
SORA NEMITI ZVINORAPA
12.4K subscribers
About SORA NEMITI ZVINORAPA
adverts app +263715082295.
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

Munofara here mbuya hide me ndine yanku testimony yepakukamura mazuva ekumwedzi ndaienda 9 days now ndakuinda 3 chete makaita basa ndakaita remedy nekutsenga mbambaira zvakaita

*MUSUSU* Gavi remususu rinobatsira zvekare kune vaye vanorota vachiita bonde kuhope unorisvuura wokosa like roop wosungira muwaist mako for 3 months chikwambo hachiuye kuzokuita mukadzi zvekare *Matambudziko ane chekuita ne kudyiswa kuhope, kutsenga chero chikafu or Chingava chii please vanhuwe mushonga mukuru tisati tamhanyira kutsvaga betsero ngatinwei weti yedu first thing uchingomuka or kupatika kubva kuhope idzodzo, weti yako munhu chifumuro chikuru chinogona kupedza kukamura hudyiswa or kuti zvishaye basa. Ndatenda* Mapundu muchibereko Mafibroids Kugeza chibereko Discharge kumisa Asinga teeri kunguva Kudzora dumbu Tora mudzi wemutsambatsi... mudzi wemuroro...gavakava resango...mudzi wenhundurwa...mukunda nyoka...makwati emuchecheni...muzondokubaya... midzi yemakwenzi ose Ari pamusoro apa pamifananidzo iyi Boilisa mvura wodira mu 5liters yomvura mune midzi yemakwenzi Siya zvipore Tora macup maviri umwe makuseni nemanheru ...uchaona kuti fibroids rinobuda pachena Izvi paunoita so imbotsanyai bonde nekuti unoita pamiri pasina kurongwa Kana usingateeri kunguva unotanga Musi wacho iwowo Ita izvi kwe3-5day unenge wachena zvose zvapera Yambiro kune munhu ane pamuviri usaita izvi *Dzungu* Dzungu rinokonzerwa nekukora kweropa kazhinji tsinga dzemumusoro dzinoda ropa dete, chinokonzera kukora kweropa I alminium yatinodya kubva kumapoto atinobikira nekuchengeta tsvina mudumbu kana uchinzwa kuda kuenda kuchimbuzi enda ipapo ipapo. +263715082295 *Boiler mutsine wonwa mvura yacho kut ropa rikurumidze kufamba uye *MUSUSU* Gavi remususu rinobatsira zvekare kune vaye vanorota vachiita bonde kuhope unorisvuura wokosa like roop wosungira muwaist mako for 3 months chikwambo hachiuye kuzokuita mukadzi zvekare *Matambudziko ane chekuita ne kudyiswa kuhope, kutsenga chero chikafu or Chingava chii please vanhuwe mushonga mukuru tisati tamhanyira kutsvaga betsero ngatinwei weti yedu first thing uchingomuka or kupatika kubva kuhope idzodzo, weti yako munhu chifumuro chikuru chinogona kupedza kukamura hudyiswa or kuti zvishaye basa. Ndatenda* Mapundu muchibereko Mafibroids Kugeza chibereko Discharge kumisa Asinga teeri kunguva Kudzora dumbu Tora mudzi wemutsambatsi... mudzi wemuroro...gavakava resango...mudzi wenhundurwa...mukunda nyoka...makwati emuchecheni...muzondokubaya... midzi yemakwenzi ose Ari pamusoro apa pamifananidzo iyi Boilisa mvura wodira mu 5liters yomvura mune midzi yemakwenzi Siya zvipore Tora macup maviri umwe makuseni nemanheru ...uchaona kuti fibroids rinobuda pachena Izvi paunoita so imbotsanyai bonde nekuti unoita pamiri pasina kurongwa Kana usingateeri kunguva unotanga Musi wacho iwowo Ita izvi kwe3-5day unenge wachena zvose zvapera Yambiro kune munhu ane pamuviri usaita izvi *Dzungu* Dzungu rinokonzerwa nekukora kweropa kazhinji tsinga dzemumusoro dzinoda ropa dete, chinokonzera kukora kweropa I alminium yatinodya kubva kumapoto atinobikira nekuchengeta tsvina mudumbu kana uchinzwa kuda kuenda kuchimbuzi enda ipapo ipapo. *Boiler mutsine wonwa mvura yacho kut ropa rikurumidze kufamba uye rive dete*

Mamukasei mazuva ranhasi, ndine zvandavingawo .ndine testimony ye STI ndirikutenda Guchu renyu riye .makaitabasa murozvi mukuru ndakapora after 3 years ndichinyiswa nesick.ichiita hide n seek zvayo yobuda yoinda yorapwa yodzoka APA ndaibuda discharge inonhuwa ne rush ndikakwenya yoita mazironda pant raitonamira .now 4th month kana sign am clean ,am healed,am health ,am happy

Makadii amai kwakadii kumba nechando .ISU takachengetwa zvikuru uye tirikufara ndakapinda pachirongwa chevane dzimba dzisina kumira zvakanaka aiwa Gogo ndairohwa ndaisapiwa Mari .Baba vaitenga chapera chete mumba taisaronga pamwe ndikati regai ndizamewo aiwa ndirikufara nekuti shuwa ndanga ndane 2 years ndichirwa nema remedy ndoona kana change ikezvino aiii aiii ndirikunzwa kuti zvakanaka kuva Pano mumba makudziya rudo chete handicharohwi ndakupiwawo mari nekutopiwa yekurukwa zvaisaitwa chengetwai amai murambe mugere nesu ndatenda

