SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
January 27, 2025 at 04:26 PM
*MUSANA UNORWADZA* Muzambiringa wemusango mopisa mozvitemera mativi emusana. Kana kutora chinzimbe chinoiswa panogara hangaiwa chiya , Kana kutora chionion chemusango tswanyai mukwize musana unopora Kana kutora tsangadzi mosunga muchiuno menyu kudambuka kwayo ndokupora. Makwati emuti unonzi Mukombegwa ...moomesa mokuya kuti uite powder moisa muporridge modya porridge racho risina sugar.
😮 ❤️ 😂 🙏 5

Comments