
Zim Shona Jokes🇿🇼😂✌️♡
February 1, 2025 at 03:52 PM
*Manga muchiziva here kuti ukatora mhodzi yeavocado* 🥑 *woyi crusher-crusher kusara yaita kunge hupfu*
*Wotora mhodzi ye mango woyi crusher-crusher futi kusara yaita kunge hupfu*
*Wozvisanganisa*
*Wotora* 4 *table spoons of brown sugar woisa mukati*
*Wotora 1 tea spoon of salt woisa mukati*
*Wotora 1 cup of clean water wodira mukati then you mix until zvanyatsosangana* 100%
*Clean water cup yacho unoshandisa normal cup of tea*
*Kana zvasangana unozvitora worasa nekuti hapana zvazvino shanda*
😂😂😂😂😂😂🫵🏻🫵🏻
https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I
🏃🏻🏃🏻🏃🏻Hapana zvamunondiita💪🏼💪🏼
😂
🖕
😮
😢
👍
💩
❤️
🫵
👊
😡
144