SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
February 1, 2025 at 12:28 PM
*MUFANDICHIMUKA* Saka gwenzi iri mushonga unobatsira zvakawanda chaizvo pakurarama kwevanhu. Zvimwe zvezvaunoshanda ndezvinotevera. 1) Kudzivirira kubva kumhandu 2)muroyi akauya husiku haakuoni 3) munhu akakuteya unonyumwa worega kushandisa nzira iyoyo 4) vanhu vakakurongera zvakaipa hazvibudiriri. 5) unomutsiridza zvinhu zvanga zvava kufa 6) ringava business 7) marriage 8) relationship 9) munhu kana chipi zvacho changa chava kufa chinomuka. 10) Kuchenura pabasa 11) kana uchifunga kuti pabasa pako kana pamusha pako pakashereketerwa tora mufandichimuka wosanganisa nenzeve yenguruve 12) siya zviri mumvura kusvika mufandichimuka wava green 13) mimina mvura yacho undomwaya kubasa kana pamba. 14) Unosunungura zvipo zvakasungwa. 15) Unovhura mhanza kuti ipenye. 16) Unochenura makwara kuti zvese zvauri kuronga kana zvauri kufambira zvibude zvakanaka. 17) Mabasa hongu unovhura mabasa. 18) Kana uri rovha riri kutsvaga basa tora mufandichimuka ukumbire basa unoona uchiri wa
👍 😢 🙏 5

Comments