni midzi wacho mogeza nawo *Miti Kurapwa Kwezvirwere ♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️* *Mabayo*: Torai mashizha emu Christmas tree mokwiza panemabayo pacho.. *Miti Kurapwa Kwezvirwere*♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️ *Mabayo* Sora riya ravanoti chindongi rinezvivana zvinobaya ukachikwatisa chimai chacho ichocho chakwata zvitove nacho kana kufukira nekumwa mvura yacho ichidziya mabayo anopera*👏🏻👏🏻👏🏻 *Miti Kurapwa Kwezvirwere ♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️* *Remedy for mabayo* mix 3 tablespoon cayenne pepper,one bulb grated garlic plus coconut oil mix then rub pane bayo pacho daily 2 times for 1 week *Miti Kurapwa Kwezvirwere ♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️* *Mabayo* Chizhuzhu / musosawafa tree Mabayo unoenda nemunhu wacho kumuti woruma mashizha hafane kubata wosvipira mune mabayo mokwiza *Miti Kurapwa Kwezvirwere♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️* *Remedy for mabayo* mix 3 tablespoon cayenne pepper,one bulb grated garlic plus coconut oil mix then rub pane bayo pacho daily 2 times for 1 week *Miti Kurapwa Kwezvirwere ♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️* *MABAYO* Tora King onion Cheka nepakati chabaya baya half yacho ibude muto. Chiisa Bute ne munyu paonion pamuto vacho chikwizira pane MABAYO pacho. *Miti Kurapwa Kwezvirwere ♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️♻️* *Mabayo* *Chihwamhango kana kut mugarahanga* Chorapa mabayo unochidziisa pamoto papfihwa then wochikacha chichidziya kudero wokwisa panebayo pacho but kuvava hey

*UKADYISWA HUSIKU* ISA FRESH MILK MU CUP ISA TWO TEASPOON DZE BUTE ISA POWDER YECHIFUMURO. KANA WAGONWA YESE UONE HAKO


*Usati wafunga kuenda kubasa🧰🤵♂ or kuita anything tanga wakanda prayer☦️🛐 kuna Mwari🧎🏼♀️🧎🏽♂️.* *Remember lot of people🥲 vakundikana kuona day☀️ ranhasi but vangavachitoda🥲🥰, iwe wakwanisa kumuka uri mutano, usafunga kuti wakangwara kaa I nyasha dza Mwari😭🎊..siyai any reaction for thanking👏🏻🛐 him nezvaanokuitira💖* *He will continue blessing you & your family🥳👏🏻.* *Foward to loved ones ❤️👏🕊️*
