SORA NEMITI ZVINORAPA
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                January 25, 2025 at 05:28 AM
                               
                            
                        
                            Gogo makadii zvenyu *Testimony* ndinoda kutendawo nemaremedies enyu adai kushandura hupenyu hwangu. Zvinhu zvanga zvisiri kufamba ndishandisa zviyo, ivhu repanowanda vanhu nemukaka ndikageza haaa I'm great full zviyo zviya pazvakatanga kumera ndakungowana mabasa zvinhu zvakuva nedirection. I'm in a man in Botswana.
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                    
                                        12