
SORA NEMITI ZVINORAPA
January 27, 2025 at 04:27 PM
*Chifumuro*
Chifumuro mushonga wechivanhu
Chifumhuro mushonga unoshanda kufumura hushereketwa hungaitwe pauri usingazive or hwakavanzika zvakafanana nekushereketerwa pabasa,mu marriage chaimo murume akagadzirwa namarwei kushandisirwa mushonga ukaushandisa zvinofumuka zvotadza kushanda. Kurota uchirarwa nemukadzi or murume spiritual husband ukachishandisa zvinofumuka zvakare mushonga wechivanhu unofumura hushereketwa hwese hunoitwa pauri usingazive, chinoitawo upenye mhanza uye kana uchivengwa mumabasa, muwanano,mumhuri,kubatawo zvinoendeka , zviposhwa,mamhepo,munyama zvakawanda zvachinoshanda.
❤️
🙏
😢
👍
😂
😮
16