🇿🇼MAI SHAMMAH SHONA  NOVELS 🇿🇼
🇿🇼MAI SHAMMAH SHONA NOVELS 🇿🇼
February 14, 2025 at 05:38 PM
PAINFUL LOVE 💘*                 BY    MAI SHAMMAH      To0778349453                                           EDITOR     MAI RYAN           To0719925853 *Book rino kuti uriwane nenguva please gara wabaya follow channel iyi* https://whatsapp.com/channel/0029VaDyrAr8fewnrBCUcz1c *Join my Whatsapp Grp* https://chat.whatsapp.com/I5J3n5o6qhn5tbZfCPav0Y CHAPTER 9 *PEACE* "Peace muzukuru dzikama musikana uyu haasi pfambi sezvauri kufunga,musikana akanaka kwazvo uye imhandara yakazara, wakambobvisa humhandara" Vakadaro mbuya Alex ndokuti "Mukuda kudii mbuya" Zvino ini kahana kaive korova chaiko,kubvisa humhandara imhandara iyeyu? Ndaizvibvunza kudaro apo ndichida kuhwa zvikuda kutaurwa' nambuya, "Iwe Alex chimbonyarara,mwana ayu akuda rubatsiro inherera,Peace anofanira kuroora Ogara naye achienda kuchikoro sezvaiita Mai vake ndakavachengeta vaya,Mai vako ndivo vakaroorwa vakutoshanda asi veuyu ndakamuchengeta kundivenga hake Mai Peace asi anofanira kutonditenda" "Mbuya ndazvinzwa asi Peace haasi kuda Tanaka uyu mbuya musaite chivi ichocho kuti uyu abvise Tanaka virginity please ndapota hangu" Akadaro hake aiti anondigona here, ini ndine zvangu zvandatofunga nhasi inotorara irimo, "Alex ukwane iwe, ndini ndakamupfimba akuudza kuti handimude ndiani mbuya matii imi mati imhandara ndoziva sei ndingaroore here ndisina kuona humhandara hwacho?" "Ndizvo zvandati wakambobvisa virgin here?" "Aiwa mbuya vasikana vekutown vanenge vakabviswa nema 12 years avo ukaona asvika 24 years anenge atove mvana ndikutoda humhandara" "Humhandara kwete Tanaka?" Akadaro Alex, "Iwe ibvapa mhani ndiwe wandikutaura naye here? Saka unoda here kumuroora wotogara naye umubvise huvirgin " "Ehe ndoda mbuya mati todii?" "Hazvinetsi ndataura naye kare akati imhandara,ndikati Peace achada kugutsikana ozokuroora Saka iwe wochirara naye ova mukadzi wako" "Kana ndaona Ari mhandara but pakuroora tombomira anombogara kuno,uye musaudza mhamha" "Ohhh ndakuudzai kuti haamude anoda Catherine siyai mwana wevanhu asatambiswe humhandara hwake" "Alex ibva pano iwe chii kuda kuvhiringa vhiringa haaa" Ndakadaro ndatoona kuti aive asiri kuside rangu zvachose aimunzwira tsitsi mwana wamai vake here,ihwo humhandara hwacho hune basa rei wandoda kuroora Catherine akabviswa neumwe wani. "Peace unomuda here Tanaka ini handisi kuda mahumbwe ndikurevesa" "Ndomudisa mbuya asi pane zvandoda kugadzirira ndikaona Ari virgin chete ndomuroora asi imi momira kuudza mhamha anombogara kuno" "Kwenguva yakareba sei?" "One week chete boe" Ndaida vabude, ndichirara naye husiku hwese havandione kuno futi, "Hooo zvakanaka chirega ndigadzire room yamucharara" Vakadaro ndokubva vabuda mukitchen, ndakatosandura poto ndichisekerera sezvo ndiri ini ndaibika nyama, "Saka mukufarira kutambisa mwana wevanhu" "Ukurwadziwa nei ihanzvadzi Yako here?" "Hooo regai tione kunowira tsvimbo nedohwe" Akadaro ndokubva asimuka achibuda panze,ndakamudana asi haana kudzoka ndaive ndotyira kuti achanosoka mbuya ndakamutevera ndokuona achienda kumota achitaura pafoni.Anopenga Ale uyu anofunga ndingamuterere here,ini yangu yanga yakutovita vita, Zvino nenguva iyo mbuya vakapinda vana iye Tanaka. "Chisiya kubika Tanaka abike,sununguka muno muzukuru bika wanzwa vanhu vadye ndikuuya" "Eho mbuya" Ndakasekerera hangu ndichimutarisa,she is beautiful handifaniri kumurasisa mhani asi haaa haasi class yangu uyu regai ndingovata naye ndosiya hangu. "Tanaka sorry nokukutuka hant ndokuda shaaa sorry hako" Ndakadaro akanyemwerera achinyaririra ini ndaiita kumedza mate achidzika negarahuro rangu, "Eho handina kutsamwa ini" "Thanks babe ndoda uende kuchikoro upedze form 4 yako" "Hiii maita basa chokwadi,kuenda kuchikoro ndokufarira hangu' "Ehe asi handizodi kuti uzotorwa nevawe vakomana nokuti unenge wakupfeka hembe dzakanaka wakugara kutown uchidya chikafu chakanaka" "Huuu handidaro hangu ini ndotya kuita chipfambi ummm  handiite" "Yaaa good Saka tichagara tose zvakanaka hant I love