SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
January 28, 2025 at 09:42 AM
*Kurapa Mota* Tora sugar nesipo yegreen iri soft yambonyikwa mumvura inoumbika. Sanganisa nesugar iya voumbira pamota ASI uchitedza muromo vemota. Chemical reaction inoitika ipapo inoita Kuti mota risvinike uye infection yobva yafa zvachose. *Kurapwa Mota* Tora nyemba voikuya or kacha kacha KUSVIKA yaita powder. After kuno geza chiisa powder iya pamota racho. Rega zvakadaro kusvika mangwana rinenge raputika. Nyemba inokwezva uturu hwose overnight, Saka ita izvi vakunorara .
🙏 1

Comments