Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 13, 2025 at 06:24 AM
*Kudikitira mushangu kana muhapwa* 👇👇
Dira soda mushangu kana muhapwa kuti musadikitira uye inovhara hwema.
*Acids kana kuti Nyong'o* 👇👇
Imwa makwati emuti unonzi Murumanyama kana kuchenga Tsangamidzi.
*Nyoka paruvanze* 👇👇
Chera midzi ye Muroro woisa mumvura chero mumugomo kwengu refu wodira hako kutenderera yard yako smell yacho haiwirirane nenyoka zvacho.
*Tsanga muziso* 👇👇
Kana ichangotanga tora damba mbishi woritsemura wotswanya tswanya zvemukati kuti utore muto wacho wowedzera netumvura woisa pakachira kakachena wosvinira muziso racho.
Huya hako ne testimony wangu.
*Nzeve* 👇👇
Tora mashizha emutohwe kana midzi yacho wokacha kacha wodonhedzera
*Kuruma ruma kwemudumbu* 👇👇
Tora Chifumuro kana Murumanyama wokacha kacha woisa mumvura womwa.
Zvako zvaita hako.
*Zino* 👇👇
Zino vhaidza mashizha eMupangara chero eMuzeze, mvura yacho woifunda pazino riri kurwadza racho.
*Bad breath*👇👇
Dira a teaspoon of apple cider vinegar in a half glass of water and use it as a mouthwash after brushing your teath.
*Mudumbu* 👇👇
Tora vinegar woiisa mumvura womwa, half cup of water, two teaspoon of vinegar.
*Kuvana vanonetseka nenzeve (baby's)* 👇👇
Kune vane vana vanonetseka nenzeve dziya dzinovhara or kurwadza mudire machine oil ka drop akurara paya manheru, dzovhurika uye zvitsvina zvese zvobuda.
*BP* 👇👇
Tora ma leaves emu Peaches and crush woisa mumvura drink mvura iyoyo inodzira zveshuwa.
*Chisasa* 👇👇
Isa muto weGavakava pachisasa chacho zvopedzera chete.
*Zino* 👇👇
Kwizira garlic pazino pacho zvinoradza asi unopora hako.
*BP* 👇👇
Idya mutsine wakabikwa kana kuita wevhaidza womwa mvura yacho kana kudya derere rechipodzi riri mbishi
==================
*Mwana anoita Weti* 👇👇
Give a tablespoon of honey every night before bed.
*Makumbo anopisa nekurwadza*👇👇
Slice big onion woisa pasi petsoka wopfeka bhutsi dzako
https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
👍
❤️
😢
🙏
7