๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ WhatsApp Channel

๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ

6.6K subscribers

About ๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ

LอžอŸฬฟฬณaอžอŸฬฟฬณdอžอŸฬฟฬณiอžอŸฬฟฬณeอžอŸฬฟฬณsอžอŸฬฟฬณ TอžอŸฬฟฬณaอžอŸฬฟฬณlอžอŸฬฟฬณkอžอŸฬฟฬณ OอžอŸฬฟฬณfอžอŸฬฟฬณfอžอŸฬฟฬณiอžอŸฬฟฬณcอžอŸฬฟฬณiอžอŸฬฟฬณaอžอŸฬฟฬณlอžอŸฬฟฬณ : ๐Ÿ“โค๏ธ https://whatsapp.com/channel/0029Vale9I2CRs1iPwStMr0o Welcome to _BOSS LADIES_ group platform.....muno ndomune madzimai ari kutsvaga kudzidza kugeza...tinodzidzisana kugeza ...kuzvida iwe pachako Iya inonzi self confidence..kuzvigadzira muviri wako kubva kumazino kusvika kumanya ..Kwete kugeza chete asi nenyaya dzekunakisa bonde ...kudziisa muviri....kuita zvidhori ...zvese nekusimudzirwa kwema business.....dzisziso isingaperiโ€ฆ.. *_PINDA UZVIONERE MUDZIMAI WANHAS๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ_*

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/15/2025, 7:41:52 PM

Vasingazive bvunzai TETE Venyikaa ๐ŸฅฐTete ndodii kuti ndiite skin itsvedzerere.Tete ndodii kuti ndidiwevo ndine munyama ๐ŸฅฐTete ndodii hubby akaenda haachadzoke ๐Ÿฅฐ Tete ndoshandisei ndri kubuda zvinonhuwa or kuvaviwa zasi ๐ŸฅฐTete ndoshandisei ndidziye pu$$y ๐ŸฅฐTete ndoshandisei kut i ndibate nhumbu ๐ŸฅฐTete ndoshandisei boyfreind yandidamper BT ndichiri kumuda ๐ŸฅฐTete ndoshandisei business rifaye Tete ndoshandisei kut babavemwana vamuchengete ๐ŸฅฐTete ndoshandisei kuti zamu rimire or kukura ๐Ÿ”ฅTete ndoshandisei ndoita zve kupinda mu bhawa ๐Ÿ”ฅTete ndoshandisei kudzora pussy ๐Ÿ”ฅTete ndoshandisei kut i ndiite ma tin tin ๐Ÿ”ฅTete ndoshandisei kukudza nhengo ๐Ÿ”ฅ Tete Ndodii kuti habby asaite zvema girlfriend ๐Ÿ”ฅTete ndodii kuti ndidiwe ๐Ÿ”ฅTete ndodii kupedza sick ๐Ÿ”ฅ Tete ma fibroids ndoarapa nei Musatye kuuya Ku inbox ndionei ripedze bhora Ladies small house or marwei vanomira mira vakarongeka ukaona uri girlfriend bt boyfreind yakuita futi vamwe bata hana zvigadzirise Girl friend inoziva ma bedroom kit ese baba vakairavira pu$$y yake Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/Ell6FmDs7QlBGVmZebuINw

โค๏ธ 1
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/15/2025, 10:09:39 AM

*SEI MA SMALL HOUSE ACHIHWINA ?* 1. Anoziva zvinodiwa nemurume wenyu imi hamuzvizive 2. Ma small house haakiye bonde imi munopedza week makatsamwa . 3. Ma small house anoita respect achida kudya Mari yababa . Unonzwa voti daddy mageza here? 4. Ndokuisirayi kanyama mu oven here kana munoda cold drink . Imi munonongedzera kune sadza. 5. 5. 5. 5. Munobika matemba ekupfidzisa murume . 6. Ma small house anocheka murume wenyu nzwara, vopukutwa vabva kunogeza , voiswa baby powder pakati pezvigunwe . Imi munoti seberayi muri kundimara nenzwarwa dzenyu. Don't make mistakes murume wenyu akamirirwa nemakava ane ma failed marriages . Please let's improve michato iyi . ZVINOSIMBISA DZIMBA Couples Notes 1. Mukushaya mukuwana Rudo mumba ngaritsve 2. Kutaurirana / Kugona kutaura (Communication) 3. Kuregererana 4. Kuvimbika (Faithful) 5. Rukudzo (Respect) 6. Kungo supporter mumwe wako Ndirikuuya ndichikuudzai zvinodiwa nevarume nekudero siya something kana usina kuomera โ™ฅ๏ธ โ™ฅ๏ธ