you" Izvo ndizvo zvandaigona manje,mwana wevanhu akanga onyunguduka nerudo. "Thanks I love you too" "Thanks babe,Saka unogona kubika sadza here ndibike" "Regai ndibike ndobika hangu" "Oky ndokuti ndidyewo sadza rabikwa nemudiwa wangu" "Ehe mukadzi ndiye anobikira murume" Ndaive ndakunyanya kuwedzera mafeelings,akabika tichitaura.Mbuya vakatozouya sadza raibva Alex ndipo paakazopinda Mumba,aingovawo pafoni yake hapana zvakataurwa,ende sadza rainaka iroro,tose takadya takapedza mundiro iye Tanaka ndiye asina kupedza ndofunga kunyara. Ndakambotarisa Kuna Alex ndikaona achitarisa Tanaka neziso,ndakatoona kuti anenge akumudawo uyu.Manje haasi kuzoluma, "Alex unorara musitting room Peace ndiwe woenda kuspare naTanaka bag rako ndariisa ikoko ndiyo room Yako iyoyo ndiyo bedroom renyu" "Oraiti mbuya maita basa,anofana kuenda hake Tanaka momuratidza hant haaizive ndichaterera" Ndakadaro vakabuda nambuya ndaida kutaura' naCatherine,ndakatotaura naye necall. TANAKA "Ndiyo room yacho ino,zvino wanga wageza here murume haararwe Naye usina kugeza akanhuwirwa chete anobva akuramba wageza here?" Vakadaro mbuya ini kahana kachirova Saka ndakutopinda mu marriage here nhai? Rudo rwacho rotapira ummm ndapihwa tuma butterfly muviri wangu nemashoko andanga ndichiudzwa naPeace achitaura akanditarisa achisekerera,rudo runotapira shuwa dai zvaramba zvakadaro, "Handina mbuya ndokumbirawo mvura ndinogeza uye mafuta ekuzora" "Huya ugezere kuno ndine bath mubedroom yangu" "Ishuwa yaive yakanaka imba iyoyi mavakirwe ayo,Ndakageza mubath mavo vakandipa mafuta ekuzora neperfume yemuhapwa,yaive mbuya yemuchenoka kwete mbuya yenhando. "Maita basa mbuya" "Takura mvura mubucket iri,neaka kabucket kekuwetera kubuda panze kotyisa,iyi imvura yekugeza pamuchapedza unobva wageza wanzwa" "Eho mbuya maita basa" "Good haurambe anonyatsakukubata iwe wotetserawo uchidairira sooo motorara mose ndizvoka" "Eho mbuya" Ndakafamba ndokuenda muroom iya,Peace aive asati auya asi ndichangopinda akabva apinda,asi aive akabata foni. Akatarisa pabed paive newhite sheet, "Babe wangu Saka wava ready kuva Mai here?" Ndakashaya ndopindura kutii, "Handizive imimi" Ndakadaro nekupererwa, "Oky ndokuchengeta hant,chibvisa hembe tivate hedu ndakutodzima foni ndikuhwa kufara kani ndakura Hona ohhh nyama kuunyana kudai kudawo mukadzi" Moziva ndakaita kuyunguduka Moyo ndichiudzwa izwi, "Huuu hooo asi muchiri mudiki" "Iiii shuwa here nhai,I love you unoziva" Aive andibata muchuno manje ndokubva andizevezera anzi, "Kiss unoiziva here sweetie " "Ummmm" "Dai tikisane" Zamu rangu ndanga ndisati ndamboribatwa iri,ndakanga ndodzvayiwa zamu zvainakidzira achidya muromo wangu.Ndakatenda Mwari nokuti mazino ndaikwesha hangu ipapa ndaive ndakwesha netowel asi zvaive nani akakwanisa kundikisa asiri kunhuwirwa, "Unonaka babe ndikuhwa kukudai chaiko usandirwadzisewo kuti ndione usiri mhandara" "Ndiri mhandara ini," Ndakadaro ndichibatwa rimwe zamu kunzi tefu tefu zvinonakidzira Soo,hembe dzakabviswa,ini ndaingodairira zvaaita ndakaregedzera muviri pfungwa dzakatenderera idzi ndarariswa pabed,ruoko rwake rwakati mubhurugwa tibu imi kuhwa kupisa kuti tuuu pfungwa kutenderera kuti tende,bhurungwa rakanzi braruuu waruuuu,ndakahwa richidembuka wena.Aive akundiisa muhuro achivhura gumbo,ndaida kutaura' pandakaona door richivhurwa iye aisazviona semunhu akanditarisa,pandakashama muromo kuti nditaure, "Peace " "Chii babe zvikunaka here ndakuda kuisa hant dai sooo ndiise" Akabva andivhara muromo nekiss ndichida kutaura' kuti Alex apinda mumba,ndainge ndonyara ini nokuti makumbo angu aive akavhurika ndakamuona Alex achisimudza ruoko hamheno chaakabudisa akabaya Peace pagaro,ini ndainge ndakufemeruka unohwa kamwe kakupera Simba sooo, Pandakada kutaura ndakahwa kubaiwawo kuside kugaro,ndisati ndadii,Peace aive ati fototo avhara maziso,ini ndakatangawo kuona madzengereri ndokuvhura mazisowo ndisina simba, The end of chapter 9 1k likes to unlock chapter 10 Chii chafungwa naAlex??
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 501

Comments