SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
February 1, 2025 at 07:34 AM
Makadii gogo nevamwe vose vamunoshanda navo ini ndiri kunzwa kufara zvisingaite nyangwe zvisina kuitikira pandiri ASI kuti ukaudza munhu kuti tora chakati ushandise munhu akashandisa zvikaita tinofara pamwe nekutenda gogo wedu nekuti ndivo vakatiudza ndine hama yangu yakashandisa do as l say kugeza nekuisa mumafuta mushure mekunge murungu aisada kubuditsa Mari achimupa Shoma Saka November aiva akakwereta 3000 kumurungu nezuro atambira akuda kupa murungu akati kwete vakandipa December ah zvinofadza izvi
👍 😂 😢 🙏 4

Comments