Post image
โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ™ โค ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ† ๐Ÿ‘ ๐Ÿ’‹ ๐Ÿค“ 61
Image
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/17/2025, 2:57:41 PM

https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V *CHII CHINOITA KUTI MUMWE MUSIKANA/MUKADZI ASABUDE R0PA PAANOBVISWA HUMHANDARA. KO MHANDARA INOONEKWA SEI??*๐ŸŽ€๐Ÿ’›๐Ÿ’™ Mazuvano kwawandisa nyaya dzine chekuita nevakomana vari kucomplainer kuti vasikana wavo havasi kubuda r0pa. Nhasi tiripo pakuzeya nyaya iyoyi rega tionesane zvishoma zvatiinazvo kuitira iwe mangwana uzonge uchiziva. Nekuti nyaya idzi dziri kuputsa marelationship nedzimba dzakawanda. USAKANGANWE KUPAWO VAMWE๐Ÿ‘‡ https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V ๐Ÿ’ฏ๐Ÿ’›๐Ÿ’ฏKazhinji humhandara hunoonekwa nekunetsa kutobvisa kwacho. Zvoda kana uri murume asina kutosimba chaiko unokwanisa kuita 3 days uchitotadza kubvisa. Wega unofanira kutonzwa kuti uhwu ndohwumhandara uhwu. Nokuti hunofanira kutonetsa nyangwe musikana wako ari slender nyangwe ari mukobvu. musalad. Humhandara unotonetsa kubvisa gara uchiziva izvozvo. Kana muri musango unofanira kutoita mavanga chaiwo uye kuneta kana muchibvisana humhandara. Ini rimwe gore musango takatenderera 360ยฐ degrees tichikweshana chete. Zvoda kana ave mukadzi ati kurei unoita seuchati ndakutsvaga agent atibatsire nekuti hunenge hwakomba. Zvino iwewe paunozonzi ndiri mhandara iyo ๐Ÿ†ichitotadza kana kumbodzikawo zvayo nemugero Aah pafunge?? ๐Ÿšจ*Ko chii chaizvo chinoita vamwe vanhu vasabude ropa* โœ…โœ… *KUNYEPERA KUTI IMHANDARA* Hona ka shamwari. Tine vasikana vanonyepa. kuti fuu. achiti imhandara iye akavhurwa kare kare. Ipapo unofanira kunzwa wega neforce yawaisa. Kuti zveshuwa ropa harina kubuda asi ndange ndichikweshera. โœ…โœ… *MABVISIRO EHUMHANDARA* Kozoita tine nyaya yemabvisiro arinoita humhandara. Unozviziva here kuti pane mhando mbiri dzekubvisa musikana humhandara. ๐Ÿ”†(1) kuboora sechipikiri apa tinenge tichitaura kuti wangoti ka 1 nesimba rose bvooo. Iyoyi method rinotobuda hariregi nekuti hapana kunyengererana. Ende method iyi inowanzoitwa nevanhu vakachecheudzwa nekuti misoro yembolis yavo iri strong havasvuuke. Kana vanhu vaye vanorepa ndozvavanoita. Nevaye vasina matyira zvavo. kunyanya varume wevanhu. ๐Ÿ”†(2) kuneneredza bยฃche* Apa tinenge tichitaura zvekuti unenge uchibata musoro wemboro yako uchiisa bit by bit. Uchiteerera kurwadziwa kwemunhu wako. Iyi method inotora madayz. Ende unokwanisa kusatoriona ropa racho nekuti ukuita zvekudhambisa tsinga kuti dziende kumaside. Kazhinji iyi ndoyekuti r0pa kana razoda zvaro rinobuda after some dyz matombokanganwa. Parinozobuda ndopaye pamunenge monakirwa nesยฃx wave kuisa force iye yekusqeezer sweetness mukati. But be guided neforce yaunoisa pafirst day unofanira kuita seuri kuisa pamadziro chaipo zvichimboramba. Uye vazhinji vanotobuda r0pa racho nyangwe neany method asi kungoti chete ukaona asina kubuda its bcoz washandisa method inoiyi โœ…โœ… *Rudzi/mhando yemunhu* Kunewo vasikana vekuti kana wakamutarisa anoita seane chimiro chechikomana. Even mafekero ake anoita semukomana. Vanhu ivava vari kwese munovaziva vazhinji wavo vanototamba nevakomana. Munhu iyeye kana akasabuda ropa usavhunduke iwe chako be guided neforce yaunoisa nekuti unofanira kuti uwi kana wasangana nevirgin๐Ÿ’ฅ. โ‡๏ธโœณ๏ธ๐Ÿ‘ŒUkaona musikana anokuudza kuti imhandara asi woshaya kana force yawamboisa. Poshaiwa kana ropa rambobuda ibva wamuudza kuti unonyepa zvekuti dhu. Hongu varikowo vanenge vakamborarwa kana nehama kana kumahumbwe vasingatozive vachiri vadiki asi vanhu iwavo machances acho ari low uye hapana munhu asingazozivi nhoroondo yemakuriro ake. ๐Ÿ”†Kunemi vasikana zviri nani kwazvo kuudza mukomana chokwadi nokuti kana achikuda anongokuda kana asingakude haakude. mazvita henyu๐Ÿค๐Ÿ’›๐Ÿค๐Ÿ’™๐Ÿค๐ŸŽ€ Ndini we Teejayโ€ฆ

