
SORA NEMITI ZVINORAPA
January 28, 2025 at 09:44 AM
*KANA MUNHU ACHIRI KUCHITOKISI👇🏽* heee nemabiro ake sei akat asungwa anodzoka ziva izvi muzukuru...Usazviite wakasviba...
Kana unehama yako irikujeri isati yapinda mu court kekutanga torai tsvina yemwana mozora paper renyu repakati rebook musaseme morivhara mopeta size inokwana muenvelope motaura zvamunoda muchidana zita remunhu wenyu muchitaura kuti achanonga envelope iyi achingoivhura ngaasemeswe kurasa kwaachaita kure ndiko kuraswa kwemhoswa yake Madaro movhara envelope yenyu pamusoro payo monyora chero zita nefigure yemari yamunoda kana kuti MR nhingi monyora kuti 5 thousands rands motakura envelope munokanda pa any police station Munongoziva kuti munhu akaona envelope yakanyorwa mari anoita sei anonhonga woviga ondovhurira kwakahwandika the moment saka kunhonga kwaanoita ndiko kunhongwa kwenyaya then kusema kwaachaita achirasa ndiko kuraswa kwemhosva
🙏
😂
👍
😮
9