Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 13, 2025 at 05:57 AM
*kuzvichenera,,, kuzvibvisa, jambwa, munyama, rushawashawa*
Tora gushe (bapiro)
Rehanga yemusango vamwe tinodzipfuya mudzimba dzedu.
*Miracle*
Bapiro iri unotaura nekutuka zvisakarurama pauri zvitame.
Uchipumha huma kana kuti mhanza yako kune vaye vanokanganwa hope dzavanorota pumha worara wakariisa pasi pepiro.
Ucharangarira hope dzako a_z.
Rinoitazve uzive zvakavanzika zvichazoitika pauri kana uchizviita nekutenda mazviri,
*Ndatenda*
!!!!Kugeza munyama!!!!
Kazhinji usati wageza makwenzi ekubvisa munyama. Tanga wazviroyonora. Unodii kuti uzviroyonora.
Nokora ivhu retsoka dzako dzose kurudyi nekuruboshwe. Nevhu remuviri wako. Sanganisa chifimuro nebute neweti yako. Wogeza muviri wako zuva rave kunodoka.uchitaura kuti nhasi ndogeza chose chakaipa chiri pamuviri wangu nemhiko dzose dzakaipa dzakaitwa muhupenyu hwangu.ndogeza zvose zvakaipa zvakaitwa nehama yechirume kana yechikadzi mupenyu kana akafa.kana mutorwa wechirume kana wechikdzi mupenyu kana akafa.nekuti handina chakaipa chandakabatira munhu.nhasi ndazvisungura kuti hupenyu hwangu huendeke.ave manake mazuva ose. Wapedza mvura yasara iya. Enda unorasa kunze kwe musha wakatarisa kumadokero. Uchiti chakaitwa chose chakaipa ndozvirasa zvose zviende nekudoka kwezuva. Vobva warasa mvura iya.Usacheuka.wasvika mumba wovhura door rako wovhara wogara pasi wotsigira musuwo wako nemusana wako. Kwe 3 to 4 minutes. Wosimuka hako. Wapedza.
Wochitora hako makwenzi ekugeza munyama wogeza hako. Muroyi anokuroya achishandisa mvuri rako
*KUBVISA MUNYAMA*
Sanganisa Bute, mukaka nesalt yemagodo nemvura. Boil them together but ngazvisatutumire kana zvaboiler natira.
*NDIKUNZWE UCHITI NDIRI KUITA MUNYAMA*
Torai purple spirit half cup
mukaka half cup
negreen sunlight soap
nemvura yenyu yamokwana kugeza muviri.
mix all the liquids
mochigeza muchikwesha using yo soap mukazviita 3 times a wk mozorora
mobatazve 3 times dzenyu next wk zvogeza munyama mamhepo asingade chakanaka kungovengwa pasina.
Asi tangai manyengetera
https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
👍
🙏
😢
😮
❤️
😂
😊
20