โค๏ธ โค ๐Ÿ˜ฎ 8
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/16/2025, 5:35:30 AM

๐Ÿง‰Muroora uchipinda mumusha mevanhu unotanga nokuziva tsika dzekwavaroorwa. Haubve netsika dzekwenyu kunoisa mumusha mevanhu. ๐Ÿง‰Muroora uchingoroorwa hauchatenderwe kutaura nemax ako pangave paphone kana pameso. ๐Ÿง‰Muroora uchiroorwa ibva watotanga kutsvagawo tumidziyo twako. ๐Ÿง‰Muroora ndiwe muyananisi ndiwe muridzi wenyaya. Kana ukaroorwa mumusha mune mhirizhonga usasvike nokutora divi zviri nani kunyarara kana kuyananisa. ๐Ÿง‰Muroora uchisvika mumusha mevanhu vamwe vachakufarira vamwe vachakuvenga. Amwene ndiamwene muvengane sei ndiwe mudiki zvipete zvidzore. ๐Ÿง‰Muroora tsika nehunhu ndizvo zvakaita kuti uroorwe nokudaro ngazvisachinja nokuti waroorwa. ๐Ÿง‰Muroora kana waroorwa chirega kushora avo vasina kuroorwa. Nokuti hauzivi kuti mangwana kwako zvinopererepi. ๐Ÿง‰Patsika dzedu Muroora uchiroorwa muroora wese anofanira kuve nekitchen yake kumusha. ๐Ÿง‰Muroora chaiye tinomuona nokusununguka kana waroorwa watokura. Ita zvinoita kuti unzi amai nhingi avo. Mapfekero kamutairiro ngazvitaridze musiyano nezvinoitwa neuyo asati aroorwa. ๐Ÿง‰Muroora uchingoroorwa chirega kutamba nevasati varoorwa tsmba nevakaroorwa uchipihwawo mazano pfungwa dzikure. Kana wapedza kuverenga siya emoji โค๏ธโค๏ธโค๏ธโค๏ธ

Post image
โค๏ธ โค ๐Ÿ™ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿšฎ ๐Ÿงžโ€โ™‚๏ธ 36
Image
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/13/2025, 4:39:46 PM

Madzimai ose tikokudai muno๐Ÿ’ƒ๐Ÿพ๐Ÿ’ƒ๐Ÿพ๐Ÿ’ƒ๐Ÿพ: https://chat.whatsapp.com/EUlIe9sOo3s6peciTseull

โค๏ธ 1
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/16/2025, 10:02:39 PM

