
๐ฉ๐ถ๐บ๐บ ๐ณ๐จ๐ซ๐ฐ๐ฌ๐บ๐ฟ๐ผ ๐ช๐ถ๐ต๐ฌ๐น ๐โค๏ธโ๐ฉน || ๐๐๐๐ฟ๐ผ ๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐๐๐ฟ๐๐๐๐ผ๐ ๐๐ผ๐๐๐ผ๐๐๐๐ฝ
February 13, 2025 at 05:54 PM
MUMUNDA MEVAMWE SEKURU VANE MBIRI YEKURIMA MUNOONEKWA NYOKA YAKAKURA KWAZVO ๐๐ป๐๐ป
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
Pane vamwe sekuru vaigara nemuzukuru komana wavo zvakanaka naka uye sekuru ava vaive vakura zvavo uye makore avo ekuberekwa aive pakati pe60_70 . Sekuru ava vairima chaizvo uye vainge vasingaite nzara paimba pavo uyewo vanhu vaitouya vachitenga chibage sezvo sekuru ava yaive hurudza kwazvo inotozivikanwa
Umwewo musi sekuru ava vakabva vatora muzukuru wavo uyu avaigara naye uye muzukuru uya ane makore 19 ekuberekwa uye haasati aroora hake , sekuru ava vatora muzukuru uya vakabva vamuti hande kumunda kwangu uye muzukuru akabva ati handei sekuru ๐ถ ๐ถ,, vaviri ava vakabva vaenda kumunda kuya uye muzukuru uyu akabva anzi tora badza tiende naro kumunda nekudero muzukuru uyu akabvawo atora badza riya ndokuenda naro kumunda kwasekuru vake uye vakangoenda vari vaviri (2) . Vachisvika kumunda kuya vakabva vaenda panzvimbo yaiita mabarwe zvakanyanya kudarika nzvimbo dzese uye nzvimbo iyi paive pari pakati pemunda ๐๐ ,, kutaura chokwadi mhuri yezimbabwe nzvimbo iyi yaiita chibage chekuti chero yave nguva yekugocha munhu haaimbopedza miguri miviri ari 1 nekuti paiita mabarwe chaiwo akakura zvekuenda nekudzoka ๐บ๐ป๐บ๐ป
Sekuru vaye pavakasvika apa nemuzukuru wavo vakabva vamuti muzukuru chera pakati pemunda apa uye muzukuru uyu akabvunzawo sekuru vake kuti ko sei muchiti ndipachere panhu apa asi sekuru vakangoti chera chete nekudero muzukuru akabva atanga hake kuchera nzvimbo iya yaakanzi achere uye paive pakati pemunda paye . Muzukuru akachera zvekusvika pa50 centimetres uye pakabva pabudawo zimwena uye muzukuru akabva audzawo sekuru vake kuti honai zvapave uye sekuru vakabva vati ramba uchingochera chete ๐คทโโ๏ธ๐คทโโ๏ธ .. muzukuru akabva aramba achingochera uye ave ku80 cm pakabva pabuda nyoka ๐ yakakura zvinoshamisa ๐ฑ๐ฑ muzukuru achiona izvi akashamisika nazvo asi sekuru vakamuudza kuti nyarara uye vakabva vamuudza kuti nyoka iyi ndiyo inoita kuti ndikohwe chibage chakawanda ๐คจ๐คจ sekuru ava vakabva vaudzawo muzukuru wavo uyu kuti dai pasina nyoka iyi dai paimba apa pane nzara
Mushure mekunge muzukuru aona nyoka iyi akabva anoudzawo baba vake zvaainge asangana nazvo kumunda wasekuru vake asi kubva musi iwoyo sekuru ava vakabva vatiza paimba apa uye kusvika parizvino havasi kana kutoziikanwa kuti varipi ๐โโ๏ธ๐โโ๏ธ . Nyaya inorwadza zvakanyanya ndeyekuti muzukuru uyu kutaura kudai arikungobuda mututu usingagumi uye vakambofamba kune vanobetsera asi hazvisi kupera uye kuzvipatara vanoenda asi dambudziko iri harisi kukundika
Mhuri yezimbabwe nyaya iyi ndeyechokwadi uye ndichakuudzai kuti yapera sei nekudero follow channel iyi nekuti ndinoposter nyaya yacho muno kana ndawana zvakazoitika + don't forget to REACT and SHARE ๐๐ป๐๐ป๐๐ป
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
Follow kuti unzwe zvinoitika munyika yatigere uye kunze kwenyika ๐บ๐ป๐บ๐ป
Ipaiwo vamwe nyaya dzakadai kuitira kuti vazivewo kuti kubata mushonga kwakashata
๐ข
๐ฎ
๐คฃ
5