Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 13, 2025 at 12:56 PM
*KURAPA PROSTATE CANCER /NHUTA KUNANA BABA.* Shandisa makwati eMubvee kuisa mumvura muchinwa kwenguva yakareba. or MIDZI ye mubvee mix nemupangara nemutohwe nemubvamaropa moisa mumvura MIDZI YACHO monwa mvura. Kana mashizha embambaira moisa henyu muderere or mumurivo CHERO akangobikwa semurivo mopota muchidya, anorapa cancer at 99% 🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋 Vatenderi vadiwa musapedze mari muchiedza kuita chemotherapy kuti murape cancer nekuti haaingodhure chete asi haina chainonyatsoita kusvika munhu azongofa. Ndapota batsirai hama dzedu dzirikurwara ne cancer muchishandisa nzira yakatarwa pazasi 👇 apa. Ma lemon asina kana kumbomenywa anoiswa mudeepfreezer kuti anyatsofriza.kana afriza munongotora one panguva imwe chete mogreta rese muchikafu che patient mungave mumuriwo,salad, soup ,cereals, noodles, spaghetti,MUNYAMA, mu ice-cream yake, murice rake kana chii zvacho chaari kudya. Lemon🍋iroro rakafrizwa rinouraya macancer cells ema type ecancer ose Ingave breast cancer, prostate cancer, gatsric cancer etc. Chemotherapy inoitwa ichishandisa machemicals asina Idi rekuuraya macancer cells asi nelemon rakafrizwa richizogretwa muchikafu che patient ma cancer cells anofa zvakapetwa kakazanirana nekudzosa hutano. Tiritose vatenderi panguva dzino dzakaoma Amai Maria varimubatsiri wedu.Mwari vakuitirei mose zvakanaka. 🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋🍋 Cancer/Nhuta Maronda acho, munotora muto wemutowa mozodza pamaronda acho rinobva rapora,or muto wemashizha emuvengahonye/ mutarara, mozodza pamaronda rinobva rapora,uye ronda rimwe nerimwe risingapori imboedzai izvo👆 asi pamombe pane mumwe Muti unoshandisiwa kuzodzera maronda asi ndinotya kupa vanhu nekut vanozondozodza pamunhu saka hazvizoiti nekut pamunhu unorwadza asi ka1,🔥 Then kurapa Cancer yacho mumuviri✍️⤵️⤵️⤵️⤵️ Mumuviri either muchibereko or prostate cancer kunanaBaba etc Moshandisa makwati emubvee kuisa mumvura muchimwa kwenguva yakareba ,or midzi yeMubvee mix nemupangara nemutohwe nemubvamaropa moisa mumvura momwa ,or mashizha embambaira moisa muderere or mumuriwo anorapa cancer ane 99% yekurapa cancer Chimbobatsirikai naizvozvo. `*MUSHONGA VECANCER* Tora Bvee voriomesa kana raoma kuya into powder then voisa mumvura vonwa, imwe Isa pacancer yacho coz mvura inokweva. One week unotoona vabhooo. Zvino rapa zve Sugar, Bp. Kana une Maronda mudumbu unotonwa KUITA masamba makwati acho, kutoisa Sugar semazuva ose motonwa semhuri tea yacho mede. Vakadzi vanorwadziwa mazamo chero pakubatwabatwa nemurume/mkomana wako, tora ivhu repadongo pausingazivi kana kufungira kuti paigara ani especially rakanga rakavakisa, tswanyatswanya uise mumvura riite dhaka. Zorera dhaka iroro pamazamo ako kuseni-seni uswere wakadaro wozogeza zvako manheru. Panguva yatinenge wakazora usabatwe mazamo iwayo. Ingave breast cancer, inotsakatika the same day. Izvi zvinobatsirawo futi pamamota, risati raibva, ita izvozvo, rinotsakatika wotoshaya kuti zvirikufamba sei. *RWENDO*. Kana UCHIDA kufamba rwendo Kwaunoziva kuti KUNE vanhu VANO shinha. Geza nesalt yematombo then wotora shizha remumango richiri Tete Riya wotsenga womedza nemvura. Usaite BONDE please UCHIDA kupinda parwendo ```m Ngatiziwei Zvirwere zvedu No.1* *Cancer ♋ Nhuta - Chirwere ichi chingarapwe sei* Tine mhando dzinopfuura gumi dzeCancer kusanganisira idzi: 1. Breast cancer 2. Cervix cancer (cancer yemuchibereko chaanaMai) 3. Lung cancer 4. Liver cancer 5. Prostate cancer (Cancer yaanababa) 6. Etc etc https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K Muti unonzi *Mupopo, Papaya or Pawpaw* ndiwo unokwanisa kuderedza kana kubva vapedza dambudziko reCancer. Kugara uchinwa *tea* ye mupopo kana uine cancer zvikuru sei ichangotanga zvinoderedza kana kupedza cancer mumwedzi mitatu zvichienda mberi. *Mashandisirwo* Bika tea uchishandisa mashizha aye achiri matete. Mashizha aya unokwanisa kumaomesa kana kungomabika arimanyoro. *Inobikwa sei Tea yacho* 1. Tora mashizha aye achiri matete ane chitsama and dry them. Kana awoma makuye kuti uzokwanise kubika tea. 2.Tora 500ml dzemvura woisa pastove. Kana yaboila tora 1Tablespoon yePopo tea woisa mumvura irikuboila worega zviripamoto kusvika mvura yaderera kusvika pahalf (250ml). 3.Chitora mvura chete wopota uchinwa ka3 kana ka4 pazuva. Kana uchinwa kuseni inwa usati wadya. Kana usingade kunwa iri tea gadzira nemashizha asina kuoma (fresh leaves). 1. Boil the fresh leaves in 1litre of water until the water is halfway 500ml. 2. Ngaipore zvayo wopota uchinwa kawiri pazuva that's kuseni nemanheru. Kana uchida kuti ukasike kupora inwa ka 4 kana kudarika daily. 3. Unokwanisa zvekare kugadzira Smoothie. Tora mashizha anechitsama woisa muBlender and blend wopota uchinwa. After 3 months uchinwa shanyira Chiremba wako uwonekwe kuti cancer yako irikupera here kana kuti kwete. Ramba uchinwa dakara cancer pasisina. *Dosage:* half ye teacup (125ml) : *KUROYONORA VARUME OR VAKADZI VAKASUNGWA NHENGO YEPABONDE* Tora guri rechibage rakaoma, Riya rava neburi pakati. Chiita wet muburi imomo ichipinda nekubuda muburi iroro..Zvatofumuka yaa dad yakuto muka. Kuna Mai zvatovhurika bonde rakuto batwa, Marwei anyura. 3 *VARUME VAKASUNGWA NHENGO YEBONDE* 1. Tora nyimo mbishi wodzikuya into powder, Chiisa powder mumvura wonwa mvura yacho.✊ 2. Tora 500ml yefresh milk, coke original NE weti or urine yako.Mix zvose izvi pamwe chinwa hako kusvika zvapera. 3. Ukaziva akakusunga after varara naye. Dzokera unorara naye futi, but this time unozvipukuta vego nemucheka vako. Chienda kumba vonyika mucheka uya kuseni mumukaka fresh milk, kwete lacto zvauriwe. Chiubviza manheru mucheka uya mumukaka uya vorasa hako zvose. *Handina kuti uudze mukadzi kuti yakumuka nokuti ndakadzoka kune akandisunga ndikarara naye*
🙏 ❤️ 👍 😂 👏 😮 18

Comments