Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 13, 2025 at 07:20 AM
*Kugeza Ne Key* Wese anoziva kuti ndakasungwa hupenyu kana mbereko, mari,mabasa,mukana,urwere mamhepo engozi, nezvikwambo unotora salt ,mukaka, Bute re Hondo nemaKey wozvisanganisa. Unogeza *(3Days)* nekey iya inonzi *Ganje* asi unenge wakakiya chimana chacho worega chiripo woisa mumvura zvakakiyiwa kudaro,zuva rokupedzisira kugeza kana wapedza kugeza ndopaunokiyinura chikey chako uchitaurira kuti kukiyinura kwandiri kuita iwe chikey ndoda nezvipo zvangu zvakavhagwa nemuvengi zvivhurike angava makope andakabigwa haiwa zvangu ngazviuye kana wakiyinura wochinorasira pamharadzano dzenzira
🙏 ❤️ 👍 😢 😂 👏 😮 48

Comments