Kurota uchiita bonde kuhope kwakaipa zvokuti kana tichitekaira repasi kana tichinamata zve Zvinenge zvichireva kuti wakapihwa chikwambo ndochinenge chiri murume wako kana mukadzi wako .. Mhepo iyi yakaipa nokuti inoita kuti kana uri muwanano useme hombarume yako ...inoita kuti hombarume iseme mkadzi wayo Mhepi iyi Inoita kuti kana uri mukoma .urambwe nevasikana vanokuona semunhu asina basa ..inoita zvakare useme vaskana Kana uri muskana inoita usanyengwa ..unenge uchisemwa nevakomana ..vanoita zvee zvekuti vaka rara newe vokuramba after bonde wozvibvunza kuti wy sei Mhepo iyi inoita mugare makarovana mumba ...inoita ugare waka rambwa nevakadzi kana nevarume Unogona kuwana kashanu kuwanikwa kanhanhatu asi zvichiramba kana kushaya muvaraidzi Mhepo yechikwambo yakaipa inosvibisa mutumbi ...inoita uvengwe nevanhu ..inoita ushaye chero basa ..kupomerwa mhosva dzausina kupara Iyi mhepo ikabviswa pauri hupenyu hunovhurika .. usafara kana ukarota waita bonde kuhope urambe mweya iwowo .vamwe vanoto muka kuseni vakatota kurota uchikiswa zvirambe Mweya uyu unoiswa kuvagarwi kuti dzimu risagara ...zvoitirwa kuti dzimu risataura ...mweya uyu unosvibisa mutumbi ...tsvina yechikwambo inogara mudumbu mako Ndiwo umwe mweya unoku rotsa hope dzenhemha dzinoku rasisa ..uyu mweya une vagarwi vakawanda Ukaona une mweya uyu itoshinga kushandirwa kuchivanhu... kushinga kunamata nokuti uyu mweya uyu unokutadzisa kubudirira Chero ukanaka chiso sei une mweya uyu hauwanikwe kana hauwane wekugara naye kana kufambidzana Vane mweya uyu vakawanikwa vacho vabvunzei kuti vagere zvakanaka here mudzimba vakushungurudzwa nevarume kugara akatizwa kugara achichema ..haapihwe mari nehombarume .hombarume inomusema ...zvokonzerwa nemweya wechikwambo saka mweya unoita uramwe kana kugara usina wako kuitira chiwane mukana newe saka tichkkurudzira kuti.kumbirirai hombarume kana haranga musagare musina munopinza mweya uyu musazvipa mbiri kuti ini ndogara ndisina hombarume kana haranga mweya wechikwambo iwoyo wakagara 0715082295

Hid id Ndina mom vangu vakaita almost 10 years vachinzi vane arthritis asi vakaita remedy yemakoko emazai ikezvino vanofamba bhoo kana pain mondiregerera ndaisvora zvinhu zvamunoisa asi now ndakuona mom vangu vachifara vasingacheme nemakumbo ndakuona kukosha kwenyu thenkaa magriza ๐

Makadii Gogo ini ndakaitawo yezimbe rine moto kuganhura mazuva eku period ndaisiita week rese izvezvi mwedzi uno 3days chete ndotenda nedzidziso yenyu

Maswerasei hama inindirikufara zvekufara zviya ndinokutendai anachiremba vedu nezvamunotiitira pasina muripo handinawo kanamwedzi ndapinda mugroup rino rakanaka kudayi handina chandikusiya kuita chirikuendaerana nedambudziko rangu zvangu zvangu zvachinja ini mumbamangu manemufaro nemurume wangu zvinhu zvangu zvanjinja ndaichema veduwe every weekend but kubva zvandatanga kushandisa wet yekuseni ne cinnamon kucherera zai pasi haaaa zvakawanda zvandakaita rudo rwakupisa marindopiwa nezuro ndakanotengerwa 4plat stove yandayingo chema ndisingatengerwi but nezuro ndakangonzi handeyi kutown uuuuuuu mufaro wangu wakanyanya ndinokutendai anachiremba murambe makadaro well done ๐๐๐๐๐๐๐๐๐

*NHOKO DZETSURO ๐๐๐* Batai apa ndikutaura dzemusango dziye๐๐๐๐๐๐ *Tora nhoko dzacho azvinei kuti dzakawanda sei* Geza nadzo kani miriwese nemvura inotonhora *Geza kamwe chete anditi* ๐๐๐๐๐๐ Tora 1 nhoko pwanya pwanya isa mulotion yako yekuzora.... *Chii chichaitika?* ๐๐๐ ๐๐ฟNHOKO DZETSURO YEMUSANGO Uchadiwa kwete zvekutamba Lucky racho handitaure hangu Mudiwa wako haarare nekukufunga Mari idzi unoita kuramba Pabasa unoitwa number 1

*#Kubirwa hope*# chii chinoita kuti zvidaro?? Vagarwi vazhinji vanorota asi vomuka vasisatoziva hope dzacho. Sei zvichidaro?? Chekutanga vagarwi munozviziva here kuti panekudya kunodzima hope?? Mugarwi haatotenderwi kudya chimunya chesadza, wakadaro wauraya makope. Piri mugarwi haadyi zvose zvemukati mehuku kusanganisira gizzard riya chipfukuto chekudya hope nematare. Chepiri mugari haukokote mugoti wakadaro hope nematare zvaenda. Tatu kna muripamba musatsvaira marara husiku , uye muchisiya mutsvairo panze makadaro matobirwa hope zvese nematare. Rwechina: vazhinji vakapirwa makope havamuke kuti vateure nezvazvo. Vanoita hunyope.