*LADIES VANETSA NEKUDA MATINJI* Madzima anoteta kuvaviva nenhundurwa pakukudza matinji Verenga ugoisa ๐ŸŒŸ uchazozvida mangwana *Tora lemon* ๐Ÿ‹ cheka checks kuita slices. Boil it kusvika zvaibva chaizvo zvose nemakanda acho zvava zvima porridge. Chiisa makajira kakachena wosvina muto chete vose Heat cooking oil inesalt shoma. Chisanganisa cooking oil nemuto velemon juice uya, mix chaizvo kusvika zvasangana. Chiisa mubottle raunozvichengetera *Method*______chipota uchizora Tumatinji twako twembutu. Zora uchidhonza tudhori twese zvakaenzana but usazvirwadzise. Nyatsodhonza hako uchiisa zviri mubottle. Dhonza zvose usasiya chimwe, donza ose akure akaenzana.pasazoitanrimwe hombe rimwe diki, shape your punana zvakanaka. Ita izvi for ,3!days ugoona zvazvinoita. Please, ndati dhonza zvakaenzana usazoita chirema kubeche, kuita zidinji rimwe hombe nekadiki, shapeless mheche.๐Ÿ™‡โ€โ™‚๏ธ Follow this channel โœ… https://whatsapp.com/channel/0029VanORuA9Bb5qX5KLAR1h *Tora mhodzi dzeMufuta* about 30. Chidzimenya kubvisa makanda utore kamoyo kano Mera kaya kewhite. Kanga tumoyo utwo kusvika twaita tsito like. Kuya futi into powder n mix the powder ne cooking oil yakafanira kusvika zvasangana zvaita black. *Method* Chipota uchizora patumatinji twako uchidhonza zvakaenzana both left n right side. Ngazvienzane uite mheche inofadza murume.๐Ÿ‘™ Batsirikai ladies vanoda nzeve dzebeche. *MARUVA EMUUYU* Tora maruva emuuyu womapisa hako, chitora dota rancho.Chiisa kunzeve diki idzodzo uchidhonza hako.Iwe ndive unoziva size yeaunoda. ๐Ÿ‘™ *MUCHECHERE VECHIBAGE* Enda pachibage chakuda kutumbuka muchekechere, chiya chamona kuti chitumbuke.Iwe chigura muchekechere kumusoro kuya, Pisa wopota uchizora dota racho kuzasi uko. *NB* Chiisa rupavo or mark pabagwe ravatora muchekechere kuti uzoriziva.Kukura kunoita pavatora muchekechere uchibuda panze ndiko kukura kunoitavo nzeve dzako dzekusikarudzi Ukazokanganwa kunocheka muchekechere uya kana bagwe racho, unoita nzeve dzekuzopepa. Paunoona size yaunoda chinocheka muchekechere uya zvekuti hauzitungire futi.๐Ÿ‘‚ _React & share link asikana๐Ÿ’ƒ๐Ÿพ๐Ÿ’ƒ๐Ÿพ๐Ÿ’ƒ๐Ÿพ_

๐Ÿ‘ โค๏ธ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ™ 10
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/18/2025, 5:20:14 PM

https://chat.whatsapp.com/EtXeLrIj8CSIZhXjLxahhy *PINDAI MU CHANNEL MUFANOONA ZVATINAZVO* ๐Ÿ‘‡๐Ÿฝ https://whatsapp.com/channel/0029VakDw5sGzzKWxfxm3Q09 โ˜˜๏ธZvekukudza mazamu ๐Ÿ€Zvekumisa mazamu โ˜˜๏ธZvekukudza vhudzi ๐Ÿ€Zvekukudza MAGARO NEMAHIPS ๐Ÿ€Zvekupedxa dumbu โ˜˜๏ธZvekupedxa mapundu ๐Ÿ€Zvekupedxa skin disease ๐Ÿ€Zvekucleaner chibereko ๐Ÿ€Zvekuwedzera mafeeelings โ˜˜๏ธZvekudzosa humhandara ๐Ÿ€Zvekuti usimbe โ˜˜๏ธZvekuti uloose weight ๐Ÿ€Zvekuti munzwe kuda bonde โ˜˜๏ธZvekupedxa mastretch marks โ˜˜๏ธ Zvekukudza matinji And many more๐Ÿฅฐ๐Ÿฅณ For all man i have enlargent products ๐Ÿ€zvekukudza nhengo ๐Ÿ€Dambarefu ๐Ÿ€kusuka system nekuwedzera mbeu ๐Ÿ€mushonga unorapa STIs Tingange tasiya mamwe matambudziko, just follow and we have got all the meddication you might need https://wa.me/+263784498789 App/Call 0784498789 ๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™

๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/18/2025, 10:34:26 AM

๐Ÿ˜ ๐Ÿฅฐ โค๏ธ ๐ŸŒน

Post image
โค๏ธ โค โŒ ๐Ÿฅฐ 29
Image
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/13/2025, 7:10:02 PM

