SORA NEMITI ZVINORAPA
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                January 30, 2025 at 05:36 AM
                               
                            
                        
                            🤣🤣🤣🤣
Gogo yangu nyaya inotosetsa.Neighbour wemuroora wangu ari 20 yrs younger than murume saka anga achifunga kuti agree tatata.Asingafungiri akaroorerwa mukadzi mudiki kwaari ne 9 years,tsvarakadenga.Akararama upenyu hwekuchema.Ini pandakaona mukadzi mutsva ndakangofunga kuti maremedy haangashandi.But handina kumuratidza.Ndakaratidza kushinga ndikamupa remedy yekugeza munyama,then yekunyora zita pa tissue,ye socks pasi pe mattress,nemamwe.Pandaifona aiti rudo rwavo ruri kutowedzera,iye kutosemwa zvakawedzera bva vatotama vakaenda kunogara kumwe.🤣Just after 1 year,zvikanzi mukadzi uya akaenda🙆🏻♂️Gogoka,ndakatozobvuma ndasvikako shuwa.👊🏼🤝Tsvarakadenga yakarova pasi ega .Hazvidi,kuneta,kana chinya.Zvoda kuramba wakashinga.
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                    
                                        15