
SORA NEMITI ZVINORAPA
January 28, 2025 at 09:41 AM
*Kuuchika kune vatambura nembereko kuvanhukadzi*
Half onion woichekacheka
Teaspoon nebute rehondo
Cup yemvura
Midzi yemublack Jack
Sanganisa mugaba redovi ngazvizare
wonwa kusvika rave pakati
Haufanhire kupedza
Ukapedza gaba racho rese unoita vana 10
Saka unosiya
Mvura yasara iya chengeta zvako mumba mako kwekanguvà
Wozorasa kumadota
Vana wakutobata mumaoko
*Kana*
2 bananas
Cup yemukaka
1 teaspoon of soda
Zai mbishi
Zvisanganisei monwa *kamwe* muchangopedza kutevera
*Kuvarume*
Coca coal original
10 tablespoon huchi
Bute rehondo
Sanganisa zvinofanira kuzadza cup
Womwa, mwana unomubata chete
❤️
👍
😮
4