China Chemadzimai Tips On A Happy Home Kana wamuka kuseni isira murume wako mvura inodziya yekugeza paanenge achigeza iwe sanoisa mafuta , masocks, pant nehembe dzaachapfeka, ibva waisa Colgate netoothbrush, wopolisha bhutsu dzavo. Wowaridza mubhedha. Paunobvisa mvura yekugeza ibva waisa mvura yetea kana sadza , mubatsire kupfeka.eg masocks nebhutsu , kana kumuzora mafuta uchimubatsirawo kupfekedzera shirts , iva mirror rake tarisa kuti mhino hadzina madziwa here kana mabori kana apedza kupfeka muisire food inopisa adye gara naye kusvika apedza kudya kana aakubuda just give him a hug and akiss. China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Tips On A Happy Home China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Tips On A Happy Home Mufonere ari kubasa kungomubvuza kuti waswera sei pedzisa nekuti l love you paano buda sara uchirongedza Mumba iwo machira aye amakashandisa manheru ibva wamawacha paunonogeza kana mapedza kuita musazo isa pasi pepillow zvinonhuwa , imbovhura mawindow mhepo ipinde mumba. Kana adzoka mutambire even asina chinhu pinda naye mumba umubvise bhutsu nemasocks, nejacket aneta just greet him usarege kumubvunza kuti kwaswerasei kubasa nekakiss mupe food e,g drink or tea uchisanogadzira super, after tandarai zvishoma mvura yekugeza ichiita monogeza mese. Mopinda mumagumbeze bedroom is not a court room ndemekufara muchitamba kana Paine chauri kuda usature murimundima munokasira kuneta ziva kuti iwe wakaitwa muvaraidzi wemumwe wako ukaona ari mumood taura naye nenzwi rasarah rakapfava , anokuudza zviri kumudya mumoyo. Mude nezvaari hazvina mhosva kuti murombo. Rimwe zuva mwari vachamusungurawo. Usamutuke nezvekumusha kwake kana kutuka vausina kutadzirana navo like vana Tete, Amwene nana Babamunini nemadzitateguru kana manetsana muritwo musatuka vasina chavaita. Pandasiya tibatsirane tivake dzimba.

Post image
๐Ÿ™ ๐Ÿ‘ โค๏ธ ๐Ÿ‘ โค ๐Ÿšฎ 35
Image
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
๐‘ฉ๐‘ถ๐‘บ๐‘บ ๐‘ณ๐‘จ๐‘ซ๐‘ฐ๐‘ฌ๐‘บ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐‘ช๐‘ถ๐‘ต๐‘ฌ๐‘น ๐Ÿ‘„โค๏ธโ€๐Ÿฉน || ๐™‹๐™„๐™‰๐˜ฟ๐˜ผ ๐™๐™•๐™‘๐™„๐™Š๐™‰๐™€๐™๐™€ ๐™ˆ๐™๐˜ฟ๐™•๐™„๐™ˆ๐˜ผ๐™„ ๐™’๐˜ผ๐™‰๐™ƒ๐˜ผ๐™Ž๐™„๐Ÿ’ƒ๐Ÿฝ
6/13/2025, 4:19:01 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vale9I2CRs1iPwStMr0o *#MaidWithClass Part 2* Ok papart 1 ndasiirira zvakawanda. Helper ndichamuti Chichi my hubby Peter. So Peter started developยกng tumafeelยกngs towards Chichi mind u ini handina kuzviona ndiye ega akazenge akutaura tichitoseka and i don't blame him bcz Chichi aakanaka and i also wished kut dai ndine hanzvadzi svinu ndachestira. Tinopinda SDA saka 1 day kumusangano we asked Chichi kut aende nesu tasvika paya ndakangoona atojoiner rimwe grp remasalad vachitoita kuzivana so the other girl ndewe local kuchurch kwandopinda so was like ndichabvunza hangu musikana uyu 1 day kut munozivana sei bcz I knew chichi was not going to tell me. All she would say to me was mama u looking nice your skirt is nice ikuenderana neblouse let me fix ur hair respect yacho was too much. I wanted to learn a lot from her but ndaitovawo neprยกde kut ndotangira kupi Chichi most of the time aitaura chirungu and i used to question her accรชnt. Back to my story tazodzokera kulocal church imwe Saturday ndaona musikana uya i asked her if she know Chichi akatonditi unomuzivira kupi ndikati she is my helper akaumburuka nekuseka ndikati ko chii zvikanzi will call u on tomorrow bcz now we going to be late for the meeting yeyouth. She called akandiudza kut vanozivana from varsity ndakafreezer bcz ini ndakagumira A level. Manheru achidzoka Chichi i sat her down akataura zvese she was born in UK primary yese ariko ndokuzouya kusec kuzim after she l0st all her pรกrents and her young brother. Guys ndandakatozvipira kumudzinga that day but after adura zvese hanzi ndakazokura kuzim staying nabamkuru mumba yakatengwa by my parents hanzi bamkuru vaindishusha vachitonditi taura Shona this is not UK. She has a dรฉploma saka kushanda uku aida kupedzisa chikoro. Paaienda kuoff maweeknds aitoenda kumwe Kumba kwaainoshanda futi wknd yese. My hรชart was cut into pieces nditarise vana vangu vasikana, dzimba dzemaparents ake bamkuru ndovari kuzvifambira๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ. Anyway Nyasha dzinongouyawo pakadaro. *Part 3 loading................*

โค๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜ข โค ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜… 14
Link copied to clipboard!