Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 12, 2025 at 05:03 PM
Remedy yacho iyo👇 *kudiwa diwa*. wanetseka nekusemwa here, uri kushaya wekudanana naye here? this natural remedy ndozvainoshanda izvozvo. tora mafuta ehuku instead ekuzora mafuta enyu ana nevea zora mafuta ehuku pese paunopedza kugeza. Ungave uchida kuno attractor munhu waunoda ungave uri murudo uchida kudiwa nguva dzese ungave uine mskana wauri kunyenga/ kunyengwa ...achikuramba zora mafuta aya wongoita kut akuone wakamazora. ndri kuti musi waunomazora ita kut usangane naye muroad wotaura naye manzwi mashomanana wopfuura zvako uchandipa testimony. Kune vaskana vasiri kunyengwa or vasiri kuwana munhu wavanoda ita zvimwe chetezvo. asi dont abuse the remedy vamwe motanga kuruma chamusingadyi zvako kana zvaita usasade kudanana nenyika yose unorasika. wozot hee maremedy haashande. nb remedy iyi haingoitwi ka 1 ukaona waita,, zvinhu zvako zvafamba usazokanganwe kuzora zvekare nerimwe remazuva nekuti mafuta ari pamuviri anoperawo uye umwe arikutozoravo kunze uku ita uchiwedzera nb this is a natural remedy. which means tinofanira kushanda nemafuta ehuku ye eroad runner paye pamunopedza kuigadzira moita yekumbokwatisa mafuta acho aye ndoatinotora vasina turipo tumafuta tunobuda munotuona very powerful mafuta iwayo the secret is hapana munhu asingadi nyama yehuku ungave usingadyi nyama yehuku asi unotoifarira ndozvakafananawo nemunhu anozora mafuta eshumba pese paari munototi mumutye nyangwe asina pfuti ull find kuti pane nzvimbo dzkaita semamines, marank pane munhu one anenge achityiwa ipapo unogona kusamuziva but aripo bhazi rese rapinda ringava rerudzi rupi rinonosiya mari ku munhu iyeye he can pocket 1000 pazuva munhu iyeye anototyiwa asi haana kana tsamba kana karate dzaanogona even kanzuru yacho inogona kutomuziva asi hapana zvainoita yes the power of oil. tiri ipapa kana usina road runner u can try mabroiler enyu asi road runner is the best. matestimony tomada pliz. taifanira kuti kana tashaya zvese izvi tozora huchi yes zvinhu 2 izvi zviri musame class hazvisi mvura .
🙏 ❤️ 👍 👏 😂 😮 🌹 😌 😛 🚮 47

Comments