SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
February 1, 2025 at 07:41 AM
Makadii hide me Gogo .ndine testimony yanguwo hide me ndaiva nemwana we form 4 aiva hake asiri dofo aiva average asi aiwanzoti teacher vachidzidzisa ndainzwisisa vachipedza ndotokanganwa saka pa mid year akabuda nema D ndikati ndimuitirewo zvegomarara shuwa Gogo gomarara rinoshanda chamvari akatotanga kuti ikezvino handichakanganwi akanonyora ma subjects ake 8 akabuda ne 4 ma A ne 3 Ma B ne 1 C. maths ne English ne science zvaitaityira ndoatori ma A ndinotenda zvikuru phone yakambofa asi mwana atova Ku form 5 .iniwo ndakageza pamwe naye ndaiva ndakakanganwa Chero pandaisa phone Chero ndikaviga Mari ndaitambura kuti ndakaisa pai ndakarasa phone dzakawanda asi ikezvino ndinotenda zvakapera itirwai zvihombe nekutibatsira ndichiti pamberi nema remedy pamberi negomarara nenhanzva nemavhu emasvosve 👏👏👏👏👏
🙏 4

Comments