๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ

February 10, 2025 at 03:45 AM
*_Chimboudzai vafana vakazvarwa kuma 2000 ava kuti kare kwairohwa dhongi ne waya, Kkkkkkkkk. Vana vemazuva ano havazivi kuti tairohwa_* *1. Kuchema ๐Ÿ˜ขkana warohwa kwairovesa* *2. Kuchema ๐Ÿ˜ญusina kurohwa kwairovesa* *3. Kusachema๐Ÿ˜• kana warohwa kwairovesa futi* *4. Kumira ๐Ÿ™vakuru vakagara pasi kwairovesa* *5. Kugara pasi ๐Ÿ™‡vakuru vakamira kwairovesa futi* *6. Kufamba famba pakagara vakuru kwairovesa* *7. Kupindura munhu mukuru ๐Ÿ˜”kwairovesa* *8. Kuramba wakanyarara ๐Ÿ˜žmunhu mukuru achitaura newe kwairovesa* *9. Kugarisa nguva yakareba usina kurohwa kwairovesa ๐Ÿ˜ณfuti* *10. Kuimba wabva kutsiurwa๐Ÿ˜ฎ kwairovesa* *11. Kusakwazisa vaenzi ๐Ÿ™kwairovesa* *12. Kudya chikafu chabikirwa vaenzi kwairovesa futi* *13. Kuchemera kuenda nevaenzi ๐Ÿ˜ญkwairovesa stereki* *14 .kutorohwa kwairovesa ๐Ÿ˜Ÿfuti* *Tairohwa kani*๐Ÿ˜ก https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V ShareโœŠโœŠโœŠ
๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ข 11

Comments