SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
January 24, 2025 at 10:27 AM
*REMEDIES DZEVOSE VANOTENGESA VARI MUBUSINESS BUYING N SELLING* 1_Kana uchida kubvis jambwa uite lucky pabusiness zvifaye.Tora NHOKO dzeTsuro 🐇 yemusango, dzikuye wogeza into poweder voisa mumafuta aunozora vakubuda kuenda kubusiness. Zvinounza mhanza nekudzingavo jambwa. 2_Tora zviyo or rukweza woisa mubottle or chigubhu mune mvura chivhara bottle zvorara zvakararo over night. Kuseni chitora mvura yarara muzviyo Sanganisa neimwe unogeza 3;days akateerana. Unogeza uchikumbira chaunga chevatengi kwete vanhu vasingatengi pazvinhu zvako. Zviyo zvino Sara mubottle or chigubhu after kugeza 3 days, unozvitora wokusha pachivanze pako zvimwe unonokusha paunotengesera. 3_ Zvimwe zvaungaita ndeizvi, unotora brown sugar voisa paspoon wopisa or kupisira sugar on spoon pamoto.Unotaura zvose zvamunoda zviitike pabusiness ne life yako paunenge uchipisa. Wapedza Sugar yose yatsva on spoon chiisa mubucket zvose nespoon yacho voisa mvura geza zvose nespoon yacho irimo mubucket. Mvura yasarira unonokusha panzvimbo yaunotengesera for 3 days. Vaye vanoita *ONLINE BUSINESS* gezai for 7 days mozorasa mvura yacho pass pemuti. 3_Tora brown sugar Sanganisa nefodya yematare mwaya zvinhu zvako. 4_ VANOTENGESA vachikweretesa, Tora salt yemagodo ukande mumoto uchitaura zvamunoda. Do this futi kana une mari dziri muma customer ako.
🙏 ❤️ 😢 😮 7

Comments