Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 15, 2025 at 09:50 AM
MUFANDICHIMUKA🌱🌱🌱
Tine powder & gwenzi rachona🌱🌱
Saka gwenzi iri mushonga unobatsira zvakawanda chaizvo pakurarama kwevanhu.
Zvimwe
zvezvaunoshanda ndezvinotevera.
1) Kudzivirira kubva kumhandu
2)muroyi akauya husiku haakuoni
3) munhu akakuteya unonyumwa worega kushandisa nzira iyoyo
4) vanhu vakakurongera zvakaipa hazvibudiriri.
5) unomutsiridza zvinhu zvanga zvava kufa
6) ringava business
7) marriage
8) relationship
9) munhu kana chipi zvacho changa chava kufa chinomuka.
10) Kuchenura pabasa
11) kana uchifunga kuti pabasa pako kana pamusha pako pakashereketerwa tora mufandichimuka wosanganisa nenzeve yenguruve
12) siya zviri mumvura kusvika mufandichimuka wava green
13) mimina mvura yacho undomwaya kubasa kana pamba.
14) Unosunungura zvipo zvakasungwa.
15) Unovhura mhanza kuti ipenye.
16) Unochenura makwara kuti zvese zvauri kurbonga kana zvauri kufambira zvibude zvakanaka.
17) Mabasa hongu unovhura mabasa.
18) Kana uri rovha riri kutsvaga basa tora mufandichimuka ukumbire basa unoona uchiri wa
https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
👍
🙏
❤️
😢
🌷
👏
🔥
17