
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 11, 2025 at 09:51 PM
Vanenzeve dzekunzwa regai vanzwe
Madzimai muriko here
*Kunyangwe movie inakidze sei but ikashaya sound kana volume, haimbofa yakanakidza.*
Ndofunga ndatsanangura zvinonzwika nemunhu wese.
2
*Beans 🥔dzinonetsa kukohwa mumasora ndapota hangu. Chikumbiro kuti munda webhinzi kana nyemba ngausakurwe kukohwa kusazonetsa.*
_Ndofunga ndanyatsotsananngura zvinonzwika nemunhu wese_
3
https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08
*Kukura kweBanana🍌* *hazvirevi kuti rinonaka, rinogona kutokudzipa.* *Twuripo twuma Banana twudiki asi twuchitapira zvisingaiti*.😋😋
*I think nyaya muri kuinzwisisa😂😂*
Musashora
handidi kudzokorora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
4
Hapana gapu rinonzi harinake. Chabikwa chess chinonaka asi mabikiro. Pakubika ndopane nyaya. Mushonga wekubika kukurunga. Pakubika ipapo kurunga mudzimai wanhasi kurunga ndapota wangokurunga chete watopedza ma sports😘🥰😘🥰😘🥰🥰
5
Ana mai munobvumiranana neni kuti hapana mwana anokwata kana akaguta.
Kana usingade kuti mwana wako akwate asati abuda mupe chikafu. Kana ane nhafu mupe chakawanda
🤷♀️
Amen madzimai
Ndipei sando dzangu pliz.
👍
🙏
❤️
😂
😮
👏
🔨
⚒️
👊
☑️
162